Ngozi Yofumura Mabhinya eNharaunda Ese Anga Ari paDare Kusanganisa Vakamuuraya. Vese Vosungwa Ipapo.

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 19 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 167

  • @HellenKindson-gl8fw
    @HellenKindson-gl8fw 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา +8

    Asi mwana angaziva here mazita evarume vakuru avo kungoramba zvavo asi vanoziva nyaya dzavo

  • @SharonMoyo-y3h
    @SharonMoyo-y3h 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา +8

    Ichi ichokwafi uyu mwana mudikisa nezvaanotaura

    • @TheChekas
      @TheChekas 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @@SharonMoyo-y3h hazvina sense though

  • @KeresenziaChinyama
    @KeresenziaChinyama 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา +4

    The best chief president i salute you mambo mutasa your knowledge is from god

  • @muchmuleya9651
    @muchmuleya9651 5 ชั่วโมงที่ผ่านมา +4

    Nhimbe you doing your job well done100%❤🇿🇦

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  5 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      👏👏👏👏

  • @rmakarau3229
    @rmakarau3229 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Zvinonzi zvakaoma kunge ngozi yemunyasarande.munyasarande akangwara manje anogadzirisa nyaya yake ega.n'anga dzinotoona kuti tikatsipika torohwa necrossfire better kupa mushonga wekuti zvifumuke.handiti maona kuti akufumura mabhinya mamwe plus awona kuti ndikabvapo vanopedza kuuraya vana vevamwe vachirasirira.mwana achengetedzwa nekunamata ropa rake mufi rachema seropa raAbel aurayiwa naCain.vabereki namatai uye dzidzisai vana kuda Mwari tarirai mwana haana kumonywa.Mwari ngavaitire muri iyi nyasha uye vabudise kwakawanikwa mutumbi uye nekuvigwa.Amen

  • @Moniquechiqous8052
    @Moniquechiqous8052 5 ชั่วโมงที่ผ่านมา +4

    Nezera remwana iyo handione vachinyeperwq ava, zvese zvaakutaurq nezera rake ichokwadi uyu mutumbi asi akataura mufi arikuronda dzese

  • @mrsmunaks
    @mrsmunaks 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา +5

    Ukanzwa Mambo Mutasa vati “security!” Ziva chachaya 😂😂😂😂

    • @TheChekas
      @TheChekas 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Vanongodzoka vanhu vacho, crimina justice inoshanda ne evidence kwete mahumbwe aya.

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Yaaaa munhu haaaurawe guys 😢nhaimi haasiriye Sharlon wekumbonetsa mazuva aye nenyaya yehubhinya uhwu

  • @veronicamashumba7387
    @veronicamashumba7387 5 ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Iyi ndiyo one ngozi yandabvuma payabudira pamwana

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  4 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      👏👏👏

  • @KeresenziaChinyama
    @KeresenziaChinyama 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Chief mutasa ndofunga ndambotaura kune imwe nyaya yakamboitika pane chimwe chiitiko kuti mwari wakuropafadzei aiwa makatoropafadzwa kare zvingoitika kupi zviro izvo pamatare ese atirikuona mwari achiwedzera yerai chief rambai makadaro

    • @TheChekas
      @TheChekas 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Ko vamwe vaanombotadza kutonga anongokomborerwa futi here

    • @shamainetimarizeni5429
      @shamainetimarizeni5429 49 นาทีที่ผ่านมา

      @@TheChekas😂😂😂

  • @ZandileNdlovu-zk8yk
    @ZandileNdlovu-zk8yk 10 ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Nhimbe nhasi number 1 mandiitira ❤❤❤❤

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Thank you very much.

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Veduweee kwaane mabhinya 💔 echikadzi zvakaoma chokwadi 😢mwana haangambonyepa arikutaura chokwadi nhoroondo dzose idzi arkudziwanepi

    • @TheChekas
      @TheChekas 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Ingano dzinenge dzichingotaurwa munharaunda. Kanonyepa futi, kamukomana kakaona chitunha chiri musaga zvonzi murware, hazvisi plausible

    • @TamaryManyika
      @TamaryManyika 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      @@TheChekas ko kana akabviswa musaga akatakurwa semunhu arikurwara zera irori sure 😢💔😞

    • @TheChekas
      @TheChekas 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @@TamaryManyika teerera chronology. Akasiiwa paakafira, following day akaiswa mubarn, then kujecha, then …Tunyaya twemajolly juice itwu

