Ini ndini chiedza - Zimbabwe Catholic Shona Songs

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 19 พ.ค. 2018
  • Ini Ndini Chiedza - C. Chawasarira
    M: Ini
    V: B Ndini chiedza - achinditevera ndini chiedza ndini chiedza choupenyu
    S: --- Anenge achinditevera achazova nechiedza, ndini chiedza chapasi,
    nechiedza choupenyu
    A --- Anenge achinditevera, ndini chiedza ndini chiedza choupenyu
    Madetembo:
    Part 1:
    1.Mwari ngaatipe gomborero
    2.Nokutikomborera 3.Ngaapenyese chiso chake 4.Chiso chake pamusoro pedu
    5.Pasi pano panoziva 6.Panoziva nzira dzenyu - Ini
    Part 2:
    7.Marudzi ose avanhu
    8.Anoziva ruponeso rwenyu
    9.Vanhu ngavakutendei
    10.Ngavakutendei Mwariwe
    11.Vanhu vose ngavakutende
    12.Marudzi avanhu ngaafare
    13.Ngaafare nokuimba
    14.Nokuti munotonga nyika
    15.Munotonga zvakarurama
    16.Munotonga vanhu nokururama - Ini
    Part 3:
    17.Munobata umambo pamusoro
    18.Pamarudzi avanhu
    19.Vanhu ngavakutendei
    20.Vanhu vose ngavakutendei
    21.Nyika yakapa muchero
    22.Muchero wayo Mwari
    23.Mwari ngaatikomborere
    24.Pasi pose ngapamutye - Ini
  • เพลง

ความคิดเห็น • 215

  • @cathrinemarwendo7654
    @cathrinemarwendo7654 7 หลายเดือนก่อน +17

    Who else is listen to this pliz drop a like . Roma kuseri

  • @muerasoko5058
    @muerasoko5058 2 ปีที่แล้ว +10

    Born into Catholic, went to a cstholic school. Married into Pentecost.
    Nothing brings me into God's presence like catholic songs.
    Unonzwa kuti wave pedyo pedyo naMusiki..
    Kunzwa kuti mwari vakandidanha right now, ndodaira fast.

  • @user-uh6xf3mb5t
    @user-uh6xf3mb5t 19 วันที่ผ่านมา +1

    I too am an Anglican but I luv Roman Catholic songs

  • @fungimayo
    @fungimayo 3 หลายเดือนก่อน +3

    This song reminds husiku husande kuSt Mary's parish new highfield

  • @mavismakuwerere8526
    @mavismakuwerere8526 หลายเดือนก่อน +2

    Chiwasha Primary and Mount St Mary's Mission memories also reminds me of my mum❤rest in Peace mai Mavy

  • @PaulaKeta
    @PaulaKeta 5 หลายเดือนก่อน +3

    best rendition I have heard ever

  • @benjaminbenjamin8219
    @benjaminbenjamin8219 2 ปีที่แล้ว +3

    Song iyi munhu akainyora anga arimu spirit koz ah

  • @josephkawara6484
    @josephkawara6484 6 หลายเดือนก่อน +3

    Reminds me of my late father, it was his favorite and we would sing it over and over. May he continue to rest in peace

  • @ndabezinhlenkomo7270
    @ndabezinhlenkomo7270 7 หลายเดือนก่อน +3

    "Nechiedza cheupenyu......"

  • @user-rj6im8pn6b
    @user-rj6im8pn6b 9 หลายเดือนก่อน +4

    I dont understand the language they are singing but makatorike kuseri😊😊😊

  • @nkanyezimsimanga5167
    @nkanyezimsimanga5167 10 หลายเดือนก่อน +4

    Ndini chiedza, ndini chiedza a choupenyu

  • @barrymugobogobo752
    @barrymugobogobo752 2 ปีที่แล้ว +4

    My Days at Chishawasha Primary School 1990 to 1992. Great song 👏🏿👏🏿👏🏿

  • @abrahamerasmus8491
    @abrahamerasmus8491 ปีที่แล้ว +4

    chishawasha primary 97-99.....fond memories mubenediction

  • @ladydisdain7016
    @ladydisdain7016 4 ปีที่แล้ว +23

    my name is Chiedza and I used to lead this song in mass at school.great days at holy cross mission school

