Mambo Saurombe is dramatic I like him munotongwa muchimboseka zvinodiwa futi ndinofarira kahunhu kavo stay Blessed Chief Saurombe, watching from Capetown
Mambo zvimwe zvese bhoo but vanhu vanenge veuko vanenge vanonyanyodherera ende security ngaiwedxerwe many power also security inopfekereiko maworksuit😮
I can authoritatively state that hapana chinhu chinonzi kuzvichenura before a n’anga in a traditional court. Once ukapumhwa huroyi you’re doomed there’s no way taunozvichenura becoz unopumhwa nemuromo (words) and n’anga yobva yatsinhidzira. Yet they want you kuzvichenura with evidence. Mudhara uyu kwese kwaachaenda anonobatwa becoz how can he prove that he is not. N’anga gets away with it in these kind of cases.
Baba tap's ko muporofita uya anomwa hake doro achibatsira vanhu aitiuka4na okuti bata panorwadza katatu akati bata siya bata siya akasoenda kupi anonzi Lion of Judah
Mwana waMambo here uyo? Uuuummm; kana ari mwana wavo mbuune, asiri other Family member hake, it then says a lot about the chieftainship. Zvingatoita sekuti vanotonga vega, nemukadzi wavo nevana vavo. But so far kutonga vanotonga hawo zvakanaka pakawanda pacho pandaka wonawo Dare rawo hangu.
😅😅😅😅vanhu maimbotuka Chigodora kuti anoda mari muchiti vanhu ngavagare padare kana vapedza kubhadhara kunze now takuona same story kuna mambo mbune😅😅😅vanhu vanodheerera ava vanoziva kuti dare rinotongwa nemari
Chief Saurombe vanenge vanotouya kudare vakadhakwa. The court needs to have someone take over that role otherwise its a complete circus. The most incompetent chief ever...a real lunatic.Why did you switch off comments panhau yemuchinda wekuuya kudare akapfeka court.
This mambo is a comedian😂i like him.baba Taps munonyurura mutakunanzva😊
Mambo Saurombe is dramatic I like him munotongwa muchimboseka zvinodiwa futi ndinofarira kahunhu kavo stay Blessed Chief Saurombe, watching from Capetown
Mambo ava ndakanonoka kuvaziva vanonakidza zvisingaite
😂😂😂😂
Kana ini
Ndinoshaya vaive kupi kare wese
Vakarongeka court room yavo room yavo iri smart kwete vamotengera muma classroom nepasi pemuti vamwe mubako chaimo kunge vanhu vachabva himhanyiswa nemarovambira dai mamwe ma chief atorawo ma notes ipapa
😂😂😂Fanika pavanoti pfutseki Buda muno havanyangerere
S😂😂😂😂 ehe
@@tariromagwaza imhosva yaba Taps vasina kutiratidza
Ndavepo ndange ndasara ❤karanganda woyeee kuti chuuu dheshe zvangu ndakateerera tongai mambo😂
Hanzi na Mambo iam 1 of the richest pple here ,Shasha yanga yatsamwa zuro
😂😂😂😂😂😂mambo wanotsamwa zvawo but pareally mambo warikuzvidzwa newanhu wawo mudare makurukota awo anozonyanyawo kuita soft madara ayo
Mambovedu smart place veryneat court❤
😂😂😂kuita pinky face lol hanzi ane Mari yake hake
Wazvionaka kuti Nyamaropa aisapenga😅
Chief Saurombe , muneungwaru hwa Mambo Solom , but murikutaura ne dofo baba avo havanzwisise vanorwara ne njere .
Iiih mambo awa ka. Wari kuredza munhu kuti abudise 1000 dollars mudare so that he can get muripo wemombe 10😂😂😂😂
Mambo zvimwe zvese bhoo but vanhu vanenge veuko vanenge vanonyanyodherera ende security ngaiwedxerwe many power also security inopfekereiko maworksuit😮
I can authoritatively state that hapana chinhu chinonzi kuzvichenura before a n’anga in a traditional court. Once ukapumhwa huroyi you’re doomed there’s no way taunozvichenura becoz unopumhwa nemuromo (words) and n’anga yobva yatsinhidzira. Yet they want you kuzvichenura with evidence. Mudhara uyu kwese kwaachaenda anonobatwa becoz how can he prove that he is not. N’anga gets away with it in these kind of cases.
Kana ndisina mari ndongoti handina marizve. Zvotopera. Kushaya mari haisi mhosva
Hope nhasi hamuna ma fokofo ,yoo yezuro anga Ari mahora chaiwo
Uyu saurombe uyu akuda kuita sachigodora nenyaya nekuda mari munhu kungogara pasi ko mari yangu aripi anoda kubiswa😊
Ihh zuro makavhara comment maiweee kwanga kwakaoma
Mambo icomedian😅😅😅ndinenge ndichingoseka
Karanganda.
Itai changamu-changamu pama titles please.
Vamwe toda ku referenca muma assignments edu.
