Mr Mawone.... I remember such prayers would come after a powerful sermon.... munhu aitorambwa zveshuwa apo hahahahaha.... it was an experience my Business Studies teacher..... respect Elder Mawone
Ma awards are very good i like them but mukamaite kuti awoneke as a family show probably muchi sensor zvinyadzi and put subtitles That's my suggestion semunhu anofarira ma awards
Do you know kuti Mr Maone he is an elder of our church yatinopinda ini newe and also the founder of that school and a vibrant teacher of children's church
Nyaya yemapurisa. ndakarohwa $200 pa Easter. Ndaida kutenga a bed for my rural home pa Easter pa Muhammed Mussa. I turned pa one way. Pane vapfana Mapurisa zvikanzi matyora mutemo. Saka handei ku Charge office. handina kusvika just pa railway zvikanzi pana sergent andafonera. Sergent vakauya zvikanzi ndabva kwa Commissioner saka vanoda $200 kuti muende. I was going ku guva remukoma and wanted to load the bed ndiend kumusha. I had no choice. $210 I apid. I was so mad. Apa I am diasoran and did not not have time for all the processes. Kwave nembavha. I dont think mupfana iyeye akaishandisa mari zvine musoro. Pedyo ne charge office. Beware pane zvimapurisa zviri kudya ipapo. I have no respect for mapurisa any more. BUt they also need money. They are poorly paid. If ZACC vakateya ipapo, pari kuitwa zvinorova.
inyasha kurarama muzimbabwe! sure. looking at Bona's properties amana, 1 person has 400 mil worth of property. apa mnangagwa anoti wo musa gwavha iye achitora every other means of earning from zimbabweans ne his family🙄
Kune vaiti adverts are roo much ini ndinoti ma adverts aribhoo Pastor. I've benefited a lot and have been plugged a lot of things ipapa. Ini ndikutovinga ma.adverts iwayo. very informative and relevant!!!
Mapurisa dzava mbavha. And I said handei mundipe ticket. I did not have the patience and time. Its a shame. Ndikadzoka ndine time I will take care of this. Va Matanga mune mbavha. Its a shame hapachina ethics
I am looking for companies that do nice and strong fencing Comic pastor....you once advertised good companies here but I have forgotten them.....please help..
The way she said "Face yeHure" with that evil/guilt laughter shows that she is a suspect in that field.
The introductory part never disappoints 🔥🤞
😂l know
😂l know
Hanzi inyasha kurarama usiri mu gold mafia aghaaaa Comic soo😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mnangagwa anobhowa veduwe 😫
Revelations 3;3 let us Repent Jesus is coming back
Mr Mawone.... I remember such prayers would come after a powerful sermon.... munhu aitorambwa zveshuwa apo hahahahaha.... it was an experience my Business Studies teacher..... respect Elder Mawone
Maadverts ngaaite mashoma and ngaaite page rawo mukoma comic
Ndopanemari yacho yekuti muwone mahara panoti advert
Hazvibude guys
Chabodo and Matutsa representing our Manicaland Province with distinction😂!
