Squanda you used to have talent ,touch and you were glowing but now wakuita kunge kavampire .you need to focus on your carrier, health and reputation .it's so hard to be what you was before but so easy to be what you are today .we love you now we understand you have mature now take notes from your fellow zimdancehall artist like freeman and Jah praiser .and I think you don't have a good manager who manages all your work so that you won't mix business nezvimwe uye madrugs haasiriwo anokupa courage yekuimba
i believe everyone got his or her past life... let's not focus on negative staff, after all she's a women. LETS FOCUS ON TALENT .🔥🔥she is likeable... she needs a bit of help. not kuda kuraya talent
I might be wrong:- Squanda haasiriye futi wekumbonzi akaba mapants mulodge. It was alleged kuti vakange vaita check out in the room that she later booked in akange asiya mabluegwa ende squanda akabva aanyudza (pamwe nematauro epa lodge ipapo)!
this girl aaahhh nooo haasi bhooo the way she treat wamwe ahhh nooo in terms of ninja lipsy and the comedian aaahh nooo plus i can all of the excuses kunyepa kwese uku 🤔🤐
Despite the controversies, Squanda you remain the zim dancehall queen. Hapana atora chimuti so far. You did well in your music career ipapo pacho ❤️
Queen waaniko? Kwini vatinozivà ndi tatelicious chete
@@maronderatv aaaagh kwini akadamburwa zvombo 😂😂😂
Squanda you used to have talent ,touch and you were glowing but now wakuita kunge kavampire .you need to focus on your carrier, health and reputation .it's so hard to be what you was before but so easy to be what you are today .we love you now we understand you have mature now take notes from your fellow zimdancehall artist like freeman and Jah praiser .and I think you don't have a good manager who manages all your work so that you won't mix business nezvimwe uye madrugs haasiriwo anokupa courage yekuimba
Say no to mutoriro
Ndomashoko angu ekupedzisira
Kkkk akungozvivhara nemashades nemaweave😳😳
Kupera kuti peeee nemutoriro kkkk
Haunyepe 🤦🏾♂️
Dancehall Queen icho chimhama icho l still miss madays ake achiri kuimba na Freeman l love those days 💋💋💋💋💋
Fidgiting yemunhu wedombo
Ndipo paitogonesa manje dai akaramba achiimba naye chero mbanje dzake dai dziri Shoma
Okay Lady Squanda owns up to her stuff 👏🏼👏🏼👏🏼this was so real and she really tried to answer all the questions truthfully 👏🏼👏🏼🔥🔥🔥she is likeable
Say No to Drugs shuwa. Squanda kusakara kudaro
4
Haaa Ollah ukuita basa wangu tikudzidza zvakawanda nekuziva chokwadi big up mdara 💪💪💪💪
9p0p
This character dze vanhu ndo inoita kuti dancehall music ushaye respect
Celebrities please keep away from controvesial issues. Itai sevanhu vanoremekedzwa not humbwa hwatanzwa apa
i believe everyone got his or her past life... let's not focus on negative staff, after all she's a women. LETS FOCUS ON TALENT .🔥🔥she is likeable... she needs a bit of help. not kuda kuraya talent
Squanda ndomuda hangu ❤❤❤
Djsparks well done for burying the hatchet and getting back to managing squander again
Veduweeeee vanhu hatichasiyani here. I personally love her music. Controversy its part of this music game. Regai mwana aiteozvaanogona
Mabbie epaZimba ari kutsvuka zvawo zvimwe ndezvimwe😂😂🙌🏽
🤣🤣🤣ndafunga ndini ndega ndikuzviona
Totadza nei iwo mafuta acho akachipa tirikugeza kani
Olla anogona basa 👌
I like the question " I herad that they have different fathers...?"
Herad manje.
She just need good counsellings and good management she is the best hence lacking motivation
Ladysquanda next tym kana wakuuya kuinterview usaise lipstick co unonanzva muromo and Olla next time uzore vhaserina muromo wako wakacheneruka
PAREZVINO OLLAH CHIMUTI PAMA INTERVIEW NDIWE WAKABATA. THANKS DJ OLLAH 7 RAMBA WAKADZVANYA
Brutally Honesty iyo, l like it
But remember uri queen ka iwe, simudzira vamwe kkkkkkkk
Say no to drugs we want the Rudo hit maker Squanda
Jah Squanda 😂😂😂asi Ollah ka!!👐
Arikutsomwa uyo... Haasi kugarisika plus akunyara dj Ola akapfeka magogorosi
😎🤣🤣🤣
Lady squanda taura tinzwe ndoda kuti vane godo uvaratidze 😊 chaipisa Squanda
Munhu ndaasiye dombo guka she can't even relax
Chair iyo inenge inonakidza. Everyone who sits on it rocks and swivels😶😶
🤓😎mabhimbo weave kuvhara kupera nemutorirp
icho chopisa alongside dj sparks
kana muchinyatsoziva bhuwe ..........sqaunda arikutsvedza uyo
Chi WIG icho bho here
yah ma1 lady squanda
Di baaaaaadest artist zeen
Nhai mukom olla ndanzwa...my sister vachiit vakasimuka Vega wat abt mukoma wangu Freeman avanaku contributor something her kuna Squanda
Squanda wakanyanya wangu
chogona ichi, its sad kuti there are lot of negative stories associated with her
Ndomufila but asanyanya kuzozviti iye
She's slim in her past videos I saw she wasn't like this or I'm not seeing well
akamborwara nemuzvezve few years ago
Drugs too
@@zenchen5792 achakuvara the way she speaks I can that
Squanda ngaaite stick to ma drugs ma ARV chete!!!! zvinodhaka ngaasiye
Hatisekerere zvevanhu vanodyisa vanhu dzoka dzavo isu
freestyle iyo ma1 ....some men cant write lyric saSquanda
Musamupe pressure these artist varikutambura guys..