    • @musasatinashe7123
      @musasatinashe7123 4 ปีที่แล้ว

      Holy Cross

    • @jacquelinemazhande2177
      @jacquelinemazhande2177 4 ปีที่แล้ว

      was wondering if you were the Chiedza aive muJunior in 2006,
      in I was A level kuHoly Cross?

    • @ladydisdain7016
      @ladydisdain7016 4 ปีที่แล้ว

      @@jacquelinemazhande2177 urisei dear.i remember you

    • @ladydisdain7016
      @ladydisdain7016 4 ปีที่แล้ว

      @@musasatinashe7123 pamushishi.

  • @brekaist
    @brekaist 3 ปีที่แล้ว +8

    This song reminds of St Pauls Catholic Church in Redcliff & my high school days @ St Dominic's Chishawasha,proudly Catholic.

  • @maureenmabhiza4403
    @maureenmabhiza4403 3 ปีที่แล้ว +5

    My all time favourite kuChishawasha

  • @priscillarkaeruza4781
    @priscillarkaeruza4781 3 ปีที่แล้ว +49

    I'm not Catholic but the songs really speak to my heart

    • @lodrickmutasa5788
      @lodrickmutasa5788 3 ปีที่แล้ว +2

      hahaha huya ujoine apo

    • @priscillarkaeruza4781
      @priscillarkaeruza4781 3 ปีที่แล้ว +1

      @@lodrickmutasa5788 one day is one day lol

    • @annemhlanga2532
      @annemhlanga2532 3 ปีที่แล้ว +1

      I too am not Catholic and this is the only Catholic song i know and it touches my heart

    • @netsietumu9
      @netsietumu9 2 ปีที่แล้ว +1

      Me too inondiitira

  • @geniuschikuvadze
    @geniuschikuvadze 5 หลายเดือนก่อน +4

    Remember St Stephen Dzivarasekwa and Chishawasha Mission Primary school 😢

    • @tanashiloh
      @tanashiloh 2 หลายเดือนก่อน

      Went to Chishawsha Mission in the 80s

  • @trynesshamadzewhawa3101
    @trynesshamadzewhawa3101 4 ปีที่แล้ว +4

    Maroma woyeee pazvomuya apo volume bhoo hre nechiedza chehupenyu Amen

  • @clivedzingaira5253
    @clivedzingaira5253 2 วันที่ผ่านมา

    Reminds me at st pauls musami mission and sister martha was our conductor we choir tichiridza ngoma .... Time flies❤... I love

  • @bmubayiwa
    @bmubayiwa 4 ปีที่แล้ว +78

    Thank you for blessing us.
    Here are the Lyrics to the song:
    Ini Ndini Chiedza - C. Chawasarira
    M: Ini
    V: B Ndini chiedza - achinditevera ndini chiedza ndini chiedza choupenyu
    S: --- Anenge achinditevera achazova nechiedza, ndini chiedza chapasi,
    nechiedza choupenyu
    A --- Anenge achinditevera, ndini chiedza ndini chiedza choupenyu
    Madetembo:
    Part 1:
    1.Mwari ngaatipe gomborero
    2.Nokutikomborera 3.Ngaapenyese chiso chake 4.Chiso chake pamusoro pedu
    5.Pasi pano panoziva 6.Panoziva nzira dzenyu - Ini
    Part 2:
    7.Marudzi ose avanhu
    8.Anoziva ruponeso rwenyu
    9.Vanhu ngavakutendei
    10.Ngavakutendei Mwariwe
    11.Vanhu vose ngavakutende
    12.Marudzi avanhu ngaafare
    13.Ngaafare nokuimba
    14.Nokuti munotonga nyika
    15.Munotonga zvakarurama
    16.Munotonga vanhu nokururama - Ini
    Part 3:
    17.Munobata umambo pamusoro
    18.Pamarudzi avanhu
    19.Vanhu ngavakutendei
    20.Vanhu vose ngavakutendei
    21.Nyika yakapa muchero
    22.Muchero wayo Mwari
    23.Mwari ngaatikomborere
    24.Pasi pose ngapamutye - Ini

