ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Ndiri muHwisiri kubva 2007...heard this song today for the 1st time...yandibata zvekuti and l came straight to TH-cam Thank you boys of thunder
Ndakakurira muhwisiri ndikazobuda nekuroorwa xem i love this church ndonzwa kut yeah mwar ariko
Ndiimbireiwo Jerusalem musha wakanaka neTune iyoyo yamaimba nayo Song iyi......ngoma hosho nehwamsnda saizvozvo....zvinotifungidza makare kare nyika ichakanaks....thank yu guys we miss home....
zuva rekuuya kwenyu ngaripamhidzwe zvee ..i love this song to bits
Ndakomborerwa zvikuru. Mwari ngavakudzwe
My favorite song,wish I could tag a friend Mashoko Gombe, kusangana kwemashoko takakumira
proudly muhwisiri munondigonera ,listening 2020
Tigonzwa masimba enyu nokuita kwako..Todokwairira imi Mweya Utsvene..Inzwai muteuro yenyu mutiburukire..Nziyo inondisimudzira iyi..God richly bless you boys of thunder
todakwairira imi mweya woutsvene.
Amen kubuda muhwisi kufarisa chokwadi
uyai nesimba zvikuru zadzai iyi nzvimbo. tigonzwa masimba enyu nokuita kwawo. weldone Boys of Thunder
the best boys
Munondigonera ❤hangu
Love this song, can someone please upload the lyrics for ma2000 salads
SeMuhwirisi ndoti Mwari atikomborere ❤️❤️
I miss going to church veduwee. Munondikomborera vana imi. Proudly Hwisiri.
i like this lead vocalist (mushauri) anondiitira zvakanaka
Proudly Hwisiri. Weldone Boys of Thunder.
Amen kusangana kwemashoko takakumirira
boys of thunder all the way.love you guys.God bless...
I always think of my Reverend Chitongo she used to sing this song with passion
this song ine ka that thing, that thing kekuti unonzwa kuda kunamata
Proudly Methodist any song is heart touching
2021 and still enjoying the song
Weldone boys of thunder ths song inondisededza pedyo namwari.xxx
My favourite song
Tifunge zviito zvenyu zuva rekuuya kwenyu ....Amen pisai moyo yedu idanane kusangana kwa mashoko
I love this song..continue the good work boys of Thunder.
I've the song that boy akarova thanks pamasvingo
Tambanudzai ndimi dzedu dxiparidze imii 💟
Awesome keep the good work u had uplifted my soul
Well done boys, keep up the good work God bless
Ndanzwa kupindwa nemweya mutsvene ,,muropa chaimo ,um blessed
munogona henyu ....may God bless u guyz
BCU handei, you take me back to my roots!!
I love u guys keep it up proud to be a methodist
weldone boys,nziyo dzenyu dzinondiitira
Uyai mweya wehutsvene
Todokwairira
Amen. Ngaripamhidzwe zve
Inzwaiii miteuro yedu
Awesum stuff
tokumbirao kuimbirwa 219 zvose zvinhu tinopa hedu ne174 rudo runopfuura kuziva
My favourite hym
Yasimudzwa hayo namuzvare Pasi pamufakose apo ,unonzwa nyasha kudzika
Still waiting for Jerusalem musha wakanaka netune iyoyo guys....pliz....
Mukadzika nema videos avo iripo
Kusangana kwamashoko
Tokudai
Enjoying music
God glory be to your Powerful Name
Todokwairira imi mweya hwetsvene
l really love this song
Proudly Methodist
Nice one guys
ndafunga mufundisi Magoronga
Made my day. Amen
huuya mweya wehutsvene ita basa pano!
Kusangana kwemashoko tkakumirira
zuva rokuuya kwenyu ngaripamidzezve.......
kusangana kwemashoko takakumirira.....
mwari vakuropafadzei vakomana tirikuropafadzwa
great music
Amen
Ndiri muHwisiri kubva 2007...heard this song today for the 1st time...yandibata zvekuti and l came straight to TH-cam
Thank you boys of thunder

tokumbirao kuimbirwa 219 zvose zvinhu tinopa hedu
ne174 rudo runopfuura kuziva