Work must be done to proclaim the importance of the name of Jesus, and the wonder of His salvation. Keep soaring Christ sacrificial love ❤ to everyone 🙏
At first it's been said more than 1000 now kwakunzi 550 ummmm vanhu so ngavabve munhema hama inoita church kwayo here ichivakwa nenhema like this , shoko roti kunze ndiko kunembwa nevaroyi nemhombwe nevanonamata zvifananidzi nevose vanoreva nhema vachidziita , tendeukai
Mwari wapauro ngaakubatsire wamboona here panyorwa kut windervelt vakadzoka vanhu vakungodzoka kwese kwese saka dont claim kut from bot to tsindi kubot vakauyawo but we dont talk much kereke rimwe chete huye Mwari mumwe chete
From AK to Ngoni. Taurayi chokwadi. Pachenyu 😂
Work must be done to proclaim the importance of the name of Jesus, and the wonder of His salvation. Keep soaring Christ sacrificial love ❤ to everyone 🙏
Vavarirai kukwana muchanza chaPaul Mwazha weAfrica. Siyai zvekuita competition, kuna Mwari hakuna zvose zvamunoita izvo. Mudzidzisi akati makudo kunyawanda angadyiwa nyama here. Vavarirai kururama musiyane nezvisina maturo. Apa muchireva nhema pamberi paMwari. Hakuna munhu anezita rakanyorwa mubook youpenyu anobuda muchurch achienda kunonamata zvifananidzo
Ndokutiiko kudzoka muchurch nema garments? Gore rapera zvakadarozve
At first it's been said more than 1000 now kwakunzi 550 ummmm vanhu so ngavabve munhema hama inoita church kwayo here ichivakwa nenhema like this , shoko roti kunze ndiko kunembwa nevaroyi nemhombwe nevanonamata zvifananidzi nevose vanoreva nhema vachidziita , tendeukai
Yo shouldn’t mock other people though!bvisa zvima title zvako izvo.”Mwari Rudo!!God is Love “EP Mwazha.
zvirokwazvo kupenga kwapano pasi kwakati nyengedza
Jehovah ndi Mwari
Amen🙏🏼
😂😂😂😂 vanhu vetsindondi avo . Maybe from Tsindi A to Tsindi B
Ko kutuka vamwe ndokuita seyi.Isu tinotorota chechi iri one.Murikutendeutsa vanhu vakatendeutswa nemutumwa BOT ne tsindondi.Kusekana kwaana kamba
Mwari waPauro anoshamisa zvakataurwa nemweya mutsvene zvakuzadzikiswa
Mwari wapauro ngaakubatsire wamboona here panyorwa kut windervelt vakadzoka vanhu vakungodzoka kwese kwese saka dont claim kut from bot to tsindi kubot vakauyawo but we dont talk much kereke rimwe chete huye Mwari mumwe chete
Kudzai Jehovah
Dzitori mhombwe dzaisunungurwa idzo kwakunyeperwa kuti vanhu vanga vari kwakati shame 😂😂😂
Chokwadi here?sei muchidaro kudeedza vamwe kuti imhombwe ivo vasiri
@@TKG2024 but why lying kuti from BOT to THE AFRICAN APOSTOLIC CHURCH bvisai zvinoti nhema. its fro maybe AK to NGONI MAjohanne aya
Amen🙏🏻🤍🤍