    • @mufadzimtombeni1990
      @mufadzimtombeni1990 4 ปีที่แล้ว +3

      Thank you I sing soprano so was a bit confused.thank you so much a day can not pass without me playing,singing and mediating on this song..Thank you

    • @ianchawanda20
      @ianchawanda20 4 ปีที่แล้ว +2

      Tendai thanks man for the lyrics

    • @EvangelistaKBasvi
      @EvangelistaKBasvi 4 ปีที่แล้ว +2

      Nice song.Beautifully sung

    • @godfreyseremwe9734
      @godfreyseremwe9734 4 ปีที่แล้ว +1

      I'm proud to be a Catholic. This song reminds me when I was in Chimanimani pa cyclone Idai it was horrible

    • @lizzymuzhuzha9724
      @lizzymuzhuzha9724 3 ปีที่แล้ว

      This song makes me miss home.... Proudly Catholic

  • @agnesmanda8498
    @agnesmanda8498 3 ปีที่แล้ว +9

    Am proud catholic in a foreign land and these songs really reminds me of my old days

  • @annemhlanga2532
    @annemhlanga2532 3 ปีที่แล้ว +12

    I too am not Catholic and this is the only Catholic song that ministers to me. I find myself singing it over and over again

  • @tinashechidau2571
    @tinashechidau2571 4 ปีที่แล้ว +11

    Mukandiona ndasiya ChiRoma mukai mubike doro, mouraya chigondora nekuti munonga marota

  • @tatendah04
    @tatendah04 7 วันที่ผ่านมา

    All Roman Catholic songs are so 🔥 👌 they remind me of my secondary days @Therese Mission/Theresa Mission Rusape 🎉❤

  • @DavidSairai
    @DavidSairai 3 ปีที่แล้ว +12

    Wow reminds me of Gina. Love this song so much. Roman Catholic for life.✝️

  • @rumbiematopodzir
    @rumbiematopodzir ปีที่แล้ว +8

    This song speaks to me in so many ways
    Takes me back to Monte Cassino❤️

  • @augustinemambo6585
    @augustinemambo6585 4 หลายเดือนก่อน +2

    Marist Brothers College Shungu 1996-1999

  • @takudzwachiwetu4686
    @takudzwachiwetu4686 6 ปีที่แล้ว +46

    Takes me back to high school ,we would sing this song with smiles on our faces.

    • @dennykove778
      @dennykove778 3 ปีที่แล้ว +2

      Truee

    • @nathanielmphisa7482
      @nathanielmphisa7482 3 ปีที่แล้ว +1

      you know it
      i really miss going to mass

    • @prosperwilton3784
      @prosperwilton3784 ปีที่แล้ว

      Friday Singing Sessions. 😭

    • @NanaCecilia-zw6lk
      @NanaCecilia-zw6lk 5 หลายเดือนก่อน

      back to holy cross high school.thursday mass prayer.chiyedza chapasi...miss you guys form 4 of 2002.

  • @yvonnegondo4
    @yvonnegondo4 3 ปีที่แล้ว +4

    Handisi hangu mucatholic but ndofarira masongs enyu anokomborera

  • @achwartmusundire
    @achwartmusundire 3 หลายเดือนก่อน +1

    My song during my hey days. Would jus go to church specifically 4 the song

  • @daddyteddy85
    @daddyteddy85 5 ปีที่แล้ว +20

    I cannot believe I found this song...THANK YOU..Mwari ngavakupe rudo

  • @khanyap
    @khanyap 5 ปีที่แล้ว +48

    This song reminds me of my days at Regina Munda Girls with my friends Chiedza, Felly and Kudzi.........blessed days