    • @chikukwachinowawa
      @chikukwachinowawa ชั่วโมงที่ผ่านมา

      ​@@TheChekasi dont think pakutaura nemotobike aive musaga,akabudiswa musaga then ndokukwidzwa pabike in a sitting position whlist supported kumberi nekumashure,obvious kubvunzwa kuti bho here pabike apo nemunhu uyo the boy had really seen it and figured it out kuti munhu ari pakati uyo hazvina kumira mushe

    • @it3788
      @it3788 45 นาทีที่ผ่านมา

      Ndomhondi zdobuda nekusata afrika😂

  • @euphrasiamuchuweni7497
    @euphrasiamuchuweni7497 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Zvakaoma chief Mutasa mabhinya nengozi kwakaoma chief Bushu naNyamaropa inyaya dzechihure dzoga nekurambana koga

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Vanohura vari nani pane vanhu vanouraya

  • @LynetteChakabuda
    @LynetteChakabuda 7 ชั่วโมงที่ผ่านมา +4

    Yaaa ngozi iripo apa I believe 😮

  • @jenniferkashiri4746
    @jenniferkashiri4746 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Varume ava kuramba havo but nyaya varikuiziva why mhepo yasarudzs ivo munyama here murikuziva nyaya dzenyu

  • @ruechamz5571
    @ruechamz5571 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา +4

    Mwana ari safe here uyu munharaunda

    • @pgambizah4962
      @pgambizah4962 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Haaasosiri safe

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 5 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Ari safe vakutya and ngozi yakamugara inomudzirira ingatotaura vachiri kurangana kumuuraya

    • @JoeySayeya
      @JoeySayeya 5 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Hanzi ndirikumuchengetedza meanin inomufudza paari

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Serial killers chaidzo

  • @stellahmvurume3273
    @stellahmvurume3273 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    shame mwana mudoko uyo

  • @liliannyatondo791
    @liliannyatondo791 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Iyi mutipe part 2-10 please

  • @PaulmuromboChitsike
    @PaulmuromboChitsike 7 ชั่วโมงที่ผ่านมา +4

    MALAWI

  • @PaloSant
    @PaloSant 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Kkkk Dhakaman kwahi hausi mu Chaina or murungu anonzi haashandi kumakomba😅😂😂😂. Nhasi ndanakidzwa though its very sad.

  • @upenyumaumbe640
    @upenyumaumbe640 7 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Kwamutare mabhinya akawandawo yoo

  • @emilymushonga1017
    @emilymushonga1017 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Part 2 pliz

  • @monalisafalite2382
    @monalisafalite2382 32 นาทีที่ผ่านมา

    Kwamutasa mabhinya Nyamaropa mahure Chigodora varoyi nekuromba

  • @AdmireChakauya
    @AdmireChakauya 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Zvinochemedza munamato waitwa nemwana pekupedzisira wandibuditsa misodzi

  • @veronicamashumba7387
    @veronicamashumba7387 5 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Nhimbe number1 weldone keep up the good work

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  4 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Thank you very much

  • @PaloSant
    @PaloSant 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Dhakaman wazvihwa here? Kwahi muri kuyhiwa mari handichatsitikike. Daira Dhakaboy.

  • @TinoMuzen
    @TinoMuzen 4 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Nhimbe 🙏🙏❤❤❤

  • @SophiaTsuro
    @SophiaTsuro 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Zvakaoma moramba pamwana mudiki achitaura 😢

    • @OlindaMachiya
      @OlindaMachiya 4 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Moyo wangu ndarwadziwa kani😢😢😢😢

  • @dadiraikamombe
    @dadiraikamombe 4 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Kungorambawo rangovawo drama zvaro nenyadzi zvese

  • @blantinambewe1096
    @blantinambewe1096 10 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Ari kukosora uyo ngaabve pavanhu kana kuti ngaapfeke mask.aah dare rose roitwa infected ngeflu ..no mhani .arwara ngaagare kumba .

