This message is stronger now when Mjolo is showing us flames🤣🤣🤣🤣... Let's learn to let go no matter how hard and painful it is. "Kwaunodiwa unoona wega"🤞
I am here because family issues.even hukama haudi kumanikidzira cos paunodiwa unoona wega sure.thanks killer t l learn that zvinhu hazvidi kumanikidzira sure 😉😉😉😉
haaa shuwa paunodiwa unonyatsoona hako,,,,, ende paunenge usingadiwe unoona futy ,,,, problem is we force things hoping one day the pipo learn to love which is nt the way to go,,,,
Panozonzi nyangwe Jesus akatengeswa neumwe wake apo yaa panondisimbisa kuti ko ini zvangu munhu wenyama so ndinobva ndazvigashira hngu.....ndipeiwo malikes guys
😭😭this song touches me a lot , my current situation here in 2024 😭😭😭😭😭😭😭😭
Same to me 😭😭
It will be okay. Uchawana anokuda
You not alone 😢me too
same to me yoooooh mjolo uyanyisa
Same boat apa unenge uchiti munhu wako
This message is stronger now when Mjolo is showing us flames🤣🤣🤣🤣... Let's learn to let go no matter how hard and painful it is. "Kwaunodiwa unoona wega"🤞
L
2024 hatitofosereee rudo , takateerera message mukoma kubva kudharaa🔥🔥🔥🔥
I love the massage in this song 2024 still listening
2020 hit a like❤❤❤❤
I am here because family issues.even hukama haudi kumanikidzira cos paunodiwa unoona wega sure.thanks killer t l learn that zvinhu hazvidi kumanikidzira sure 😉😉😉😉
this song actually helped when i was in form to get over someone it was painful but i really learnt something.. love flows paunodiwa
🤣🤣🤣Aaaaaaaa
❤Pp,❤qq
Vazhinji vacho havana rudo varipo pakukuitisa...this is really true. Still listening 🎧❤️💯 2021
Listening 2023🎉
who is here in 2019.The msg in this song never expires
here i am...this is actually powerful message from killer t
Shuwa unona wega
Don’t force love .....paunodiwa unoona wega
#malyricspowerful. Well done Killer T 😍😍
Still listenin to this masterpiece zvemjolo zvaramba takumbonyaradzwa newe killer t
Who is still here in this song myself i always come back to it
2020 still here listening
haaa shuwa paunodiwa unonyatsoona hako,,,,,
ende paunenge usingadiwe unoona futy ,,,, problem is we force things hoping one day the pipo learn to love which is nt the way to go,,,,
Tsungie Tsambatare sometimes you don't force things but some people are just good pretenders .
So true hako
so true
@@goodhopekudakwashechibagid9546 even tho if someone shows ka behavior kekuti hauna basa n anozokuda kana akuda something siya
2020 um here
Me too
Me too
the first zim song I ever loved... too bad I don't understand ...with love from Botswana.... just wish he could organise a show this side
😢2024 around this time this song is saving me😢😊
...true paunodiwa unoona wega.this young man has talent .that voice is a killer
ummm killer ths song it's true ukamanikdzira iiii haaayaas unochema
This song makes me cry 😢 too true
what he's saying plz translate it
He's saying don't force someone to love you. You can see when someone's truly in love with you. Forcing someone to love you will leave u in tears.
Tisamanikidzire rudo 2018 is t someone who is listening to this
2023 I'm still here this message never expire
Yesayaaa usamanikidzira rudo unokwama chaiko,,,takabva nako uko thumbs up Killer t chairman
2020 lm here in love with this guy but l feel used kunge ndukumanikidza😩😭😭
Siya aende darling zvauri kutofeeler izvozvo ndozvirikutoitika inini ndakatozvisiya on Sunday cz ndoshaya kty munhu anotadziswa nei kungokuti azvichaita pane kungotanga kutaura maths
Block Him and delete all contact. None is worth heartbreak🙆
2019 totamba nevatida semadiro avanotiitawo.....
I sang this song the day before my second heart break 💔
i lov the massage in this song .....tisamanikidzira rudo
the lyrical message never expire...2019 tisamanikidza.... ukamanikidzira it will not work and you will not work... Simple
very true we dont have to force someone to love from botswana
Kumanikidzira hakudi, big up killer T, ndizvo chaizvo, me interested with songs, unogona
Thanks for the song...... Yandibatsira zuva ranhasi.......... Munhu munhu shuwa
true ini ndakambomanikidzira rudo ndakangozoona ndoga KT aaa zvakangofanana rudo harwumanikidzirwi ida anokuda asingakude siyana naye
2019 lets not force love cz unochema pachokwadi.....paunodiwa unoona wega
2020 m stil here .paunodiwa unoona wega tooooooo truuue ukamanikidzira unoitiswa
Who is here in 2020? For a simple reminder that paunodiwa unoona wega!
