ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Ndopazvasvika apa Nyari is dng bad things behind my back
You guys are brilliant. The ability to come up with content consistently is top notch. Continue to rise higher.
Mkoma Dan ndafara kuti makawanawo hanzvadzi yenyu Manga manzwa na tsano Lee hama yemukadzi 😂😂 munogonesa guys mai Tata ❤
Mai Tata 😂😂😂😂😂 ndakazvitaura kuti mukoma makadyiswa
Waiting episode 2 toda kuona action ya Nyarie 😂😂😂😂😂
Nyari ko zvautori nemisikanzwa nhai 😂😂😂😂😂😂 saka uchaita sei zvavakutengawo wekurutsiswa 😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😢😢😅😅😮😮😅😅,,, ayewaa ayewa ndaona mumwe adyirwa halaz
Mai Tatambura I love you
Chenjera kukandwa mu swimming pool ungabvunze kuti ndimi landlord va nyarie here 😊
We need part 2 to 16😂😂😂....Munogona vanhu vangu!!!!!
😂😂😂😂mushonga urikushanda 😂😂😂 guys u re brillient
Ndovatengesera mushonga wekudyisa 😂
❤❤❤
Dan apererwa ,Nyarie uchaita seyii😅
Kkkk package yesamba hr ndakazvitaura kty makadyiswa
Hec Dan n team love you all❤❤❤❤❤
They should be a part 2.
First🎉
😀😀😀😀😀 munhu ngarohwe uyo
Kkkkkkkkkkkkkk makadyiswa mukoma
Kkkkkkkkkkkkkkkkk ndazoputika nekuseka nhasi
Yesayaa Hurungwe
Kkkkk Tete at least Ua there for mkoma Dan mmmmm
Kkkkk mutengesi uyo apusa
Kkkk Hana yaDan yarohwa nehanya Nyari hokoyo
Mai tatambura imi😂😂😂
Ngatichibatei zvakanaka ichi chirikupisa 🔥 🔥 🔥 🔥 tamirira part 2 yacho
Dan wapera strong yose 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 nyaya iyi inotoda Nyarie aripo kkkkkkk nhasi ndaseka hangu
Taura hako 😂😂😂😂😂😂😂
Aiwa tipei part 2😅😅😅
Mai Tata ndovafarira hangu ini
Boss Dan
Pakuda part 2 apa nyari akano wona kuti mushonga wake haucha shande
Tapinda tapinda
Ko makatsika kugara nyaya before mother sei futi toda kuhwa side mother Nyarie
Part 2 guys
Part 2 when?
At least zvabuda pachena zvekudyiswa 😢😢😢, chinhu chese chine a way yokuzongobuda pachena
Nyarie chabvondoka 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Kkkk zvakaoma
Masota😅😅😅
Ko cameraman ari kuremerwa here necamera kufemuruka kudaro. Ngaadzidze kufema zvisinganzwike.
😂😂😂 otorega ka kufema kuti zvinyatsoita
@@beryladams3775Ngaafemere mudumbu hatidi kunzwa kufema kwake 😅
@@mudzariinnocent8929 🤣🤣🤣
Thanks guys
Ichokwadi chaicho zvinotoitika izvi mudzimba
manje zvichanzwisisika here kuti Bande waigumira kugate pakadai
Dan ava kuda kurutsiswa kkkkkkkkkkk
Muri kupisa
Soko maka kabiriswa
😂😂😂😂😂