😂😂😂😂😂
What a character
Sister ma controvesies enyu akawanda
HAnobhowa uyu...hapana zvemai apa!
Zimdancehall yekare aive mahwani kwete zvema rabishi atirikuyitirwa now
hanzi pane ma competitions ndikungoti aaa hameno Mwari kkkk
Whats wrong kutaurwa zvakaipa nezvako iwe Squanda. Unobvei nekutaurwa. Hona manje unotuka vanhu, unorova vanhu ah nhai iwe. Itai hunhu vanhu imi. Solve issues a better way please
Nhaii
Ko uyo Sparks akungooneka pese Pana Squanda
Lady squander ndokumbirawo undimhorese l love your music
Saka kamunhu aka kamambara nhy
🤣🤣🤣🤣🤣 nyaya yaskimbo inonetsa
Wakaita zvakadhakwa lady squanda
UUUUUM akaitwei musikana 🙆akunga kamwana
Chaunoita nhasi mangwana chinomuka sure
apa afanana na fungisai uya wekuimba gospel
Ndanžwa tsitsi katatu .👃👃👣
Hahahaha
Ndigonzwa munhu anoti ndakanzwa izwi richiti ucharamba uchipisa look at Squander now shame chisingaperi chinoshura ndiye here wekudyisa munhu bhutsu
Uyu anogona zvisina kupokana
Akutsomwa munhu uyo
a imi squander akadzidza pa 4 high ku chitown,ayehwa
Iwe ndiwe wega waka diskwa here une dzungu unoda kumamiskwa ndosaka wakapera
Koiye kuonda kudaro Squanda wenyu
Chi queen ichii
Love yu Squanda❤ takutoñgokujaira hedu body yako zvakambotiremera kuzvitambira but now tagashira
Kkkkkasi iweekakkkkwandinakidza
@@annahgangiragangira4260 Kkkklkkkl ainakidza ari dhunda chiri chigunduru kklk
social media haikanganwe haaa
Playing conversation of lipsy was unnecessary please dj olla interview yasquanda yemangoma not yevanhu avo ndatenda hangu
Ollah nokumbirawo darul
Thumps up Ola uri chibaba chaicho
I might be wrong:- Squanda haasiriye futi wekumbonzi akaba mapants mulodge. It was alleged kuti vakange vaita check out in the room that she later booked in akange asiya mabluegwa ende squanda akabva aanyudza (pamwe nematauro epa lodge ipapo)!
akaba matauro emuhotera 😂
Saka uchaitasei
@@samchrisjunior5178 lol
Ollah chimhanye chinhu ichi.
Ollah your questions are brutal 🤣🤣🤣hanzi lady whilst you have such a behavior
Zvayato interrogation kkkk
SKWANDA CHITORI CHIGEVENGA CHAICHO
I wish ladies we stopped wearing these wigs or if we can invest in good ones because zvimwe zvacho hazviite mhani.
pamwe ndiyo taste yakewo
kuita kunge nyau
Skimbo wakamuitasei
I Like her ganster side
Kooo wadi kubvunza lady kuti achiri ku danger zone
Akatsomwa akatsomwa ma drug ngoma
Chi queen chemangoma icho
Ichooo
she is weird and a very violent character
Somebody's role model
Wakagona kubvunza
You said you intentionally made the body you have now, but it seems you are now starting to pick some weight again wani???
Face fanta zvigunwe coco ndokutswuka kwacho here kkkkkkkkk ayas munhu anorova haatembe gen'a
I think wakura hauchaone.. Try to eat carrots for vitamin A..
Kuonda hakuna kuipa but that look is not looking kkkk
Stop madrags my sister love you so much
Ndokuda wakadero sikwanda
Chimhamha ichii
So zim musicians fly to uk for funny? Where is their money as they always beg
Kambwa sikwanda
Apera uyo ngaasiye mutoriro
Ummm squanda kuonda kudai chiiii
this girl aaahhh nooo haasi bhooo the way she treat wamwe ahhh nooo in terms of ninja lipsy and the comedian aaahh nooo plus i can all of the excuses kunyepa kwese uku
🤔🤐
Kkk
Aka kamunhu aka kamhondi
Kupera kunge hondo yeminda
Kkkk not kupera kunge yemuseve here???😂
Ko iri hure ndorinongotadzirwa rega sei
Squanda ngaasungiswe.
ngaasiyane neguka, aita kunga kaimbwa
Squanda urimhata
Ko watsvuka neiko sikwandaaa