The kids are not the problem!! That man arikukushandisa chete, u r just a maid. Wakamboinzwa kupi marriage yakadaero? And believe me he's still in love with his wife. He's just pushing time with u mukadzi achadzoka and agotambirwa nemufaro like u never existed
Iwe wekuitwa mukadzi wakapusa iwewe!! Wakadini kumumamisa chichembere ichocho!! Kana mapepa ako amira bho ikoko sue him in Australian courts!! You will win!! Usajaidza nguruve zvakadai
Nhai, ungamirira kuvatwa . Dai akabva ato tiza ipo paAirport ipapo kutomhanyira pamapurisa epaairport but aida kugara ku Australia because ungaenda nemunhu asiriye chirudzii.
Iwe uri maid wevana not mukadzi wababa avo. Usavaitire hutsinye kana wafunga kugara wototarisa kuside, worega kuzvinetsa nehunhu hwavo, asi kana zvanyanyokunetsa rova road.
prayer and spiritual counselling brother conf 2. australia depending which state l can give you contacts of family or relationship counsellors who can assist.
2nd confession dating app its not bad but you were seeing red flags uchi ignore hako ungapihwe ma excuses uchibvuma hako some of the things let's open our eyes observe munhu wacho no vedio no relationship period he saw it kuti you are desperate that's why pakati huya you were suppose to say let me see your face imagine munhu arikuti I'm staying at the campus nevamwe where did she get the money to send and process your papers itai kuti maida kuyenda chete because most of the people do dating apps but observe don't ignore red flags
Uri kuitiswa iwe hakuna marriage yakadaro muri kushandiswa mao nhanha munhu achadzokererana nemukadzi wake mukasara makati tuzu sudurukai nguba iripo musa svage mushonga mucharomba msi mwana kunze kwaipa
First enda shaa hapana marriage apa baba vavo ndovariwrong vasiri kuudza vanq kuti uri mhamha vavo zvekubata mushonga siya ucharoya huroyi hwatotanga sooo zvekuti sei vanhu marambana muchisiya vana handi pamba pababa vavo waida kuti vaendepi iwe ndiwe uchatobvapo uchisiya vana ivavo varipapo
Munhu akasiya Vana kunababa vavo haisi mhosva urikutoratidza hutsinye utori munhu anehutsinye leave e marriage and get someone of your age cz hw cn u say u want to use mushonga kuti akanganwe nekudzinnga Vana vake I've seen a lot of things don't dare try that u will suffer till death wakamudira Mari munhu iyeye wakashaya vezera rako???
First cc yoo uhlalelen ke wena lapho ukuba yi house keeper
Munhu haubviswe pane vanhu nemunhu wausingazive dai wakarambira pa airport ipapo pane border agency kuti munhu uyu andi tsotsa hazvisi izvo zvandange ndichitarisira angadai akasungwa ipapo iwe wodzorerwa kumusha. Muchinyanya kuda zvemahara dananai nemunhu waunoziva kokana waiuraiwa .Varungu vane mweya yetsvina ava online dating yauraisa vakawanda . Zvimwe ndimi munozvipinza mega mumatambudziko ask yourself why do you trust a stranger?Ko dai vaikubhinya vari 10 unopiwa zvirwere nekara zvemahara.
Siya imba iyoyo hako usati wafunga zvakawanda unowa mumwe anokuroora hako 🤚🤚🤚
The kids are not the problem!! That man arikukushandisa chete, u r just a maid. Wakamboinzwa kupi marriage yakadaero? And believe me he's still in love with his wife. He's just pushing time with u mukadzi achadzoka and agotambirwa nemufaro like u never existed
Regai ashandiswe pamwe ndiye akaendesa Mai vacho vanhu havadi kuzotaura Chokwadi kana rave dambudziko kudai vanenge vofunga utsinye manje
Mwari vanogona kukupa dambudziko seZambuko. Pora zvowanikwa
😂😂😂 kushata kwezvimwe ndokunaka kwezvimwe 😅😅😅😅
Iwe wekuitwa mukadzi wakapusa iwewe!! Wakadini kumumamisa chichembere ichocho!! Kana mapepa ako amira bho ikoko sue him in Australian courts!! You will win!! Usajaidza nguruve zvakadai
Nhai, ungamirira kuvatwa . Dai akabva ato tiza ipo paAirport ipapo kutomhanyira pamapurisa epaairport but aida kugara ku Australia because ungaenda nemunhu asiriye chirudzii.
Iwe uri maid wevana not mukadzi wababa avo. Usavaitire hutsinye kana wafunga kugara wototarisa kuside, worega kuzvinetsa nehunhu hwavo, asi kana zvanyanyokunetsa rova road.
Second iyo mujaya tenda mwari wako dai wakatotsakatika iwe muchinyanyawo. kuda zvinhu ukati Australia ndapinda shame sorry usazvipamhe futi
Haiwa 1st confession leave that marriage 😂unofireiko
Uyo wekuitwa mukadzi wakatoita lucky vamwe vanototsakatika dating online is dangerous
Muri musikana webasa amai hamusi mumarriage kkkkkk kuve single zviri nani pane Jeri rakadai. Usabata mushonga siya. Usaita utsinye hapasi Pako murume haasi iye anoita ufeme tiriko tiri kurarama tiri masingle zvichitofamba chaiko
prayer and spiritual counselling brother conf 2. australia depending which state l can give you contacts of family or relationship counsellors who can assist.