  • @helennyamutsamba2977
    @helennyamutsamba2977 3 ปีที่แล้ว +4

    HONESTILY I WANT THIS LIGHT OF / IN MY LIFE, JESUS CHRIST THE LIGHT OF MY LIFE, AMEN AMEN

  • @NishaTagwireyi-vx4gl
    @NishaTagwireyi-vx4gl หลายเดือนก่อน

    I am proud to be a catholic

  • @rudosharonmufandaedza927
    @rudosharonmufandaedza927 9 หลายเดือนก่อน +3

    Proudly Catholic ❤❤

  • @meyamathe9515
    @meyamathe9515 6 หลายเดือนก่อน +1

    Proudly Catholic

  • @marshalolonyo6836
    @marshalolonyo6836 3 ปีที่แล้ว +5

    Just lost my mother's sister on 28th of May 2021 and this song is really healing me little by little. Rest in peace mother 🙏

  • @chrismasiyandima5432
    @chrismasiyandima5432 5 ปีที่แล้ว +11

    Proudly Catholic. ...brilliant version. Solid mix without losing the original Catholic spirit

  • @bernicekwangwa5711
    @bernicekwangwa5711 8 หลายเดือนก่อน +1

    proudly catholic

  • @user-uh6xf3mb5t
    @user-uh6xf3mb5t 19 วันที่ผ่านมา

    I luv this song Roma kuseri chaiko kubuda Roma kuonererwa chaiko❤

  • @rachealzamiwematorino6727
    @rachealzamiwematorino6727 6 ปีที่แล้ว +25

    Proudly Catholic this song reminds me Easter Saturday

  • @ruvimbo-jr2js
    @ruvimbo-jr2js 6 หลายเดือนก่อน +1

    I miss shona mass❤

  • @lisakavhaza9001
    @lisakavhaza9001 4 ปีที่แล้ว +6

    Being roman Catholic is thebest💜👍👍

  • @killianmahaja1940
    @killianmahaja1940 4 ปีที่แล้ว +4

    Reminds me ndiri muchita cha Agnes and Alois wooow!!

  • @nonomafaro7144
    @nonomafaro7144 3 ปีที่แล้ว +3

    Ndini Chiedza choupenyu👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽

  • @nunurainyikadzino518
    @nunurainyikadzino518 ปีที่แล้ว +1

    Iam the light of God

  • @chiedzamuza3073
    @chiedzamuza3073 2 ปีที่แล้ว +1

    Chiedza, chehupenyu🙏🙏🙏.. Chiedza my name🙏the LIGHT thank yu daddy fo giving mi this name.. It really brings light in my life.. my life has been so blessed 😭oh Daddy i miss you🙏

  • @samanthanehumba3231
    @samanthanehumba3231 4 ปีที่แล้ว +6

    This song reminds me of my mum. We used to sing to this song in the kitchen. Rip Margaret

  • @royeeswedie5836
    @royeeswedie5836 3 ปีที่แล้ว +1

    inondibata nziyo iyi, hayiwa ...ngatimuteverei tizova nechiedz chehupenyu

  • @Confused3DModel-cy79fk
    @Confused3DModel-cy79fk 3 หลายเดือนก่อน +1

    This song yooo at Mtuzukwi mission st Don Bosco. Mr mabvuva and the daughter Nancy

  • @elmatapfumaneyi8792
    @elmatapfumaneyi8792 3 ปีที่แล้ว +2

    My church mwari murichiedza dzecheupenyu hwangu Amen

  • @NyashaMavuna-hp5oq
    @NyashaMavuna-hp5oq 5 หลายเดือนก่อน +1

    In love with this song

  • @anesuishechikono6537
    @anesuishechikono6537 4 ปีที่แล้ว +5

    this songs remains me of my sister in-law who passed away in 2017 RIP Jane forever missed😢

  • @ivy0194
    @ivy0194 2 ปีที่แล้ว +1

    i love this song. ndinokomborerwa kana ndichiiteerera

  • @ashelygore7446
    @ashelygore7446 2 ปีที่แล้ว +3

    Reminds me of Monte Cassino🦋 Good Old Days!

