ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Happy birthday 🎉 prophet Mwari vakuchengeteyi kusvika mazondinyengetererawo nerimwe zuva 🙏
Iam learning everyday God Bless you MOG
Happy birthday Prophet..Long live I wish to meet you one on one for my family deliverance.
Tinobata zvimwe zvinhu tisingazive Man of God tibatsireiwo 🙏🙏🙏pamwe pacho tinofanira kuziva Kuti hapana chinotadzika kunaMwari
Sisi wakanyepera wamwe kuti mushonga wekuroorwa iwo wairomba Happy birthday Prophet wedzerwai makore azere ne Nyasha
Glory be to God❤ Yes Amen
Maita henyu Munhu waMwari nekudzikinura mwana sikana 💙💙🙏🙏
Prophet mundigonera kani! Ndatenda hangu.muitirwe zvamunoda na mwari! Amen 🙏
Ndanzwa tsitsi 😢Mwari arambe achikushandisai prophet
Ummm zvakima muhupenyu. Thank u prophet . Mwari garambe achikushandisai
🎉🎉 happy birthday my phophet..wish u many more years in the phophetic gift....
Amen thank you Prophet Miracle Paul.. Mwari tibatsirei kutsvaga imi moga muzvose zvedu
Vabatsireiwo Jeovha mune ngoni❤❤
Vana wedu havatyi n'ga havadi mwari havabvumi kunamata❤ shame batsira henyu mwari❤
Kana zvooooorema daidzai Jesu ndiwo mutungamiri wakanaka.
Amen zvarema ngatitsvage Jehovah
Amen man of God muzodziwa akatumwa kuzorapa nyika ❤
Iiiiiii Mwari vabatsire prophet Mwari ndovanogadzirisa matambudziko edu shuwa mazviita henyu Prophet
Mazviita Mweya Mutsvene waMwari nekuratidza pakaiswa jira nebangle🙏🙏🙏
Prophet muri mukuru neniwo murungu wangu anondishungurudza ndashaya zano ini.
Ndibatsireiwo Jehova ndigone kumira nemi chete
Ndabatikana hangu nenyaya iyi Mwari vakuitirei zvakanaka prophet Ameeen
Hpy Bornday Prophet sis vairombera bznes Ravo😊
Ameeeen Prophet Mwari ndiwanireivo nyasha ndizive zita renyu chete😭🙏
Amen chaiyo prophet maita henyu mudzikinuri wedu🙏🌹❤
Happy belated birthday prophet Miracle Paul...Mwari vakupei utano and happiness in His vineyard. ❤
Glory be to God
I connect Amen
Happy birthday prophet wish you many more years to come
Prophet Michael mwari akuwandudzei mazuva pane ino nyika ndokumbirawo mundinamatire ndinemakumbo anorwadza
Kurohwa bhurayi unochohwa chohwa tsvakai blazi Jeso
Bhooo here nhai shuwa mungati Blaz Jeso here muneshuwa here 🙌🙌🙌ko kungoti tsvagai Jesu
Makoroko matendwerwa Prophet ❤
Amen in the name of Jesus
Happy birthday 🎉my Prophet, my teacher
Amen 🙏
Minobatireiko zvisina zera nemi nhy vanhu
Zuva nezuva ndir kudzidza kubva kwamuri prophet miracle Paul 🙏
Thnkyu Prophet
Happy birthday prophet miracle Poul
Amen prophet
Maita zvenyu munhu wamwari ndichamira nemi kuzvika zvanaka
Happy birthday prophet more life
Ndadzidza kubva nhasi
Tibatsirei prophet
Murichibaba man of God
Batsirayi varasika vanoda zve"nga ❤
Mwari pindirai mhuri iyi ibatsirwe
❤❤❤❤❤❤❤❤
Happy birthday prophet
Happy birthday munhu wamwari
Amen 🙏🙏🙏🙏🙏❤
Praise god can you explain in English please please
Uuh Amen Profet🙏
Ndibatsirei wooo 😅😅😅
thank you man of god
Thank you prophet i double tap for myself
Amen 🙏🙏
Amen 🙏. Thank you Prophet
Amen man of God
Maita zvenyu munhu waMwari
Amen
All the way to Malawi to take problems yaaa dai Mwari atiwanzira nyasha.Out of 5 the 3 have gone, so sad 😭😭😭!
Amen 🙏 man of God
Happy birthday tose
Vanga varipamwe vasikana awa❤
Zvakaoma zveupenyu chokwadi
My Prophet
Dzidzisayi baba ❤
Nhai vanhu vangaende kuMalawi kun'anga kuti muroorwe kure kwese uko makazonyanya yowee
Thank you Prophet
Thank you man of God
Thank you prophet
Ma 1 😂😂😂😂😂😂
Yooo mazvita Mweya mutsvene
Man of munodzidzisa pachokwadi
Ngatitsvagei Jesu chete chete
Yoo jesu
Iko kuzo yambuka border kotakurana nerufu mwari tinzwirei nyasha tivimbe nezita renyu
Problem ndeyevanhu vanenge vachivharidzira vachiti i fake. Apa vanhu vacho vanenge vakatobatsirwako futi vorasisa vamwe kuti vasaindako
Very sad indeed
Zvakaoma
Zwakaoma
Totenda nekubatsira
Shemu zvakaoma sure
Help me help me help me
Amen 🙏🙏🙏🙏

All the way to Malawi to take problems yaaa dai Mwari atiwanzira nyasha.
Out of 5 the 3 have gone, so sad 😭😭😭!