Thank You Chief Makope for your all Round Education. Powerful. No to cutting TREES and destroying the Environment. Honzeri ndiyewo EDiot everyone is now affected with this Idiocracy. TREES are our LIFE! 😢🇿🇼
Good luck and safe journey to those who will go to collect the cows from Dennis, mabvumiro aaita ndeaya ekuti ndine size renyu chairo hatisati tatanga, panofe muntu apa
Hanzi musateme miti apa magetsi havana havana gas kana coal chaiyo saka vobika neyi, Whats the alternative, haungarambidze vanhu kutema huni usinankuvapa chekushandisa, ndokupenga ikoko
Zvimwe zvinozotaurwa mumatare edu zvinotidiravo confusion futi! Hanzi munhu anofanigwa kukumbira (or kuudza Sabhuku) kana achida kutema muti uri pamba or mumunda make - is that true or the law really? Saka pandinopiwa gombo racho kuti ndiite munda Sabhuku ndivanondiverengera miti yandinofanira kugobora neyandinosiya mumunda or yard yangu here? Otherwise it doesnt make sense kuti miti yandakasarudza kusiya ndega mumunda or pachivanze, kana kuti yandakatodyara ndozoda kukumbira Sabhuku kana ndafunga kuitema. I find it confusing or rather extreme for our rulers to go as far as kutonga miti iri muyard yangu. Of cz iri mumasango hayo it's their responsibility; no prbm with those. Not zvepaYard nemumunda mangu - izvo zvava zvekuzviwedzera masimba asipo izvo
dennnis ataura chokwadi chake kkkk haana sabhuku ndogara zvangu ndisabhuku vevamwe kkkkkk but sometimes vanodherera masabhuku iwayo nekuti inherera here asi mai awo ruzha too much xaa
Moms iyo lacks leadership qualities. In all cases vanoda kuti vanhu vakauriswe. Be a mother to your people and you will earn respect. Her voice is g=full of wrath. Of all the traditional courts iyi court inobhowa. Mitongo yacho ndeyevanhu vasina moyo wemubereki kuvanhu
Imwi mai murikumbira munovanira kuziva kuti mubereki anokudzwa hunga achizvibata semubereki.haungokudzi for the sake yokuti mubereki.sabhuku nga behave semubereki
Kkkk...i think to amai avo hazvirevi kuti kana urimberi uko unofanirwa kungotaura...nyaya dze rape kurambana etc vangataure, bt not pese pese, senge shiri inonzi chi dhii dhii
Dzimwe Hama imboko.Mukadzi uyo chibengebenge.Mambo adii kudzora sabhuku wake.Traditional courts are abusive and a shame.Dont take side.Mamwe masabhuku imboko.
Bravo to u my fellow woman mune zodzo yeleadership iripamuri cc gal power!!!!!!
😂😂😂😂😂
Too Much noise paVedio iyi
Amai avo ngavabve pamakurukota amambo havana mweya wekubatsira
Kunyengerera culprit, zvekutoirega ichitaura nhau isiri mudare. Muendesei kwaNyamaropa anotonhodzwa.
Iwe chief ipa mapurisa ako permission vamamise munhu uyo owozotongwa atyoka
Vakarova munhu akakuvara mambo nemapurisa vanoenda kujeri hakuna mambo ari above the law of the government.
Thank You Chief Makope for your all Round Education. Powerful. No to cutting TREES and destroying the Environment. Honzeri ndiyewo EDiot everyone is now affected with this Idiocracy. TREES are our LIFE! 😢🇿🇼
Muridzi wehuni anehunhu than nyakutengesa huni dennis akafumka
Pandinobhadhara mutero kwasabhuku ndobhadharira masvosve, mbeva, majuru nezvose zvirimo ndezvangu.
Dennis anyepa kuti maloads ese akaita $60 iwo akaita $120 itsotsi denny
Good luck and safe journey to those who will go to collect the cows from Dennis, mabvumiro aaita ndeaya ekuti ndine size renyu chairo hatisati tatanga, panofe muntu apa
😂😂😂 Tawura hako
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 akavagadzirira size
Unotamba iwe, mambo vanen'anga dzese ,unoti masimba ekuyonga vanoroya mudunhu vanomawanepi, avo havatangike wanhu
Iyo mai iyo inosvota yakuita kuti dare ramambo Makope ribhowe. She wants to be heard ivo vega she is very loud.
