Soko iri according to my understanding and evaluation murume uyu arikushandiswa nejehovha kuparidza kwacho kunesimba zvakare nechokwadi chiri mureal life
Simba raMwari rinoshamisa preaching the word of God kumapurisa wakatumwa serious ndadzidza kubva kunaRuth for 10year asina Mwana asi Mwari vakazviratidza
One preacher whose message is full of revelatory knowledge and applicable to real life situations
I can't spent a day ndisina kunzwa one or two sermons from this man ,komborerwayi vamuparinga ❤❤❤
Soko iri according to my understanding and evaluation murume uyu arikushandiswa nejehovha kuparidza kwacho kunesimba zvakare nechokwadi chiri mureal life
Allelluyah 👋👋👋,thank you man of God🙏.God is good all the time.
Truth be told,, Evangelist muparinga vanoparidza zvawo end ma sermon awo anondikomborera ❤❤
Baba varishandiswa nedenga ngavarambe vachizvininipisa vasazozvikudza sevamwe mgavarambe vachikumbira nyasha
Shoko rinobatika, rinonyatsotsanangurwa uchinzwisisa, Amen man Of God rambai muchitibatsira.
Wow!! What a fantastic expagoration of grace, what a marvelous way of looking at grace. Thank you so so much
Preach it pastor powerful sermon chokwadi Ameen and Ameen dear ❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉
Evangelist Muparinga may God continue to use you mightily for His Glory. More grace
Powerful MOG thank you, He is maturing spiritually day by day
Umm. What a powerful word sure you we're called to serve the world like vana isu .God bless you
Shoko renyu rine wisdom, rinovhura njere richiunza understanding chaiyo chaiyo ,rambai makadaro evangelist ❤️
word......may God give you more strength to continue to bring souls to Christ
Ndakomborerwa hangu chokwadi munondigonera pastor wonderful chokwadi halleluya Halleluya Ameen and Ameen ❤❤❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
That wounderful from TMuparira wedzerwai makore mazhinji ekurara tirambe tri mushoko uye shoko rigogara matiri zvekare
I like Evangelist Muparinga's preaching. Inondisimudzira
God bless you I love your message continue like the way you are ❤
Ths word is for me..ndarinzwa inzwi raMwari
Powerful msg evangelist T Muparinga ❤❤❤❤❤
Bvisai Java uyo , channel inonzi Zigu and we love it. Java aakuto bvisa channel chiremerera
Jaya upi😂
Chokwadii preaching it pastor halleluya powerful sermon chokwadi ❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Powerful words, Evangelist❤❤❤
Ooooh yes 🔥 powerful thank you Evangelist
Powerful word,thank you man of God, 🙏🙏🙏🙏🙏 Mwari ngtibatsire
For sure vai paridzira mapurisa zveshuwa kuseka kwainge kuri kushoma, team racho ranga rakasindimara heavy
Baba vanondikomborera ava nemharidzo yavo,,,uuuuuu so powerful and understandable,,dai Mwari aramba achivashandisa kudai
Powerful,thank you man of God for revelation
Powerful and educative I'm blessed 😊
Powerful word man of I'm blessed ❤
Ngarifambe Vhangeri Evangelist 🙏🙏
Ngarifambe vhangeri Evangelist Muparinga 🙏🏾
Mune Chipo chekuparidza Tinotenda Mwari 🙏🏻🙏🏻🙏🏻
Powerful preaching ❤❤❤
Mmm powerfull baba rambai muchishandiswa nashe mmm this zvinobata & uchinzwisisa
Amen Mwari vakabvisa kunyadziswa kwa Ruth
Mharidzo inechiporofita
Murume uyu arikugoneswa kuparidza nenyasha dzaMwari kwete iye haatogoni pasina kugonesw
Thanks ZIGO
Thank you man of god
Mweya mutsvene ndibatsire❤
Powerful,God bless you baba
I need this grace munhu waMwari
❤❤❤❤ Powerful preaching 👏 🙌
My best preacher Evangelist Muparinga ❤❤❤
Thank you so much for sharing.
God bless you mufundisi
Amen powerful msg 🎉🎉🎉ndatenda hangu
Uyu anorova kwete zvekuswera kut nhingi akashata ...
Ndadzidza zvangu ini,Amen and Amen
Powerful haa shoko rino rapa mwoyo
Amen n Amen shoko razvokwadi❤🙏🙏🙏
Powerful word!
Powerful sermon
Powerful word amen
Murume uyu anondigonera zvangu ,ndinoona sekunge ndiye 1 akwanisa kusimudzira pakasiirwa nababa AChiweshe
THANK YOU
Powerful Evangelist
Uyu murume ukanyatsomuteera usingamhanye unobatsirika ,shoko apa ndipo pamusha paro...ini ndabatsirika hangu
inyasha chokwadii ipapo❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉
I receive powerful Revelation
powerful.....god bless you
I love this evangelist
Ndakomborerwa veduwe
❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉😢😢😢😢😢 touchable
Powerful word
Varume hatiregai kuparidza kwemakwikwi hatitsvakei nyasha idzi pamberi paMwari wechokwadi
Evangelist Muparinga muchatipinza denga takavarairwa
Powerful message
Powerful amen
Hallelujah 🙏🙏
Mukuvhura huso whangu
So powerful
Amen 🙏 🙏🙏
Hallelujah
❤❤❤ vamuparinga
Amen❤
Power there 🔥🔥🔥🔥
AMEN
Powerful
Amen
Amen and Amen
❤
Evangelist
Word
Shoko va mupringa
❤❤❤🗣️
Chokwadi ipapo❤❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Zigo is a Journalist
❤❤❤❤
Dai mavaudza kuti musarove vanhu mutown chitadzo chikuru
Muparinga manyama
👏👏🔥
Simba raMwari rinoshamisa preaching the word of God kumapurisa wakatumwa serious ndadzidza kubva kunaRuth for 10year asina Mwana asi Mwari vakazviratidza
Munhu vaMwari havaveringi spoken word here ?
Police yakazara mahure 😂😂😂
Zim tsve basa rèku tarisa mambavhq timeyesoko iripo kumachurch
Powerful
Amen
Powerful