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  9 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      🤭🤣🤣🤣 tichasvitsa

  • @goodmoremoyana3850
    @goodmoremoyana3850 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    😢😢😢 bt vanhu tisadaro kuremedza vana kudai

  • @josphinemandangu-ps6dc
    @josphinemandangu-ps6dc 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Criminal cases arising from Ngozi spirit , it is another level in Zimbabwe judicial system

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  9 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      True 👏👏👏

    • @PaloSant
      @PaloSant 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Wonzwa rimwe mu comment section richiti fake fake. Zera remwana uyu rigoziva kuti munhu wechirume anoombera achidai ogara akadai. Otaura nyaya yese zviri eloquent.
      I said it before kuti nyaya yehuwori ndiyo yasumudza ngozi zhinji. Vanhu vari kutonyora mapurisa nema PP.

    • @dhavetembo7654
      @dhavetembo7654 7 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      @@PaloSant What makes you think it’s 100% genuine to point yekuvharira varume vashanu muchitokisi. Hapana kana benefit of doubt given and it’s guilty until proven innocent

    • @TheChekas
      @TheChekas 2 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @@PaloSantfake

  • @tiffanysamuriwo2141
    @tiffanysamuriwo2141 48 นาทีที่ผ่านมา

    Kwanutasa nabhinya kwachief nyamaropa mahure

  • @shamainetimarizeni5429
    @shamainetimarizeni5429 42 นาทีที่ผ่านมา

    Koo mwana haavharwe? 😢

  • @Gono77
    @Gono77 42 นาทีที่ผ่านมา

    Ko kumapurisa ikoko manje complainant anenge mufi ari kubuda uyo here? Zvinotendwa here nemutemo wedu? Kuti Chief vaitira kuti itangire ikoko vozoibata later here? Ndaifunga kuti Mukotsanjera aifanira kutanga aveta kuti ingozi here shuwa then oita kuti inetse kwaDhakaman ikoko. Regai tione kwazvichaenda

  • @gracejaravaza5897
    @gracejaravaza5897 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mukadzi bhinya ko chikwangwani vanoita basa reminds?Kumabhinya variko mwana mudoko kuda mari nenzira yokutora hupenyu hwe mumwe munhu shuwa.Manyika chiiko nhahi

  • @AshleyTChidziva
    @AshleyTChidziva 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Haaa zvakaoma Dhakaman daira

  • @shingaimukokota150
    @shingaimukokota150 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Regai mukotsanjera ataure kuti tiku uraya vana sure kamwana kadoko andifungi kuti vanhu veku nyanga vane moyo

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Zvakaoma

  • @Franktee80.
    @Franktee80. 4 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Mambo makapenga

  • @veronicamashumba7387
    @veronicamashumba7387 5 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    1 gozi yaremekedzwa namambo vaoonawo vega kuti ichokwadi

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  5 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      🤝👏👏👏

  • @bsanzira
    @bsanzira 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    In short munhu haafe sehuku......ngozi inotozopfuta chete sooner or later.

  • @ClarahMakusiro-nv9ue
    @ClarahMakusiro-nv9ue 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Ko kuzotenga sweet kupa mwana asi munenge mune vana venyu hutsinye

  • @SharonMusokoma
    @SharonMusokoma 4 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Eeeh nhaaimi Sharon haaana kusungwa here

  • @emmiesmit1241
    @emmiesmit1241 7 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Mai avo handivo here vekupukuta chitunha chisiri chavo ?

    • @pgambizah4962
      @pgambizah4962 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Kupi

    • @rmakarau3229
      @rmakarau3229 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Nhimbe ngadzifambire, i think that's why mambo vashama paadedzwa

  • @markmax3112
    @markmax3112 3 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Musauraye vanhu vanhu ve malawi.

  • @ClarahMakusiro-nv9ue
    @ClarahMakusiro-nv9ue 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mabhinya ngaabatwe ose Mwari ngavaite zvibude pachena zvose zvirikuiswa pane vana vasina kana mhosva. Haaa zvorwadza kuiswa munhu wakauraiwa nevamwe vanhu
    Kupfuma nekurwadziwa kwevamwe . Sure kudiridzira magarden enyu nemisodzi yevamwe .

  • @NagiechrisMoyo
    @NagiechrisMoyo 11 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Nhimbe munogona mhani

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  11 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      👏👏👏👏 Thank you.

