My sister you have raised a girl of dish , dignity,integrity, sincerity and holiness, when you know God and trust Him , he gives you wisdom, Tamy I was proud of your humbleness and the wisdom you have and to the point. That’s the raising of the New Generation.Amen 👏❤️🙏
Oh wow, very beautiful interview, Tammy, You have truly shown us kuti unoziva kwawakabva mwanangu. I am so proud of you and what you have achieved. Well done, keep going , keep praying and reading that Bible♥
A well raised child 👏 ❤️ Humility at its best 👌 👍 So proud to be able to call you ours .Salute to Shonga Mwana wedu Dorrie sando dzenyu Amai ve mhunu To God be the Glory 🎉
😂😂😂😂 Shona yakutonetsa kaa mwana wedu, great interview 👏👏 Tamy always ready to giggle 😂🔥
Mwana wedu arikunetseka kutaura shona chete 😂😂😂😂 ,I love her
thought i was the only one to notice it, chero accent, but she is flawless in her songs #Zvakadaro
Mai Chisamba vane chipo, hunyanzvi hwavo hunodakadza, tinofanira kuvapa maruva avo nguva dzose. Tammy tafara kuziva nezvako.
Muzukuru uri kugona Shona keep it up, mai Chisamba makatikoshera Mazviita manjenjenje
My sister you have raised a girl of dish , dignity,integrity, sincerity and holiness, when you know God and trust Him , he gives you wisdom, Tamy I was proud of your humbleness and the wisdom you have and to the point. That’s the raising of the New Generation.Amen 👏❤️🙏
Haaa matigonera mai chisamba..musikana akapenga hake uyu..very intelligent and talented
📌All those who came for Tammy let’s gather here🕯️🕯️🕯️
Oh wow, very beautiful interview, Tammy, You have truly shown us kuti unoziva kwawakabva mwanangu. I am so proud of you and what you have achieved. Well done, keep going , keep praying and reading that Bible♥
❤️🔥❤️🔥❤️🔥❤️🔥 national treasure Tamy yeyeye
TAMY MOYO!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!! GOOD TO SEE YOU ON MAI CHISAMBA SHOW ❤😊
Looking good Tammy tipewo plug ra mua
😂😂😂😂hanzi kutsvuka kunge vakuda kubvira 😂🔥
😂😂😂😂😂
Tinobonga Mai Chisamba nge zvirongwa zvemunotipa
Musikana uyo anozi Tamy anokona zvisingaiti .
Ndinodakarira ma live show ake 🙌🏿
🔥🔥🔥🔥
Thank u Mai chisamba@ Tamy Moyo keep it up baby girl..wakatikoshera
👏👏haa Mai Chisamba nemibvunza chaiyo chaiyo 👏 nyanzvi yedu senyika 🙏
Lots of love for the queen Tamy Moyo
Keep on being humble baby gal
Tamnation button here
You go tamy❤
Mabva matinyimawo freestyle here
This is such a beautiful interview and @tamu MOYO . You are very talented and keep it up
Amai chisamba makasimba here tinotenda nezvirongwa zvamunoita pano zvakatikoshera
A well raised child 👏 ❤️ Humility at its best 👌 👍 So proud to be able to call you ours .Salute to Shonga Mwana wedu Dorrie sando dzenyu Amai ve mhunu To God be the Glory 🎉
Munogonesa mhamha musikana anoziva zvanoita Tamy
Tamy yeyeye🥰🥳keep on keeping on queen
Tamy yeyeye🎉❤
We love you Tamyyyy
Much love Tamy❤
Chibhamu chedu Tamy😊😊
Amazing ✨⛵🌊
❤❤❤❤️🔥🔥🔥🔥
Girlllllllll
Fire interview❤❤
My favourite podcast mogona Dr Chisamba
Tamy!!!!!!!❤❤❤
Chakanaka chi mwana ichi
Mmmm Tamy wenyu to anonyepesa uyu
Mai chisamba we love you mama ❤❤❤❤ hanzi ma drugs kuzvicherera guva rako kkk ❤
❤❤❤
Thank you Mai Chisamba, ndasimudzirwa such an inspiration and free spirit Tammy We Love you
Mwana anodadisa uyu
❤
Mai Chisamba matigonera, Tafara zvikuru kuti mapinda pa interview nemuzukuru wenyu chaiye ,mai wake mwana wamanjenje ,tafara zvikuru ,maita basa mbizi hadzishaike
Make up made you look older
It was appropriate for the kind of interview.
❤❤
❤❤❤