Time tumambo tunobowa kuterera kudzvinyirira . Mambo makakura sei musingazivi kuti muti unotemwa musayita kunge munogara ku America
Auntie muhard pavarume vese avo welike her. Inhengo inezvimiririra she's good
Taurai henyu mambo dennis iboora ngoma
Apaa varikungovhengedzeea😊
Hanzi musateme miti apa magetsi havana havana gas kana coal chaiyo saka vobika neyi, Whats the alternative, haungarambidze vanhu kutema huni usinankuvapa chekushandisa, ndokupenga ikoko
Mutengo wacho mmmm
Ishe vanzwireyi tsitsi
Dayi makwidzira nhubu iyo. Avo imbavha futi anyway ngazvirambe zvakadaro. They will learn a lesson 👍🏿
Dennis haana respect anodheerera,Dennis acharangwawo nevana vake. Tit for tat
Psmapurisa amambo madini kubvisa vechikuru maisa mamonya ayo nevechidiki vachareplacer 2 vechikuru avo
Uyu mukadzi mmmmmmmm anenge anoshota bonde kkkkkkk ihasha dzekuda runda idzi
Vakadzi padare havadiwi vane noise havafanirwi kutaura padare
Thanks mambo namai avo kuvakiridza mhuri iyo mwana uyo acharasisa dzinza rose, baba ndibaba ngaabatsirwe nevamwe kugara pasi nababa
Mwana inhubu 😊
Uyo mupurisa nhubu iya yekudanana nemukadzi wemunhu makamudzinga wani is this before or after
Mupurisa aripedyo nadennis big up unogona iwe
Ukama haugezwe nesipo semvura 🧼 🚿
Thank you mother no to cutting down of trees😊😊
Mombe 4 for trying to earn a living. Hakuna mabasa, the guy is disrespectful though.
Icho chiri stubborn hanzi ndoona zvekuita mombe 4
Amai avo vakabva kupi kutaurisa kwachoe haaa vanosvotaaa
Huni dzinebasa rei, handi ndimi madzishe asina njere kuvhotera zanu pf hezvoka munoda vana vadunhu varame sei nyika yakaoma sei
4 mombe kkkkkkk varombo vanorarama vachichema misodzi yeropa so
Mai avo shuwa wanokonzeresa
Mai vane dzungu rinobhowa vanobva vazviita kunge ndivo mudzimu wacho
Mai vanotaura havo ivavo and vanongoganira nepasingade kuti vataure
Imbwaa iyoo shaaaa,ko kudzikama 😂
Mataura mashoko makukutu amai
Huni kunotemwa dzakaoma kwete nyoro
Uyu his ancestors roots are fromS Sudan chete😊
Kkk
Sabhuku arikushunguridza mwana
kunodiwa mapurisa akasimba , socks Sara kkkkk amanaka
Kudza Baba na Mai
Noise 😮
Yooo mai awa nditanha dzirwe
Ko iyo iuniform here inopfekwa nemukadzi uyo mabiyedu
Kkkk mucheno mabiyanguwe
Anopenga makope, mombe 4 kbhadhara kutema muti mumunda wangu wandirikubhadhara mutero. ko atengeserwa anobhadhara 3 dzechii haaaaaa hudyire hwacho hunesatanism mukati uhu
Zvimwe zvinozotaurwa mumatare edu zvinotidiravo confusion futi! Hanzi munhu anofanigwa kukumbira (or kuudza Sabhuku) kana achida kutema muti uri pamba or mumunda make - is that true or the law really? Saka pandinopiwa gombo racho kuti ndiite munda Sabhuku ndivanondiverengera miti yandinofanira kugobora neyandinosiya mumunda or yard yangu here? Otherwise it doesnt make sense kuti miti yandakasarudza kusiya ndega mumunda or pachivanze, kana kuti yandakatodyara ndozoda kukumbira Sabhuku kana ndafunga kuitema. I find it confusing or rather extreme for our rulers to go as far as kutonga miti iri muyard yangu. Of cz iri mumasango hayo it's their responsibility; no prbm with those. Not zvepaYard nemumunda mangu - izvo zvava zvekuzviwedzera masimba asipo izvo
Zimai iro zimbwa,harina hunhu,rine hutsinye,zitinha dzirwe chairo
Vakadzi vanotaurei panotongwa nyaya vanopesvedzera
😂😂
Mai awo wabatei muromo wachavhiringa mambo