  • @evanspodzainyikavaranda3307
    @evanspodzainyikavaranda3307 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Mmmkakorokoza awo ese

  • @emilymushonga1017
    @emilymushonga1017 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Hanzi tumishonga twurimo mumaoko

  • @veronicamashumba7387
    @veronicamashumba7387 5 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Ngozi kana yabuda yabuda haichatsipikikeba

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  5 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Chokwadi

  • @HemishGovera
    @HemishGovera 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Mudzimu bae

  • @esiterymunzvengwa7878
    @esiterymunzvengwa7878 7 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Haaaaaa zvino rema

  • @EverestSimau
    @EverestSimau 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Apa pafumurwa amwe mabhinya echikadzi todii kuti zvipere, chido is mentioned here do it

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Zvakaoma kani

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 5 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Mabhinya ngaarohwe NE village yese before going to police they will respect the community

  • @gladysmachimbidza1133
    @gladysmachimbidza1133 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Mai Benzi kuremekedza mukando pane mwana

  • @tanyanyiwamaja5710
    @tanyanyiwamaja5710 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Nhimbez number one 🎉

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Thank you very much

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 10 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Vanhu muno urayireiko vanhu nhandi

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Zvakaoma mufunge, munhu haurawi sehuku.

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 10 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Nhimbe.une chimuti❤

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Thank you very much.

  • @Nunec
    @Nunec 7 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    This I believe

  • @ROGUE406
    @ROGUE406 10 ชั่วโมงที่ผ่านมา +2

    Manicaland people... I salendi.
    Greetings from Gokwe

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      🤣🤣🤣 ko mapererwa nei

    • @ROGUE406
      @ROGUE406 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @@nhimbetv haaa...ukaona Gokwe yasarenda, ziva kuti muri vahombe

  • @tabethmoyo6333
    @tabethmoyo6333 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Yhoooo nyaka yaipa but hapana chinovanzwa chichirova

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Chokwadi mweya wemunhu unomuka

  • @watsonchokufa9198
    @watsonchokufa9198 5 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Haa iyi ngozi yakaoma

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  5 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Pakaipa

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Nhandi DHakaman senior wemabhinya

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      🤣🤣

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 10 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Vanhukadzi mabhinya wooo futi zvakaoma

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Hahaha munhu wese anozvikwanisa zvekubhinya izvi 🤭

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Chinhu chinonzi munhu chakaoma

  • @Endenegmanjira
    @Endenegmanjira 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    😢😢😢😢😢 Mwana uyo a pinda bess

  • @TanyaAyanda
    @TanyaAyanda 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Zvingori pachena vanorambei

  • @PatriciaManyika
    @PatriciaManyika 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Shame zera remwana kani ndarwadziwa

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Zvakaoma

  • @FelistasJojo-yr3fe
    @FelistasJojo-yr3fe 4 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    She is too young vedu ummm zvkaom xuwa

  • @heatherhunda8424
    @heatherhunda8424 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Ummmmm. Ndarwadziwa

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Zvinorwadza

  • @aggiematsambo4648
    @aggiematsambo4648 10 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Zviriko hre izvi 🙌

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Zviriko

    • @aggiematsambo4648
      @aggiematsambo4648 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @@nhimbetv hoo scary

    • @ClarahMakusiro-nv9ue
      @ClarahMakusiro-nv9ue 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Zviriko ini kumba kwedu vanhu vakapera nekuda Kwa bamnn vakauraya Sekuru hanzvadzi ya mai vavo

    • @aggiematsambo4648
      @aggiematsambo4648 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      😳 OMG so he is a murderer ka

    • @PaloSant
      @PaloSant 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Nanhasi hamusati matenda kuti ngozi iriko?

  • @MollenMutanga
    @MollenMutanga 10 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Kkkkk Zvakaoma sure

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      🥲

  • @NdunaNong
    @NdunaNong 10 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Matubura musadaroba

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      🥲

  • @malachi.1845
    @malachi.1845 7 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Ndezve chokwadi here izvi

    • @AnaniasZuze
      @AnaniasZuze 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      Asi uriwo bhinya

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Isingebengu naye

  • @NagiechrisMoyo
    @NagiechrisMoyo 11 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    1

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  11 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Thank you

    • @MadeleenMasango-dc3uc
      @MadeleenMasango-dc3uc 7 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      ....,...😊😊.