Please Please
Akauraya vanhu 2 sei ngaende kujeri mambo
Aaaaa shuwa munhu ungati dare ra slSaurombe kudziirwa rudzii kwakadaro asi kwachigodora maiti headman Chigodora hino zvichipi
KwaChigodora ndokunotongwa nekurerutsira mhuri, mambo vakarwadziwa uye vachauraisa vanhu vakawanda neprotector varoyi kwavakaita.
Mambo vaye vakaita godo vanoisireiwo vanhu vakapusa samambo vaye chionai manje
😅😅😅😅 dare rapera pachingotaurwa nyaya yemari yedare here mambo saurombe
Mambo uyu anode mare mai!!!
Mari yedare ngaibviswe
Baba taps urichibaba unofukunura kwako wega uchawana wana Rondatsimbaa waakuda kuteera
Well done mambo mudare menyu makanakisa chose rambai makadaro
Zuro aiwa mahorror hadzi “Kataura muhuro” 😂😂😂
Baba Taps ndipeiwo number dza secretary ndine case yandinoda kumhan’ara
Nhasi to commentor panezuro 😂😂😂 haaa mambo vaivava shame
Pliz musavhare comment section baba taps 😂😂😂😂
Chief is such a clown 🤡... haudi mombe here iwe unogona kutoripwa mombe 10 😂😂😂
Mambo ava vari jayirirwa nekuda kwekuti hagareko anogr mamutare anonguya musi wedare cht so obvious vanhu vanokusayiza
Kwanzi svaga 1000 😊 tsotsi ramambo yekupa muporofita ne n.yanga dzenhema uyu muchiri kuchaya manje so arikudya mari dzevanhu
Today ndini ndatanga kusvika
Karanga unenge uchitoona Netflix pachayo wakati pasofa rese dheshe.
Manje manje ma comments anenge avharwa kkk
Diko kumba dhesheeeee mumasofa dare rawo rakarongeka chose
Baba tap's sei muchivara comment section kunyanya kwa mambo marange vakura hawo hativatukiba😂😂😂😂
Mushonga here unodayi pana baba Ava? Ndomugaran’anga uyu😂
Secretary anonzani umm
Baba tap's ko muporofita uya anomwa hake doro achibatsira vanhu aitiuka4na okuti bata panorwadza katatu akati bata siya bata siya akasoenda kupi anonzi Lion of Judah
Karanganda usavhara comment section pliz ndakumbirawo,😂😂
Zuro akavhara raida kuisa comment ndaisvotwa newanhu wanonyarara mambo achipindutwa nendururani
Tichkach ndiye arikuvhara comment section kwamambo avo nyaya yacho inobva yabhowa kuteerera
@@nomsanyika151 Tichkach anowanzovhara kana mavedio ake ari akare ,nxaaaa anobhowa
The guy with a blue worksuit is very smart
Nhai Mambo mwanasikana wenyu anoonawo nguvai Zvikodobi zvake ( secretary)
Kunai baba ataps vatondipawo number dzake kuInbox 😂
Mwana waMambo here uyo? Uuuummm; kana ari mwana wavo mbuune, asiri other Family member hake, it then says a lot about the chieftainship. Zvingatoita sekuti vanotonga vega, nemukadzi wavo nevana vavo. But so far kutonga vanotonga hawo zvakanaka pakawanda pacho pandaka wonawo Dare rawo hangu.
@@innocenthapazari8699mwana angori secretary basi haana chaanotonga plus humambo ndehwedzinza
Number 5
Sandinyoleee 😅😅kubvuma mhosva haa kunzwa kut mudhara wako anoroyaa mmm zvakaomawoo veduweee
Ko uyo haagari pasi here ?.
Karanganda ❤❤❤
😅😅😅😅vanhu maimbotuka Chigodora kuti anoda mari muchiti vanhu ngavagare padare kana vapedza kubhadhara kunze now takuona same story kuna mambo mbune😅😅😅vanhu vanodheerera ava vanoziva kuti dare rinotongwa nemari
King is ....
Saurombe rine nharo kkkk
Ibhinya ere murume uyu
Top 5 here
BaTaps piwa manumber asecretary. Kokora yako wozoiona paMudzviti😅
Kkkkkkkkk
😂😂😂
Ndeyeyiko $300 yacho🧐
Havazeze
1000 zig or $
KwaMutasa harisati ravhurwa here dare?
Rakavhurwa wani
Ava Mambo vano disa mari
Havadise mari but ndozvinoitwa
Chief Saurombe vanenge vanotouya kudare vakadhakwa. The court needs to have someone take over that role otherwise its a complete circus. The most incompetent chief ever...a real lunatic.Why did you switch off comments panhau yemuchinda wekuuya kudare akapfeka court.
Handizi kuona Kana nyaya 1 yapera since
Vachabviswa zvakaita chigodora
Vachibvisirwei and vachibviswa nani
Chief ava matukiro avanoita so uuuuu pakaipa
Wanhu wacho wanotsamwisa zvobhowa zvawanoita wanodherera mambo awangambotadzi kutuka
Mambo is good vanhu vanobhowa kudakuvebully nyamaropa haanqfani😊
Maiti Nyamaropa anopenga paaiti dhemet shutup😅
Family family ❤❤❤❤❤❤ munotsobidaere