ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Umm shoko ranhasi Haa dai Mwari vatibatsira.. I can't stop listening... Ndrikungodzokorodza kuteerera
Amen Murena ishoko razvokwadi. Tipeyiwo Simba nomweya sungano yanzwa mudzimba munebasa guru. Tamirira answer nomusi weChishanu❤
Amen zion dai Mwari atibetsera tatendeuka nekuti when a man love a woman tozozvidemba
Haa shoko ranhasi , nevazoita rangarirai wanzwei line up yacho haa moto chaiwo . Danke Samere
Amen Amen chòkwadi ruwadzano idai varume mudzimba muchengete mirairo yevarume venyu mugosvika pakuparadzana nerufu
Amen Amen Mwari wenyu muranda waMwari dai atibetsera ruwadzano
Talent Rusvava catching up on Big Chitatu sermon on Big ThursdayAmen
Amen Zion
Amen Zion redu
ZION,, connected from Checheche
Amen amen
Amen Kuterera kuno batsira hatizvininipiseyi zvokwadi
Hallelujah zion
Muranda waMwari varume handiti munoona muchinetsana neSungano nenyaya yekurepota chaiko kana kuno havatauri kuti vafamba sei vasvika kwavaenda sei vanongonyarara Zvamunoona zvakadai kana murume wese akatanga zvesmall house haagoni kubata basa raMwari ndezvimwe zvandakaona zvinodzosera basa raMwari kumashure nokuti vanenge vokurirwa nechivi
Amen Amen RUWADZANO
Amen 🙏🙏🙏 dankie 🙏🙏💯
Amen amen shoko
Tinotenda nedzidziso yenyu munhu wamwari,shungu dzenyu ndedzekuti tisatadzira Mwari mudzimba dzedu dzivakikeNdinoona sokuti tidzokere pa annual RUWADZANO conference yataita kare yaibatsira tichiwana dzidziso kuvakuruIkozvino leadership yose tangova vana vadoko vasingadizve kupa chembere kuti dzimbopa dzidziso uye tinoona sokuti (kudhara) kana dzidziso dzichipiwa.kusungano konetsawo chihure chaicho i remember umwe murume achidzora vamwe mai achiti hakuna murume asina girl friend but iye mudzidzisi and ivo vakuru ndivo vanotanga so vadoko vanoona sokuti itsikaKose kunoda dzidziso kuruwadzano nesunganoTigare zvakanaka munhu wamwari
Amen when a man loves a woman
Amen amen Shuwa
Amen
chirega achienda
Ini hangu ndoda kuvhunza kuti marriage ndeye mukadzi here kana murume kana ndeyevaviri nokuti varume vanoda kukudzwa nokuitirwa zvese asi havatidi havatiratidzi rudo hava rudo
Amen🙏
Kuterera uye kuzvininipisa
🎉🎉
Shoko ranhasi randibata zveshuwa muporofita anga achiporofita zvirikuitika mudzimba umu
Have faith
Jeremiah ??????
MurandawaMwari munozviziva here kuti varume vanongokuda kana vava muimbaa yomukati havadi kufamba nemadzimai avo kuchurch vnoenda vogaVarume ava vanoita shamwari nemamwe madzimai zvinoita here kuti kana munhu wawakadzidza naye urambe uchitaura naye munhu ari married anoita shamwari yomunhu kadzi
Pa join
Varume Havana communication nemadzimai avo handiti munhu akaenda kwaaendavo unofana kutauravo kuti ndasvika vanonyarara isu vakadzi kana tikasavatanga havakutangi kuvhunza kuti imi muri online ko kumbotivo good morning or munongozivawo kana ari murume nemukadzi nyaya hadziperi zvakawanda zvokutaura
Amen amen Zion
amen amen
Amen Amen
Amen 🙏
Umm shoko ranhasi Haa dai Mwari vatibatsira.. I can't stop listening... Ndrikungodzokorodza kuteerera
Amen Murena ishoko razvokwadi. Tipeyiwo Simba nomweya sungano yanzwa mudzimba munebasa guru. Tamirira answer nomusi weChishanu❤
Amen zion dai Mwari atibetsera tatendeuka nekuti when a man love a woman tozozvidemba
Haa shoko ranhasi , nevazoita rangarirai wanzwei line up yacho haa moto chaiwo . Danke Samere
Amen Amen chòkwadi ruwadzano idai varume mudzimba muchengete mirairo yevarume venyu mugosvika pakuparadzana nerufu
Amen Amen
Mwari wenyu muranda waMwari dai atibetsera ruwadzano
Talent Rusvava catching up on Big Chitatu sermon on Big Thursday
Amen
Amen Zion
Amen Zion redu
ZION,, connected from Checheche
Amen amen
Amen Kuterera kuno batsira hatizvininipiseyi zvokwadi
Hallelujah zion
Muranda waMwari varume handiti munoona muchinetsana neSungano nenyaya yekurepota chaiko kana kuno havatauri kuti vafamba sei vasvika kwavaenda sei vanongonyarara
Zvamunoona zvakadai kana murume wese akatanga zvesmall house haagoni kubata basa raMwari ndezvimwe zvandakaona zvinodzosera basa raMwari kumashure nokuti vanenge vokurirwa nechivi
Amen Amen RUWADZANO
Amen 🙏🙏🙏 dankie 🙏🙏💯
Amen amen shoko
Tinotenda nedzidziso yenyu munhu wamwari,shungu dzenyu ndedzekuti tisatadzira Mwari mudzimba dzedu dzivakike
Ndinoona sokuti tidzokere pa annual RUWADZANO conference yataita kare yaibatsira tichiwana dzidziso kuvakuru
Ikozvino leadership yose tangova vana vadoko vasingadizve kupa chembere kuti dzimbopa dzidziso uye tinoona sokuti (kudhara) kana dzidziso dzichipiwa.kusungano konetsawo chihure chaicho i remember umwe murume achidzora vamwe mai achiti hakuna murume asina girl friend but iye mudzidzisi and ivo vakuru ndivo vanotanga so vadoko vanoona sokuti itsika
Kose kunoda dzidziso kuruwadzano nesungano
Tigare zvakanaka munhu wamwari
Amen when a man loves a woman
Amen amen Shuwa
Amen
chirega achienda
Ini hangu ndoda kuvhunza kuti marriage ndeye mukadzi here kana murume kana ndeyevaviri nokuti varume vanoda kukudzwa nokuitirwa zvese asi havatidi havatiratidzi rudo hava rudo
Amen🙏
Kuterera uye kuzvininipisa
🎉🎉
Shoko ranhasi randibata zveshuwa muporofita anga achiporofita zvirikuitika mudzimba umu
Have faith
Jeremiah ??????
MurandawaMwari munozviziva here kuti varume vanongokuda kana vava muimbaa yomukati havadi kufamba nemadzimai avo kuchurch vnoenda voga
Varume ava vanoita shamwari nemamwe madzimai zvinoita here kuti kana munhu wawakadzidza naye urambe uchitaura naye munhu ari married anoita shamwari yomunhu kadzi