  • @Countrychoice253
    @Countrychoice253 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Yaaah nyika inorema,

  • @Lulue05
    @Lulue05 7 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Pane nyaya

  • @tapiwamupapa8496
    @tapiwamupapa8496 10 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    why mabhinya kuwandir kwamutasa

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      Haha ari kwese wani

    • @PatriciaManyika
      @PatriciaManyika 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Kwa mutasa kwakanyanya hako vamanyika kuromba nekuroya number 1

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Kuda mishonga yekupfuma that the course

  • @ChezhirachezhiraChezhira
    @ChezhirachezhiraChezhira 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Shem apa mwana wacho mudiki hey

  • @taffytafadzwa1426
    @taffytafadzwa1426 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    That's mambo mutasa for me

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      👏👏👏

  • @emmahgovera8385
    @emmahgovera8385 10 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Zvakaoma Zvakaoma chokwadi

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      Zvinorwadza

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 10 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Godfrey dhaka
    Simba
    Happymore
    Ngoni
    Raver kmsara

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      💥

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 10 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Mhondi zvino vachaenda Malawi.koripa

  • @beautyzimbabwe1001
    @beautyzimbabwe1001 5 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    @nhimbe ko baba vekupenga mavabvisirei

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  5 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      🤭 vakumbira kuti timbomira pane zviri kuda kugadziriswa nemhuri vozotizivis kana vapedza. Motiregererawo ipapo taremekedza kuti mhuri igadzirise nyaya ipere.

    • @beautyzimbabwe1001
      @beautyzimbabwe1001 4 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @@nhimbetv ndandichida kudzokorora ndaishaya kiki

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  4 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Haha inodzoka manje manje. Kana mhuri yangotizivisa tinokuitai tag pairi.

  • @masciemudumo
    @masciemudumo 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Manje Hongu vanhu vataurwa vose vasungwa but inogona kushaya basa nyaya yacho due to lack of evidence. Apa pakuda mukotsanjera atidigure ngozi chete imukire mhondi idzi

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Anoipedza nyaya yacho. Asi ikaferefetwa inogona kubuda.

    • @masciemudumo
      @masciemudumo 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Dai zvadaro pamwe nyika inga naka. All thanks to you guys for airing nyaya dzakadai ruzhinji rwezimbabwe tizive kuipa kwaita munhu. So sad butchering people kunge vakuuraya mbudzi nhym.

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      C.I.O yezim iripi ndauziva ichipedza vanhu vakadai masipoti

  • @mrsmunaks
    @mrsmunaks 9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Nhimbe makeke

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  9 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Thank you soo much

  • @dhavetembo7654
    @dhavetembo7654 7 ชั่วโมงที่ผ่านมา +3

    Dare ra Mutasa is fast becoming a Kangaroo 🦘 Court risingaremekedzi kodzero dzevanhu. How can he detain vanhu for “murder” on the basis of zvataurwa ne”mhepo”. Iyi ndoyatova circus 🤡 docket racho rinonyorwa sei main witness in a murder case imhepo 😂😂😂😂😂. Mutasa’s court will fast lose credibility he’s listening more to mhepo than vanhu. Varume avo shouldn’t have been detained instead Mutasa should have summoned ZRP to update on the investigations if there are any before taking away freedom yevarume ava on flimsy accusations.
    Mhepo dzaku replesa Forensic investigations and no one challenges zvinotaurwa nemagumba aya. Disappointing 😮😮😮😮😮

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 7 ชั่วโมงที่ผ่านมา +8

      Nothing dissapointing. We shld upgrade spirituality in our court processes.
      So u think this kid was coached to say all she said?
      These are guilty as charged.
      The modern courts may set them free for " lack of evidence" bt hell will still be upon them.
      Hot and very hot!!

    • @linnetgambura9943
      @linnetgambura9943 7 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

      @@shingiraitrevormboto2105well said Dankie

    • @richardmobile2201
      @richardmobile2201 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      😂

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Izingebungu ngeke untshithse haba hambe ejele

    • @dhavetembo7654
      @dhavetembo7654 6 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      @@muchmuleya9651 ufuna babhadle ejele ngenxa yengane ekhuluma into engayazi Ayikho imibuzo ukwazi ukuthi idlozi ingokoqobo.

  • @CleopasKapoli
    @CleopasKapoli 8 ชั่วโมงที่ผ่านมา

    Nhimbe vharayi face yemwana please

  • @mc_martie
    @mc_martie 10 ชั่วโมงที่ผ่านมา +1

    Nhime is nhimberising today

    • @nhimbetv
      @nhimbetv  10 ชั่วโมงที่ผ่านมา

      Hahaha makatikoshera imimi