Minimum 25 years for the old married father. Even if "kaHure kavo " with 12/13 years Was concenting. For small gifts like chicken inn nuggets or ice cream.
Iam now based in Malawi right now because things are not oky in my own Country of Birth and please Council all this effort u put on Vendors,put it on Municipality Police to arrest criminals vandalising street lights and public property
People in Zimbabwe must learn to help when an accident happens than taking videos .Here in UK l had an accident and in 5 minutes the ambulance and police had arrived and they make sure you are on a safe place.
Council iri pabasa yes but they should be Considerate also.Zvimwe vachinzwawo tsitsi thats why ma Zimbabweans vari nyika dzakasiyana siyana.Council employees also take advantage yebasa kutorerawo zvinhu kuti vachinogowana of which is not Right.
The best thing for filming on the streets is to have a hidden button like camera on your clothes, even better streaming instantly live to your base backup smartphone at home. Just incase you are arrested. Those button cameras cost nothing. In China the price of a half a chicken. In Germany 3 USD.
Please don't forget to like share and subscribe
unoshanda mwanangu well done❤❤。 thank you so much
Veduweka vanhu ngatore mapassport 😮😮😮nzira iyo yakaipa please
Mapurisa HaanaKodzero Yekutora Zvinhu nguva Yakaoma
Yaaaaa mari inoenda paneimwe
Kkkkkkk mai vanovhura hombw avo 😂😂😂😂😂😂
Mapulisa ari long vanofanira kunzwisisa muraramire irikuita vanhu
Minimum 25 years for the old married father. Even if "kaHure kavo " with 12/13 years Was concenting. For small gifts like chicken inn nuggets or ice cream.
Iam now based in Malawi right now because things are not oky in my own Country of Birth and please Council all this effort u put on Vendors,put it on Municipality Police to arrest criminals vandalising street lights and public property
Veduwe mhunhu ndopaanenge achiraramira vomutorera zvinhu zvacho zvese anotangira pai pamwe ndopese ipapa
You just gained a follower
Aiwa iguva yekubatsira vanhu vakuvara
Uyu anoda 10 yrs nokutii zvorwadza kuuraya hupenyu hwemwana future yake
Ndosaka vachizopengeswa imbwa dzevanhu , itai zvenyuchi kanzuru irikujairiravanhu
People in Zimbabwe must learn to help when an accident happens than taking videos .Here in UK l had an accident and in 5 minutes the ambulance and police had arrived and they make sure you are on a safe place.
Ummm council inozvinyanya ndopanenge pari pese ipapo
Zvariri benzi rababa saka wake mwanasikana akaitwa izvozvo anonzwa sei
Vekutora vanhu vakuvara vasingabatsira vanhu ava vanoda kumborohwa chaiko
Ndoda kuona murume wekupwanya mota aka kuonekwa aka shama
Avo vabatwa vachitora mavideo paAccident dai vakavarova chaizvo. KANZURU INODHERERA HAVANA MVUMO YEKUTORERA VAROMBO RARAMO YAVO
Council iri pabasa yes but they should be Considerate also.Zvimwe vachinzwawo tsitsi thats why ma Zimbabweans vari nyika dzakasiyana siyana.Council employees also take advantage yebasa kutorerawo zvinhu kuti vachinogowana of which is not Right.
This guy is not good send him to police its crime
havasi vanengevachida kufambisa shoko faster here
varoyi muripi pliz deal with kanzuru agh taneta isu these people are selfish
Nyikayedu marwadzo
Kk aa matha vanedrama havo chokwadi ndopane paneupenyu wonditorera zvinhu uku landlord arikudya marasha
Imi zvakaoma nevana hr
Fungiraiwo masingle mother arikutengesa
No havanachavatadza vanhu vasungwa ava
Repe case
Kanzuru ka
Nyika ino inorema shuwa varume asi chii chaizvo
Vanhu vanofana kuziva kuti havatengesere pese pese mutown mosemesa nema vendor avo
Uuuu musadero veduwee ndozvotovapa raramo izvzvo zvekutengesa plus chozopa kuti vatengesere pese pese inhau ykt nzvimbo dzekuti vatengesere dzakatenderwa ishoma
Ahuna moyo
Haaa as Zimbabweans we need to stop this evil behavior of it's not my business coz why take a video when you can save a life harisibasarako why do it
Zvakaoma 😢
Ini handi risk hangu hayii
Ko vakasa tora veru zhinji tinozo ziva sei . Toziva sei kuti hama dzedu dza pinda mu tsaona . Imi tsvagai mbavha nemhondi .
You can say that again my dear police yeZimbabwe inokoshesa zvisina basa how do we know zvikuitika
Hupenyu hwacho huri kurwadza mufunge
KANZURU iri kukanganisira vanhu chaizvo kuvagarira zvinhu zvavo voraramirawo kupi, kunyanya vanhu vanozvotamburira ko anenge akamira here? Ndozviri kukonzera kuti vanhu varombe izvozvo, we don't support kutorerwa kwevanhu zvinhu zvavo.
Mapurisa HaanaKodzero Yekutora Zvinhu nguva Yakaoma Tiri kufambira Chose
Vanhu vanofana kuziva kuti havatengesere pese pese
Kutsvaga kurarama wena@@PraisegodMatsikira
Mapurisa is 199 percent wrong
😢
Mapurisa ekanzuru ari wrong
Mapurisa ekanzuru ari wrong big time
Imbwa dzevanhu. Why taking videos instead of helping those in distress
The best thing for filming on the streets is to have a hidden button like camera on your clothes, even better streaming instantly live to your base backup smartphone at home. Just incase you are arrested. Those button cameras cost nothing. In China the price of a half a chicken. In Germany 3 USD.
Vakadzi vane zvivindi Ava Ini hangu bodo
Ndopaunoona kushata kwe hutongi hwenyika
Kk aa matha vanedrama havo chokwadi ndopane paneupenyu wonditorera zvinhu uku landlord arikudya marasha