I church ipi iyi
Very soon bhazi rikunyorwa Chabodo pamhanza
🤣🤣🤣🤣🤣
Diko abvira kutimirira
Sandinyole
Watching the awards all the way from Sudan Khartoum
But ma adverts ndachema zvangu takuvara
My fav show... Chabodo naMatutsa, Bhara ziro, Johnny English, Rey Mysterio Dande,
April was packed 😂😂😂😂
Madii mufundisi haa musadaro ndanga ndatoita stress, 😂next time maAwards ngaakasire kubuda
I think you were checking from 1 May just like what I was doing 😂
@@rodneymhove5015 Bambo chiroorai
Here for Mr Mawone,was my principal best teacher ever...lots of love and respect for that man💯
How come lawyers are not prosecuted for lying 🤔
Lying is their job
Lying is not a criminal offence
"IsiNdebele sami sesimnandi ke manje".....🤣
Chirungu chavaMadhuku hapana chatahwa. Hanziyi nhai Comic muchidimbu 😂😂😂😂😂
😂
@@dianasanudi7137 ndatombowedzera volume zve ndichiti pamwe ndichanzwisisa zviri kutaurwa wanike nzeve dzakutofa ngema voco acho
Ma awards are very good i like them but mukamaite kuti awoneke as a family show probably muchi sensor zvinyadzi and put subtitles
That's my suggestion semunhu anofarira ma awards
Sure
Who likes before viewing zvandaita
I'm with you here 😊
Intro never disappoint always on point 👌👌
ZRP....😂😂😂
Mbavha,imbwa dzevanhu
fideism and pietism😂
" its a blessing from God ..." 🤣🤣maDrugs siyanai nawo musaite mukawo
Waiyepo ere? 😂
Lol is it why your face looks like its polished with GOLD😂😂
Do you know kuti Mr Maone he is an elder of our church yatinopinda ini newe and also the founder of that school and a vibrant teacher of children's church
Zaoga to the world ❤❤
Chabodo imhondoro😂😂
Nyaya yemapurisa. ndakarohwa $200 pa Easter. Ndaida kutenga a bed for my rural home pa Easter pa Muhammed Mussa. I turned pa one way. Pane vapfana Mapurisa zvikanzi matyora mutemo. Saka handei ku Charge office. handina kusvika just pa railway zvikanzi pana sergent andafonera. Sergent vakauya zvikanzi ndabva kwa Commissioner saka vanoda $200 kuti muende. I was going ku guva remukoma and wanted to load the bed ndiend kumusha. I had no choice. $210 I apid. I was so mad. Apa I am diasoran and did not not have time for all the processes. Kwave nembavha. I dont think mupfana iyeye akaishandisa mari zvine musoro. Pedyo ne charge office. Beware pane zvimapurisa zviri kudya ipapo. I have no respect for mapurisa any more. BUt they also need money. They are poorly paid. If ZACC vakateya ipapo, pari kuitwa zvinorova.
Police yepa charge office ma 1
Ummmm jonny English takes the win for me,,akuda kuzama ku confuser state of the art DNA equipment nechirungu kkkkkkkkkk
🤣
Here for mr Maona Zaoga Elder🥳🥳🥳🥳🥳
Ndoma eridha ekuchechi kwangu Zaoga for the wewewe ❤❤
The intros always get me ❤❤❤❤ too much for the awards
Chabodo takes all
Police brutality is heartbreaking 😢
inyasha kurarama muzimbabwe! sure. looking at Bona's properties amana, 1 person has 400 mil worth of property. apa mnangagwa anoti wo musa gwavha iye achitora every other means of earning from zimbabweans ne his family🙄
Tichienda zvedu kudenga netsoka😂😂😂😂
Yes The Comic Pastor, tabva tapindira zvedu pama Awards chaiwo
Vanhu ngavarambwe🙌🙌🤣🤣🤣
Vachatitambisa ava😂
Forgive me guys hazvikwanisike here kungomamisa our police
Intro for me always ❤🔥❤🔥❤🔥
you really put a quality show together, hamutambise nguva, well done and thank you 👏🏾👏🏾
Chabodo naMatutsa 😂😂😂
Rey masterio dande😂😂😂😂i didn't understand until i saw the video
Muzvipewo chekupenga of the decade lol 😂😂
Intro never disappoint 🤣🤣🤣🤣 always on point 👌👌👌
Those who are here for Mwana wangu Tryphine let's gather here (female celeb😅)
The level of seriousness of those bodyguards behind the president Ka,ndirini ndaivata pasi nekuseka 😂😂😂😂😂 bhara zero obeka koma ayas
Inyasha kurarama usiri gold mafia 😂😂😂😂
Intro alwys on fire🔥
Mr Mawone Kkkk my maths high xul teacher....
