Pakashata: Thomas Mapfumo Vodyira Hurumende Marasha Hanzi Ndipeyi Mota Dzangu Dzamakandibira
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 5 พ.ค. 2024
- Pakashata: Thomas Mapfumo Vodyira Hurumende Marasha Hanzi Ndipeyi Mota Dzangu Dzamakandibira
ROAD TO 50K subscribers ❤️❤️
Please don't skip ads.
SUPPORT THE CHANNEL
Donate from $5
www.paypal.com/paypalme/point...
✅ POINT5 MEMBERSHIP / @point5creati. .
Don't forget to subscribe and follow us on all our social media
Please follow us on all our social media platforms:
/ point5creat. .
/ point5creatives
Join this channel to get access to perks:
/ @point5creativestudios
We salute you Mukanya. Zanu pf imbavha, plus iwe une mari dzako.........kwete zvana Chivhayo mbavha
Tatenda nekuziva chokwadi you are the really father even though you are in America ❤
Much respected Mr Mapfumo
Amen and AMEN baba taurai zvenyu pamberi nenzara pasi nekuguta ,Maratidza kugutsikana nehupenyu hwenyu ,asi tese tinotya huyai baba mutitungamire or taakutouyawo ikoko
With all due respect Sir, you are an amazing giant in your own genre. Secondly, well done for making decisions that you felt were good for yor family. However, pamwe marasika, personally speaking I'm a proud Zimbabwean who learnt in Zimbabwe and received the utmost good education, I am proud of me and proud of my father Mhofu yomukono( Rest his soul). Zimbabwe is a peaceful country and everyone is free to be and who they want to be. I'm not a politician neither do I blame anyone for failures. My focus is to soldier on and be the best I can to work hard as well as create employment where I can. Politics is politics and Zanu pf is an organisation that does what it does to safeguard its existence, that shouldn't be anyone like myself's business. I feel you tried to be a part of it and you didn't play your cards right shit happens. You are wrong in trying to hotspot your anger and calling everyone in Zim a coward. You could be called a bigger coward for packing your bags when you faced problems and refusing to stay and face them. Not all Zimbabweans hate Zanu pf and even when not benefitting, it's just not our business we try to mind ours. Again, you are an amazing artist and hero, I love your music and words but stop trying to convince people otherwise you will lose the respect you have worked so hard to achieve. You don't need anymore convincing your music is more legend. Rest Mukanya, sekuru vangu soko and enjoy your life that you have chosen for yourself. Salute!😊Hero!
Enough respect for the legend
Tinotenda sekuru wangu mkanya Kuti murimupenyu kwaitodiwaimi vakazopedzera shungu kumota
True mukanya
We salute you Mukanya
Thank you mapfumu
It's true.Mkanya mataura. zvatinoziva. Shuwa. apo
Huyai kumusha baba.
Thanks Mukanya
Ndozvinoita vanhu izvozvo havaone kugona kwako vanongoda kuziva wrong side we need you and God be with you baba Mukanya pane zvose zvamakaita
Ndozvinoita mbavha
Ku Zim chese chiriko is a tool being used to fight Zimbabweans and keep Zanu pf grip to power
Chauya chauya vakomana
😢 so sad
mamwe maZimba tinobayiwa nokutukwa apa uchizhambatata kurwira ivo
Tinokutendai Mukanya
Pamberi ne kuparadza nyika to the last minute
Pakaipa Mukanya marwadzo chaiwo
Kkkkkkkki Pamberi Nzara Pasi Nekuguta😂😂😂😂
makaimbira magombiro,
Murigwarawo Mukanya kkkkkkkk, Pamberi neZanu PF pasi nemhandu
Nyoba hurumende
Zim is labishi 😂😂😂😂😂
