If you want to see how backward our country is you will cry😢😢😢 last month at All Souls Mission they were celebrating a smart board Here in SA Smart boards are used from. PRIMARY SCHOOL But in my country is something special
Mkoma Yuda ndanzwa muchiti mhamha knows the password ndivo here mai Yuda vaya vatoziva kubva kare kana vari ndinofara kuti makagona kuzogadzirisana ,mangwana don't take your marriage issues paSocial media zvinoshoresa .
zimbabweans want good life but we are in turmoil because of political catastrophees
Yea zanu pf is destroying Zimbabwe
Iove you so much my brother munotaura chaizvo izvo. ichokwadi tarwadziwa munyika yedu
If you want to see how backward our country is you will cry😢😢😢 last month at All Souls Mission they were celebrating a smart board Here in SA Smart boards are used from. PRIMARY SCHOOL But in my country is something special
Well come back son we have been missing you
💔💔💔😭am always missing the lives for the why nowwu
Zvakaoma muZimbabwe
yava nguva yekuvhura hombe
Yaa nhasi mukoma mataura zvandirwadza ndabatikana...😢😢😢
Vanhu vanotevera zanu pf havafunge mushe, pfungwa dzavo dziri contaminated. Comrade Chinx was used and dumped now Hwenje ,let's watch the space.
Zviri sei sei
Ma SuperPro tennis shoes
Uri mu Mumbwa here Shepard??? Jeff Judah Hossanah arikuti uri mu Mumbwaka iwe.
Kkkkk wataura nyaya yandifadza yeKaroi uri sei hako Shapiro ndini Godwin Booramuponda Mupariwa
@@ElizabethWakapira aaaah Godie Huya ku app 00447411777466 ndaikutsvaga mhani
Tell me were you
threatened ?
Mkoma Yuda ndanzwa muchiti mhamha knows the password ndivo here mai Yuda vaya vatoziva kubva kare kana vari ndinofara kuti makagona kuzogadzirisana ,mangwana don't take your marriage issues paSocial media zvinoshoresa .
Panyaya.ya hwenje wataura chokwadi akamama akapiwa poison kumisangano yvo achiita seanodiwa achikurudzira vanhu kusapota zanupf
Ndinokuterera chose shz unovhura pfungwa dzevanhu. Zvekuti panoita change mu Zimbabwe unofanira kudzoka muno
Zanu marwadzo
Ooh sorry mukoma nematambudziko