Team racho iroro ngarirohwe ridzikere kwaro. Next time vanoda mambama ezvipoko
31:10 Daaaaaaaaammmmn. Rey Mysterio Dande🤣🤣🤣
comic awards a april tiripano please introduce weekly too mwedzi kure amana chimwe chichatiuraya besides salary kumirira ma comic awards
It’s good to be here 😂👌👌👌
Zvakanaka kuvepano
Hanzi kana pachibuda chemuhomwe argh no pachibuda fine mobhadhara😂
Chabodo mahorror
Hahaha I can't miss these awards
Kune vaiti adverts are roo much ini ndinoti ma adverts aribhoo Pastor. I've benefited a lot and have been plugged a lot of things ipapa. Ini ndikutovinga ma.adverts iwayo. very informative and relevant!!!
Madhuku 😂 ratova drama
Maadverts ndiko kubasa.I think he is paid for that.Macomics imbasera yedu
Comic pastor never disappoints,asi Chabodo naMatusa vane udhenya chaiwo kkkkkkkkkkk
Gavha gavha sokuba kwamaiita Goridhe at least atibire nyika isu,,,pakulooter gokd for yr own benefits haaa
Speaker yemakuhwa maisiyireiko. Tectelishia aifanira kupihwa commic award💕
Mapurisa dzava mbavha. And I said handei mundipe ticket. I did not have the patience and time. Its a shame. Ndikadzoka ndine time I will take care of this. Va Matanga mune mbavha. Its a shame hapachina ethics
Ma awards ❤❤❤❤
Kkkk marerishenishipi akadhakwa 😂😂😂😂😂😂
nhaiwe comic pastor huya pano utsanangure science dzako kkkkkkk dzokuti bonde rikapinda kusvika kugotsi vanhu vanonamirana
❤️You never dissapoint
ma advert anyanya. Reduce the volume yema advert and increase the rate. You can make even more money.
My principal my mawone never dissapoints ndakazoita babe after a level
The tuckshopazation😅 haaa Comic ka
Chabodo😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Sisizwile isiNdebele Comic 😂😂😂😂
I am looking for companies that do nice and strong fencing Comic pastor....you once advertised good companies here but I have forgotten them.....please help..
😂😂Ahh Comic munodenha
34:13 😂😂😂😂😅😅😅 ndachema zvangu
Mother avo bho here vemapurisa
Kudenga netsoka zvedi tosvika 😂😂😂😂😂😂😂 i wonder kuti bhutsu dzavo dzakaita sei
The intro. Yabva yatopedza ma sports
😂😅😂Mwedzi wekubhara ziroooooo
Haa intro inopedza masports nhai comic motuwanapi tuma intro utwu😂😂😅😂
Ko solar yaTeacher ndoyakaita sei manje 🤣🤣🤣
Uyo my client ndiye musoro bhangu chaiye.... Anodzosera progress kumashure chaiko.... Madhuku strategy
Musoro banga wake madhuku
Nyaya dzamapurisa is getting out of hand
Kikkk comic hanzi vakangoti time yandatora ndirimukati munomu yakwana ndokubuda
😂😂😂😂😂😂 raymasterio dande chibaba😂😂😂
wobeka koma kkkkkk wobhara ziro
Ahhhhhhh you are brave to put the honorable president in the awards yeeeyy I saw you were hesitant to give him the award 🤣😂😂 smart choice
saw that too
Voice re musikana uyo kunge akarohwa nesuper kkkndikonkaa hure
Ndakangoti pindei ndobva ndaburitsa 😂😂😂
Haa ma Introduction comic havamise kuti spake
Kkkkkkkkkk chimbomirayi zveku gavha gavha tsvagai mabasa
comic pastor never disappoints. ndinotorwara ndisina bundle
Intro never disappoints.
Team ratanga iro rorova ma Clarks iro pastor.. jealous down
It's not zrps job to arrest ma traders ibasa re council
President dofo 😂😂
Team Introduction lets gather here
haaaaaa musasiye mukomana wemadrugs uyo ari srs 🤣🤣🤣🤣🤣
Manicaland represented by Chabodo naMatutsa
Rega ndingoti vamadhuku ka .. mamunhumkuru
Ari kukika kunge dhongi radya mukonde 😂😂
Ahh ndakangoti pindei ndobva ndabuditsa