uuuum let us be led by the holy spirit .we need to be filled with the spirit of decenment .decen spirit iku leader this man and be filled with the word of God.otherwise uuum tinorasika .
@@leighlee681 Hoo saka hapana kana one chakaita. Saka vanhu vanounganira chii kana pasina zvinoitwa. Ko zvatinoverenga mumanewspaper kunzi zvakazodai zvakazodai
@@leighlee681 Iwe unenge unotaura zvine hunhu saka inyaya yemari because I head people vachiti vari kudyirwa mari dzavo ufunge. Ko zvavanoti ndezvaMwari
Accoding to the Bible You are a false Prophet you need Jesus my Brother. Minamato unogara Mumatombo thats a Joke Why Tsono iri secreat kkkkkkkkk Masango usanyepere vanhu tendeuka
Godobori chaiwo
Machira amadzibaba ndeemumvura ayo, madzibaba muri kushanda menjuzu aihwa budayi pachena
kkkkkkk amen
_uyu muroi uyu, ngaasajairire vanhu.
Mudhara wakanyanya thanks nekutirakidza hunhu hwekwedu
Kkkkk presenter uyu kana
Masango bvuma kuti uri n'anga chete usanyepere vanhu. Taura zvinhu uchitsigira nema verse. Tsono inoshandiswa nen'anga like you.
Mweya waunawo ndewekusura masango kwete kubatsira wandu, iwewe unoshandira😂😂😂😂😂😂
Hama dzangu chikuru kuzvinamatira kunamwari wega sedunga munhu apa hapana nezviripo apa mwana waJezebel uyu.....Munhu ngaatye jehovha , avimbe naye uye amuterere
Vamwe vanoti matombo anonongwa kumakuva.ngavatsanangure ipapo
Presenter anondipedza manje kkkkkk
Secret yetsono,Mwari ngavatibatsire,Bible harina kana chimwe chakavanzika
Madzibaba pavati kune vanemutande pakuporofita kana uri pasi pesangano rine mutungamiri ichokwadi
Presenter is Good
Wakachekeresa wana masango, wakadiii kuratidzwa nemweya rwendo rwako, uri gawa ndosaka chiwenga achikutukai, chozikanwa hapana ,urimbavha hauna kana verse yaunoziwa mbavha iwe kutinyangadza
Bvunzai Masango kuti tsono iri mumbiya yake mubible iri paverse ani kikikikikikikikiki ......iyi n'anga iyi wakadzingwa kwamugodhi nenyaya iyoyo
Imbavha idzi
Tell us havaite basa here
A very good example of a false prophet mbavha zvadzo
Machiraayo arikumadziro zve ndeye ma shave emumvura , perhaps you should have pressed Madzibaba about their significance.
Thought as much🤔
Machira Ayo ndemanjuzu
Presenter anoda shamhu 🤣🤣🤣🤣
uuuum let us be led by the holy spirit .we need to be filled with the spirit of decenment .decen spirit iku leader this man and be filled with the word of God.otherwise uuum tinorasika .
same same fanana akutiza chivanhu uyu he should confess and work with others than to lie
Religion is controversial
Presenter kkkkkkk
Hanzi chaarikukumbira ndoochaanopihwa meaning ukakumbira kuurayirwa munhu anouraiwa???😪😪😪😭😭😭
Mazibaba doesn't know what he is talking about
Kuda mari team racho Havana basa nekuti zvapera here zvaikunetsa
Iwe tell us vanogona here basa racho
KZY kzy pane wandoziva akakuenda akasvika pakuzoisa futi dambudziko rake kwa Tilder zvisina kuita nanhasi ari kungotambura wotozvishaya kuti vanhu vese vanoti tinogona
@@leighlee681 Hoo saka hapana kana one chakaita. Saka vanhu vanounganira chii kana pasina zvinoitwa. Ko zvatinoverenga mumanewspaper kunzi zvakazodai zvakazodai
KZY kzy ameno Pamwe zvofamba nedambudziko rako asi rudhende kwakungotsvaka mari chete
@@leighlee681 Iwe unenge unotaura zvine hunhu saka inyaya yemari because I head people vachiti vari kudyirwa mari dzavo ufunge. Ko zvavanoti ndezvaMwari
Accoding to the Bible You are a false Prophet you need Jesus my Brother.
Minamato unogara Mumatombo thats a Joke
Why Tsono iri secreat kkkkkkkkk
Masango usanyepere vanhu tendeuka
Munamato usakupanduka zve nhai Masango .... read your bible well sir
Kkkkkkl hanzi munamato unokupandukira kkkkkkk baba repeant and be baptized
Read yo bible
😜😜😜😁
Presenter anoda shamhu 🤣🤣🤣🤣