Frs connfession Mwanangu kushandisa mushonga hakuna kunaka kana zvanetsa leave him nevana vake unowana mumwe heyyi
Second confession sorry hako hide😢God will help u heal broe😢❤
#1 siya hama yangu hazvisi zvako murume haakude uri nanny chete
Muchinyanya kukwirira ndege kuyenda kumujolo hre nhai hamuzvipanhi
Iwe pawadadanana nemurume anevana wakadiii kutswaga asina
Vanha vanofurirwa namai vavo tswaka mushonga zviende kunamài vavo
Pane wekutanga ngasiye murume unowana umwe wangu siya varume vakawanda
1 confession cc siyanai na baba avo varore vana vake avaite vakadzi ,hant pakurara hant you share some bad nevana vacho nxaaa
2nd confession dating app its not bad but you were seeing red flags uchi ignore hako ungapihwe ma excuses uchibvuma hako some of the things let's open our eyes observe munhu wacho no vedio no relationship period he saw it kuti you are desperate that's why pakati huya you were suppose to say let me see your face imagine munhu arikuti I'm staying at the campus nevamwe where did she get the money to send and process your papers itai kuti maida kuyenda chete because most of the people do dating apps but observe don't ignore red flags
Ummm inga zvakaoma nhay Mwari vakubatsire brother totenda kuti vakabuda mazviri sorry zvako
Hanzi rooranai vematongo, kuda zvinhu uku
First confession mainini bamunini ndoproblem vakaspoila vana ava vanokuisirwa munyamharadze vasiyane ngaazive musiyano wemwana nemukadzi
6months mmmmmm waidawo iwe. Within 2 days ungadai wakatotiza
siya murume nokukurumidza uri kushandiswa hama
Jst leave dat marriage my friend, thus de only medicine
First confession hausati wakura waitsvagei pane vana nekuti waakutaura zvekudyisa murume kuti adzinge vana amai ibvai zvakanaka motsvaga pasina vana
Apa wakatoiswa dhimoni wehumgochani. You need counselling and deliverance.
This woman is not in a marriage, but in a formal employment. My advice don't do anything silly coz you might end in prison
URI aunty chengeta vana nabba vavo chivaudza vakuhorese
Gara pasi nemurume vako hama yangu ndozvakanaka kana kuona tete vemurume vako unabate mushonga
Second confession I m sorry dear
Usadzinga vana iwe ibvapo utsvake mumwe
Uyo wevana hutsiye usaita kana zvaramba siya imba yacho .mukoma avo nyaya yenyu inorwadza yemurungu iyo ndazvofara hangu kuti makapunyuka mazviri
Iwe unoda kuti vaende kupi nekuti ndipo pamba pavo
Vana ivavo vanotofanira kugara kunzinzwi ravo. Murume wako ndiri benzi chete better uende zvako
Iwe siyana nemunhu Ane vana vake utsvake asina ucharoya nekuda kweRudo kunge varume vapera unoshura here
Buda uvasiye nababa vavo,, Vachazoona kukosha kwako wabvapo,, Uri house girl wavo,, Rova road mupfanha unowana mumwe mrume pane kuitiswa
Kkkk mokaura hameno hamunzwe nenyaya yema social dates
1st con zvemishonga siya woda kuti afuratire vana vake sei.unoti sei vana mai vachiinda kumarriage vachisiya vana vavo mwana ndewa mai chete here
siya imba yacho
Kusiya murume is not a solution coz kutombovamo muwanano chinhu chinofanira kuremekedzwa mumborio ne church tinopinda here iwewe nemurume wako coz ukabuda muwanano kupinda imwe unevana vako ma responsibilities awaiboitirwa pawana wako ipapo nemuridzi wavo vana ivavo anogona kuzoshaikwa kunyange ukavasiya uchida kuita vamwe vana kumberi kwaurikuenda mupfungwa dzako unenge uchingovafunga vana vako nekuti ndovekutanga pechi2 pawanoroorwa vanogona kunzi hativadi pano so unozotoremerwa worse saka natsa kwawabva kwaunoenda husiku
Munonyanyoda varungu. Varungu vasvinu havaende pamadating sites mostly perverts, rapists and con man.
Shem ingazvakaoma. Yaa vedio call yakakosha unoona munhu wacho
Hide siya marriage iyyo hausi musikana webasa
Mmmmmmmmmmmm better uyende siya vana nababa vavo ,murume wako atori bol coz akakuisa padhuze anoziva kuti vana vake vanozo suffer
Hutsinye hunobatsirei kana zvisirikukuitira siya imbaya yacho
First confession I think amai ve vana ava vaka shandisa mushonga so iwe enda uno bvunzira
Ibva
Tsvaga asina vana
Uri kuitiswa iwe hakuna marriage yakadaro muri kushandiswa mao nhanha munhu achadzokererana nemukadzi wake mukasara makati tuzu sudurukai nguba iripo musa svage mushonga mucharomba msi mwana kunze kwaipa
Mukadzi uyu ngabve anowana umwe usaitira vana hutsinye kana uchitya Mwari ubva ipapo Mwari vanokuoa umwe murume
Hesi Tete Mamoyo
Wakagonekwa
2# conf go for counseling, it happened in the past move on now .
First enda shaa hapana marriage apa baba vavo ndovariwrong vasiri kuudza vanq kuti uri mhamha vavo zvekubata mushonga siya ucharoya huroyi hwatotanga sooo zvekuti sei vanhu marambana muchisiya vana handi pamba pababa vavo waida kuti vaendepi iwe ndiwe uchatobvapo uchisiya vana ivavo varipapo
Siya iwe you are a maid
Munhu akasiya Vana kunababa vavo haisi mhosva urikutoratidza hutsinye utori munhu anehutsinye leave e marriage and get someone of your age cz hw cn u say u want to use mushonga kuti akanganwe nekudzinnga Vana vake I've seen a lot of things don't dare try that u will suffer till death wakamudira Mari munhu iyeye wakashaya vezera rako???
First confession tswaga mumwe murume that man doesn't respect you as his wife and is so stupid and over protective