  • @heathermavunga9267
    @heathermavunga9267 3 ปีที่แล้ว +9

    Monte Cassino Girls High School Shona Choir thank you for the memories 🙏🏾

  • @ruvimbodeshe6111
    @ruvimbodeshe6111 ปีที่แล้ว +1

    I like this song

  • @aploniamhlolo3563
    @aploniamhlolo3563 3 ปีที่แล้ว +3

    Proudly catholic this song reminds me of my grandma continue to rest in perfect piece gogo 😭

  • @samanthasabeta1499
    @samanthasabeta1499 4 ปีที่แล้ว +9

    Ndabva ndafunga tiri kuma missionary childhood.....proudly catholic

  • @georgetshabangu4183
    @georgetshabangu4183 4 ปีที่แล้ว +2

    aaah gone are the days...ndiri paSt Don Bosco.....old bag...2020 pane aripo here...

  • @agnesmgumbate2612
    @agnesmgumbate2612 3 ปีที่แล้ว +2

    reminds me tiri paALL SOULS MISSION

    • @archymangwende4251
      @archymangwende4251 ปีที่แล้ว

      Unforgettable SOLO days..........forever cherished!

  • @vainnetnyandoro7438
    @vainnetnyandoro7438 3 ปีที่แล้ว +2

    Proudly catholic.

    • @tanyamasasire9299
      @tanyamasasire9299 3 ปีที่แล้ว

      Proudly catholic ....this song reminds me during my high school moments with my Samantha Kim and Tanatswa

  • @mufadzimtombeni1990
    @mufadzimtombeni1990 4 ปีที่แล้ว +4

    My everyday song .Ndonzwa kudzamira when listening to this song'...chiedza cheupenyu..'

  • @uchechi1087
    @uchechi1087 3 ปีที่แล้ว +5

    I love being Catholic shuwa ❤️❤️

  • @faraiheart9561
    @faraiheart9561 ปีที่แล้ว +2

    Well executed

  • @tinotendaruswa7588
    @tinotendaruswa7588 3 ปีที่แล้ว +2

    it brings memories listening to these catholic songs.....i feel like being taken back to 2k16 ,high xul, if only life came w a pause and previous button

  • @mcmartintafadzwa2109
    @mcmartintafadzwa2109 3 ปีที่แล้ว +3

    I love that song and I feel blessed proudly Catholic I miss St Peters Mk 19 Gweru dioceses

  • @samueltapera2225
    @samueltapera2225 3 ปีที่แล้ว +2

    Amen

  • @sihleantonethankala8792
    @sihleantonethankala8792 5 ปีที่แล้ว +6

    Proudly catholic,thanks for the song

  • @munashekariramombe8805
    @munashekariramombe8805 3 ปีที่แล้ว +3

    Proudly catholic ❤️

  • @margaretbaka848
    @margaretbaka848 3 ปีที่แล้ว +4

    Hallelujah Amen woooooooo 🙌🙏

  • @Salt_LightOftheEarth
    @Salt_LightOftheEarth 4 ปีที่แล้ว +6

    This song reminds me of my mom and the Precious Blood sisters at Monte Cassino Macheke

  • @trishmatsangura9870
    @trishmatsangura9870 5 ปีที่แล้ว +5

    i fell in love with this song this first time i visited Catholic

  • @tatendarusike597
    @tatendarusike597 2 ปีที่แล้ว +1

    St Pauls 2004-2007 -::: Sister Martha (MHSRIP)

  • @wilsonmamvura2878
    @wilsonmamvura2878 3 ปีที่แล้ว +3

    Great song, Proudly Catholic!