Eeee sure Mukanya ngatisvinurei veduwe, tirikuti pamberi nenzara pasi nekuguta
Yes
Mudhara mukanya mavavo gwara, chairo makatiza kusiya stand yenyu ku borodale, pari kurimwa tubagwe nema garden boy iriko
Magona mukanya Wiknero ngaape vanotambudzika why achitsvaga ma celeb anemari kare imo munyika muzere vanotoshaya chekudya chaicho
zvakawoma
Problem hutsinye hwavakabva nhawo ku hondo havana kuhusiya, language yekutuka havadi kuisiya, President anoita slogan kuti pasi nemhandu How can I be an enemy munyika mangu
I agree with you
Imhando ipi yemota idzodzo
Mudhara uyu imboko anonyepa zvisingaite. Ndoipi song yakaimba yechimurenga, chimurenga chaiimbwa nacde Chinx kwete mutengesi uyo unotaurira maborn free izvozvo kusanyara
Kwava kuenda uko kwaMwari siyani nazvo imimi idyayi mari yenyu makanyarara
Mukanya
Vakashinga vari munyiks they left Zim musadadire vanhu nenyikatorwa
Iwe mapfumo usada kutidzosera kumasure ziva zveikoko kwauri isu tiri bhoo Zim kuno torima isu pamberi ne ZANU Pf pasi newe unotaur zvekumama kana uchida mota uya zvakanak
Ndiwe uri kurima nhai kuZimbabwe? Ndoshaya kuti sei kune nzara. OK ndaku bata.
@@AugustineKasivila kkkkkkk ndini
Mukanya huya iwe uzotanga kuimba toitoi yacho kwete zvekutinyangadza
I understand the story it's not zanu pf its Mr police who sell the cars
Dzoka kumusha, if you are not a coward
Wakatorerwa motor ko zvanga zvaita sei? Uri nhubu mdara iwewe 😂😂😂. Taura chakakonzeresa kuti motor dzitorwe? Hurumende haingoiti izvozvo pasina nyaya iwe mdara
Haasi nhubu asikungoti akaimba the song nyika yamaichera yaita mamvemve .
Famba mukanya
Chokwadi.murikutaura.vamukanya.vachabvuma zvavo zanu pf yakapusisa vachabvuma havo
Imi makatizei anti kutya Moda kuuraisa vanhu
Mukanya muri mutengesi nyararayi machembera.
Mutengesi ndiwe nababa vako makatengesa nyika kuma china mhondi dzevnhu
You’re a liar and belong to your father the devil
Mwana we pfambi nyarara…imi ndimi vatengesi mapedza nyika kuma china…siyana ne gandanga
Yoooh you need people to dier tở protest even you are scared if not you suppose to cam to demand you car sỗ don’t blemish people you running away
😂😂😂😂 wakatorerwei mota iwe u are a coward
Pamberi ne ZANU PF. Pasi newe Mukanya
Buritsa proof of payment for the cars!
Buritsa proof ye kuti dzakabiwa
Waitasei nayo akabuditsa
Ndakambozvitaura kuti akaona mudhara mukanya achigara mugarage ndiyani ? Don't believe everything you see on the internet unless it is from the horse's mouth.
But if it's about zanu u believe it
Munoziva zvamunoita VaMukanya kwete rombe iro rinonzi Chivhayo
Sekuru munonyepa ndodambudziko renyu
@@paddingtonmukumba5619 beche ramai vako mwana wehure
Azvitukisi iwe kwana , urimutengesiwo fut iwewe@@user-uy1kt8hj7o
Wajaira nhamo it's normal to you. Uncivilized dofo
Those cars were stolen property.It is a naked lie.He was running away from crime.Being in possession of stolen goods is a crime?Prove they were clean.Even for a pair of slippers you get a receipt.He sought asylum after overstaying his visa.MaZimba chiiko kungobvuma manyepo.Impounded vehicles are parked in Southerton.Thomas Mapfumo iduzvi,mutengesi uye mboko yemunhu!
Dako rako wangu.....Thomas is innocent
Mbwaaa iwe…ko zviri kunzi pakashaikwa vano claimer mota hausi kupanzwa…mwana we pfambi…siyana na mdara wedu muroyi
Duzvi ndiwe wazvinzwa here iwe unodya nezanupf mboko yemunhu
Skeleton yemunhu