Mufi Haanzi Afa Anonzi Atisiya

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 26 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 17

  • @gwanstylzing
    @gwanstylzing 4 หลายเดือนก่อน +1

    Baba uyu anotaira chechokwadimzvaanotaura mdozvakaitika pandiri.ichokwadi icho .AMEN

    • @johanemasove
      @johanemasove  4 หลายเดือนก่อน

      Amen tinotenda

  • @TsitsiTsi-i2k
    @TsitsiTsi-i2k 3 หลายเดือนก่อน +1

    Tinotenda madzibaba nedzidziso dzine nzira yeupenyu yatanga tisinga zividai isu kunyanya vana vechishanu takarasika zvizhinji pakushaiwa ruzivo dai dai tagoneswa taita kunzwa nekuita nekuti tiri kunamata asi tiri muku tambura chikonzero takarasa nzira sharu yataifana kufamba mwari vakataura kumasowe echishamu ndiripo vakati dzokerai kuchivanhu neni ndakanga ndisingadi kuzvinzwa nekusaziva asiizvozvi zvose zvangu hapana chaifamba ndakaita kunzwa nekuita zvese zvava kuendeka ndava pedyo nekusunu ngurwa ngatidzokerei vans vekutenda kuchivanhu tichinamata time madzinza edu akachena ndivo pakatangira madzinza edu ndatenda kwamuri madzibaba nedzidziso inokosha kuvana vezimbabwe tikagona izvi tanokunda makomborero hatiapedzi tichi komborerwa nemadzi tateguru edu maropafadzo edu ari mumaoko avo tirambe tichiva tends ndivo vakati bvumidza kuti tinamate saka ngati vakudzei zvekurevesa kubva pasi pemoyo hedu kana tikavaramba tinenge taramba mwari ndatenda hangu madzima

    • @johanemasove
      @johanemasove  3 หลายเดือนก่อน

      amen tinotenda baba

  • @janetnandimafusire8829
    @janetnandimafusire8829 4 หลายเดือนก่อน +1

    Ndotenda madzibaba ne dzidziso zvakamboitika pandiri nda rover wa invited ndichitenderedzwa kwanzi kutsipika mudzimu padikidiki ndaita cabbage kugara mu wheelchair for life

    • @johanemasove
      @johanemasove  4 หลายเดือนก่อน +1

      Ey what really happened?

  • @EmmaMugwagwa-o2g
    @EmmaMugwagwa-o2g 4 หลายเดือนก่อน +1

    Hey ndapererwa zvangu

  • @rodneystoddard2014
    @rodneystoddard2014 4 หลายเดือนก่อน +1

    Ndino kuisa munembo pa huma neruziwo rwaunopa kunyika komborerwa ikoko kwauri

    • @johanemasove
      @johanemasove  4 หลายเดือนก่อน

      Amen tinotenda baba Rodney

  • @EmmaMugwagwa-o2g
    @EmmaMugwagwa-o2g 4 หลายเดือนก่อน +1

    Baba ndinoti ndadzidza chose asi zve vanhu vanoti wafa haana chaachaziva ndovhiringika manje.

    • @johanemasove
      @johanemasove  4 หลายเดือนก่อน

      Tinotenda ndizvoo chaizvooo wanoda kurangarirwaa

  • @YeukaiMarimbi
    @YeukaiMarimbi 4 หลายเดือนก่อน +1

    Totenda nedzidziso

  • @CresmonyGono
    @CresmonyGono 2 หลายเดือนก่อน +1

    Mataura idi mambo ndskambozviitwawo same story