  • @aproudtarume7625
    @aproudtarume7625 5 ปีที่แล้ว +7

    Thanks Jah bee umm i feel blessed ,am proud to be a catholic

    • @shebachitima54
      @shebachitima54 3 ปีที่แล้ว

      🙏anenge achinditevera achazova nechiedza

  • @molinechauruka2370
    @molinechauruka2370 3 ปีที่แล้ว +3

    2021 listening to this song whilst in Netherlands, missing home, missing my family and church service at St Raphael church

  • @GodfreyNhira
    @GodfreyNhira 19 วันที่ผ่านมา

    Its exelent❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @nigelkudakwashefereminga4097
    @nigelkudakwashefereminga4097 6 ปีที่แล้ว +13

    l have been looking for this song for the longest

  • @tanakachinawa2824
    @tanakachinawa2824 3 ปีที่แล้ว +2

    Well orchestrated🔨🔨🔨🔨🔨🔨🇿🇼🔨🔨🔨🔨🔨🔨👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿👏🏿

  • @lorrainetadiwanashe3564
    @lorrainetadiwanashe3564 2 หลายเดือนก่อน +1

    Masvingo diocese where are you😚😚

  • @Bosskeder6171
    @Bosskeder6171 ปีที่แล้ว +3

    The song is good coz I know the verse 🤣

  • @richardfreddie6364
    @richardfreddie6364 4 ปีที่แล้ว +1

    this muzik brings mossiah back

  • @mectildamufoshori1692
    @mectildamufoshori1692 8 หลายเดือนก่อน

    Rest in peace Sister Ruvarudiki.

    • @Krissy4t
      @Krissy4t 4 หลายเดือนก่อน +1

      Everytime I hear catholic songs, they remind me of her at Chishawasha Primary School. Rest in peace St Ruvadiki😢

  • @calvinbriachemhuru4263
    @calvinbriachemhuru4263 3 ปีที่แล้ว +1

    Couldn't find this song on Spotify
    This music should be heard by everyone

  • @stomu4426
    @stomu4426 2 ปีที่แล้ว

    lost our dear father last yr. At times we take for granted when a pillar is still standing. Hope you rest in peace big man.

  • @CarolineMike-xl2fh
    @CarolineMike-xl2fh ปีที่แล้ว

    Takes me back to Don Bosco masvingo I'm a Catholic for good

  • @user-lk4qz5bx6r
    @user-lk4qz5bx6r 7 หลายเดือนก่อน

    ❤ proudly Catholic 🙏🥺.

  • @nicoletendai7927
    @nicoletendai7927 4 ปีที่แล้ว +1

    being catholic is best

  • @marianyagwaya6221
    @marianyagwaya6221 10 หลายเดือนก่อน

    proudly catholic. Love this song

  • @brunochucks1489
    @brunochucks1489 3 ปีที่แล้ว +1

    Morden voice but this will not surpass the contemporary voices and the original wonderful piece

  • @jonathanmandizha4929
    @jonathanmandizha4929 ปีที่แล้ว

    Always my favourite, can't sleep without hearing it. Proud Catholic

  • @rebeccabakali5775
    @rebeccabakali5775 2 ปีที่แล้ว

    Oh l wish I have a song it's my aunties favorite song 🎵 Amen 🙏

  • @afriurgemedia
    @afriurgemedia 6 ปีที่แล้ว +3

    It takes me. Back to 1995

  • @nunuraisabawo4224
    @nunuraisabawo4224 ปีที่แล้ว

    Proudly to be a Catholic

  • @hillarybizure9511
    @hillarybizure9511 3 ปีที่แล้ว

    This takes me back to High school kwafata.Those days were the best.

  • @travoltamudungo3051
    @travoltamudungo3051 2 ปีที่แล้ว

    Take me back to Hama High School Sunday & mid_week services.

  • @tinomudastacytsika9134
    @tinomudastacytsika9134 3 ปีที่แล้ว

    This song reminds me of my days as a holly dancer kuSt Joseph Hatfield parish

  • @rumbidzaichibhoyi6759
    @rumbidzaichibhoyi6759 3 ปีที่แล้ว +2

    Great job my brother.reminds me of Monte Cassino! Those good old days 😍