Mai avo vane murume here kana vainaye ari pama1
Sure
Hondo ikauya ichibva Kupi
Zvinongoda une pfuti wovapfura vese mapurisa iwawo
Aaaa kupfura mapurisa why??🤷♀️
😂😂 ndosaka pfuti ichingodiwa haudhererwe nanamupurwa
Ko maChina mukumaita sei mochemera miti kogold ririkubuda munyika mukudii kuvabhadharisa mombe zvomotoziva kuti vaienda negobo
dennnis ataura chokwadi chake kkkk haana sabhuku ndogara zvangu ndisabhuku vevamwe kkkkkk but sometimes vanodherera masabhuku iwayo nekuti inherera here asi mai awo ruzha too much xaa
Mai avo ndivo vavekutotonga apo
Nherera hadzichina vachengeti pamwe pacho mambo tarisai mativi ese nherera yakazotanga kuguta mazuva ose rinhi, vanereki kudzai vana futi
Sabhuku namukuma mukujairira nherera tokuziva kuda kudya zvevapfupi nekureba
Mai avo vanedzungu
Amai avo havakodzere kugara panamambo.... Vane Bitterness
Moms iyo lacks leadership qualities. In all cases vanoda kuti vanhu vakauriswe. Be a mother to your people and you will earn respect. Her voice is g=full of wrath. Of all the traditional courts iyi court inobhowa. Mitongo yacho ndeyevanhu vasina moyo wemubereki kuvanhu
haaa iyo mai iyo ngaibve kumberi uko iye akati vakadzi vanotonga mudare ndiani?
Dennis is very rude and naughty
Midzimu haimanikidzwi munhu. Plus hainaisi mvura
Ndimai Maambo hre wari kupopota kidaro awo
Socks sara 😂😂😂😂😂
Imwi mai murikumbira munovanira kuziva kuti mubereki anokudzwa hunga achizvibata semubereki.haungokudzi for the sake yokuti mubereki.sabhuku nga behave semubereki
Ava Chief havagone kutonga zvakanaka havana inonzi justice dai vachiona kutonga kunoita vanhu nekuti havanya tsotonga zvekuti mhunu haazvipame zve nekuti munhu akarara nemukadzi wemumwe anoripa mambo chete sei kunge mukadzi ndewamambo sei asinga badhare muridzi wemukadzi mambo endai kuno dzidziswa kutonga zvakanaka
Mbavha dzirikuba uko dzigarirei mudzibate siyanai nevanhu varikutema miti hakuna mabasa ndozvaaonavo zvinoita
Mambo mave kutora basa ra secretary rekunyora iri zivai magumo ebasa renyu
Mai vane murumee hree😂
Handifunge ini bce kahunhu kavo ndekechibishu
Kkkk...i think to amai avo hazvirevi kuti kana urimberi uko unofanirwa kungotaura...nyaya dze rape kurambana etc vangataure, bt not pese pese, senge shiri inonzi chi dhii dhii
Murume anodherera hake kkkk
Dzimwe Hama imboko.Mukadzi uyo chibengebenge.Mambo adii kudzora sabhuku wake.Traditional courts are abusive and a shame.Dont take side.Mamwe masabhuku imboko.
haaa mombe 4 dzakawandisa haiwawo,, chii chakadero
It shows mukadzi uyo anotonga murume
Muuu ichi chivanhu rudzii chekuti mukadzi anotonga varume no
Mai avo ngavaende kundowacha mocha dzavo vasiyane nekusimudza izwi ,
Wakadakwa awa
Ummm mkadzi uyu asi I girlfriend yamambo
Mai avo isydi chick yamambo kana mambo vacho hapana nezviripo njere hapana avo vakanwiswa weti yebeche ramai avo fuck off.
Warikudzvanyirira munhu uyo arikutaura
Amai kumhata kwenyu imi ,ma chaina arikuchera matombo pamusoro pemakuwa ehama dzenyu wani rubbish yemunhu musuri wenyu zimunhu re zanu misatanyoko wenyu satani
Mashoko aya akarema zvaita sei kusvika pakunyora mashoko akadaro
Moms iyo umm ndofunga kumba kwacho hakugariki she lacks leadership qualities
Mai vane AIDS avo ibenzi
Haivoooo
Guys musangojaira kushora vakadzi mai avo vanemapoints kudarika varume pese panotongwa nyaya vanoda kungodzidza kudzikamisa voice ravo chete