Bhururu hauna nyaya. I have listened to quite a few of your videos over the last few weeks. I found nearly all of them sadly lacking in depth of content and very shallow if not absolutely boring to listen to. Unongowawata zvisina direction sebenzi. Try another job. Siyana nezvemaVideo izvi.
manje nyikazvaya wondomoka kudai saka change yachoichauya rinhiko because Zimbabwe yacho yavayemunhu one ed nevana vake number 2 makatora ed kuitaiye chairman we SADC koo momutyeiko ed uyu
United we stand divided we fall
Mnangagwa ndiye bukirwa rakabva kuZambia mubumbwa ngaabve muno muZimbabwe
Nyay dzemahumbwe taneta nadzo isu.haiwa
Nyika ngaimbo tongwawo nevaridzi vayo. Smith aiva mubvakure, Robert ndizvondizvo uyuwo uyu muNyasa haaa zvazonyanya ah.
Yes I support yu DJ
Thes pple are Kuda kurwisa CHAMISA not Zanu
Asi uri mubwidi newewo?. Hakusi kushora asi kutaura chokwadi chiripo mabwidi hazvichinje chinhu kana hutsinye hwacho unongoona kuti ndezvemunhu anoziva kuti haana hama yake muno shoma dzaanadzo akadziswededza pedo naye. Mmm mabwidi aya anehutsinye akomana
Taura hako comrade,ngavaende vakatishandisira mishonga kubva kare,dzimba dzavanadzo mtown vakapiwa mahara,gukurahundi ......to compensate affected families.yes
Zim totaura shona neNdebele not chibwidi chiri muzanu...zviripachena..
Futseki murivarakashi musafunga kuti mukore uno pane muZim achakakotsira
Hauzivi zvaunotaura iwe, iwe simudzawako, zimunhu remberengwa
Taurayi. Henyu. Amai. Munogona. Ndaende. Marudzi. Aya. Kanaakanyengwa. Nemurudzi. Ndamupe. Gupuro. Nembeuyake. Please. Zvisatizvaipa. Haichadzokera. Mumashure. Hondoiyi. Irikubva. Kumusoro. Kusvika. Mumba. Mako. Iwe. From US 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥👎🙂 🕕
Pamabwidi apo marasika face the oppressor not zvamakutaura izvo
Bhururu hauna nyaya. I have listened to quite a few of your videos over the last few weeks. I found nearly all of them sadly lacking in depth of content and very shallow if not absolutely boring to listen to. Unongowawata zvisina direction sebenzi. Try another job. Siyana nezvemaVideo izvi.
Your heading azwell as misguiding. Mu CIO here ange achitaura.
Kutuka hakuvaki nyika ngatibatane vevanhu kuti tivake nyika chete
Chamisa hapinde mu road ega kusunungura makwara
manje nyikazvaya wondomoka kudai saka change yachoichauya rinhiko because Zimbabwe yacho yavayemunhu one ed nevana vake number 2 makatora ed kuitaiye chairman we SADC koo momutyeiko ed uyu
Ko Mashona maZimbabweans acho vasingarwiri rusununguko rwenyika yacho. (Zimbabwe)??
Siyanai nachamisa arikurwisa marwisiro ake iwe waitei
Act amai haikona kuti Chsmisa. Tangai imi muroad
Ko mongoshora chamisa Moda kuti adii kana chamisa akoniwa imii itaizvee mnogo a vacho
Taura chokwadi
This is ZANU Pf propaganda. I'm tired of it.
Nonsense
Dhodhi ngaribve
MuCIO upi apa ?