I actually cry because ndanga ndaitiswa.Ndakaita zvekumanikidza.
Killer T murivezera masong enyu ndomaterera u a my best artist in Zimbabwe zmdancel
Yaaaaa xooo killer t,chero Jesu akatengeswa nevmwe vke
mangwana unozochema iweeeeeeee gyz Chairman is the best
2021 had to search for the song and remind myself kuty ndisamanikidzire rudo lol
Iyi ifact yakaimbwa apa,I love this song it touches my heart
my best song...we are people we learn the hard way kkkkk but munenge makatotiudza henyu Chairman
True message for generations yet unborn.
😅❤
waz crazy with the message in 2015, come 2021 its stil as inspiring as it was, haa thumbs up Killer T
I love the massage in this song 2020 still listening
2020 💕
2023 still listening, by fire by force ayishande
umm ukamanikidzira unosara uchidanana wega munhu arova pasi nxaaa
Truee. Paunodiwa unoona wega. Kumanikidzira rudo kunorwadza. #Tsvaga anokutsvagawo
Stl holds a strong message.2023.. Kana huri hushamwari regai...🤞
Who is here 2024❤
Yaaah kwaunodiwa unoona wega❤ vamwe ndeve drip
Thank you killer t it was hard for me to let go but this helped me
Hhh
Panozonzi nyangwe Jesus akatengeswa neumwe wake apo yaa panondisimbisa kuti ko ini zvangu munhu wenyama so ndinobva ndazvigashira hngu.....ndipeiwo malikes guys
Hapana chokwadi chinodarika apa killer t.....thank you so much hko
💯 percent true ukamanikidzira unorwadziwa munhu arova pasi zvondibata izvi
Listening during lockdown that's true
Well done killer T yeah so true paunodiwa unooona wega
ndakambomanikidzira ndika chema.true
Chlaarriss Makara makara
Chlaarriss Makara 😆😆😆😆 same with mi argh . zvakaoma
Chlaarriss Makara sha rudo paunodiwa onoona wega
😂😂
Ichokwadi
Sure ngatisamanikidzire love idaanokuda isingakude musiye
I chokwadi .... ukamanikira unochema ndakambochema
I'm in love with this song
Very true... Don't force.. tru love never forces... Paunodiwa panowonekwa
I love this song !!
Have been there several times and it still hurts bad. I play this song every day
SURE CZ MANGWANA UNOCHEMA CHAIRMAN BATA NGOMA
Zvinochemedza izvi
Never ever force matters my best album from killer T
2022 and it's making sense👏🏽👏🏽
2022 tichipo
I wish my mama she was here
2021 , tichiri pano. Kana musi werufu haridziki coffin vasai vaplayer music yako
True rudo harudi kumanikidzira unozochema
2024 ndini ndega ndiri pano
Its always hard to let go of someone you love 😢
Gostei da música
vazhinji vacho havana rudo varipo pakukuitisa usazoda kumanikidzira rudo'i luv dis song
I wish l had listened to this song taking note of the lyrics six months earlier 🥺🥺🥺🥺..................
....what happened after six months - just asking for a friend🤔🤔🤔???
Who's here in 2020 during lockdown, ?? Hit like
Amen ukaona munhu achiratidza kuti unomubhowa siyana naye
👌 on point Chairman
Still rocking the pandemic of mjolo
Nekuti paunodiwa unoona wega🎧
Killar t
2017 still on on Chairman....usamanikidzire rudo thts true
Who is hear in 2020 the message never expires
Lm reliving the moments
2021 I’m here 😊
ooooooh yessssss don't force tingz unoshandiswa NYC RHYTHM
usazoda kumanikidzira Rudo nekuti paunodiwa unoona wega (singing ) KILLER T
❤❤❤ from Lilongwe
2021 still a hit💥💥💥
2021 tiripoo hedu takuchema dai takaterera kare tave kure nelife
Ummmm killer T wavakumberi xaaaa l luv yr songs .,,.usavhundudzirwa nematsaga ana freeman
Seni zvangu love has shown me shege 😂😂😂
Who is here with me
Who is still listing this hit 10/3/2021
Still listening to it
I like this song sadzo dzako
l love this song
Im thr today
2019 still listening paunodiwa unoona wega
Killer T prophecied here😂😂😂because mmmmm i don’t know anymore 😭💔
N 2020 we still here 🥰
now i know meaning of this song mjolo wndinyisa
2021 still listening
True ndakachemawo in and it really hurts