The Chief spoke well. He ruled well. No smoke without fire. He said he would not rule out in the absence of conclusive evidence. He spoke of lessons to be learned. Wise ruling.
Dambudziko apa, mufi akadai akaenda ega kuno kumbira ruregerero nenyaya yake nemaziviro ake. Moses ndiye anoziva, asi dai akataura nyaya chaiyo not kukumbira weti, nokuti kana mukadzi akaiswa central locking ino sunungurwa nemunhu akaisa central locking. Mukadzi wacho ari kuramba kuti haana kudanana naMozi. Weti inozopihwa kana dai Mozi akataura nemurume waanoti akarara nemukadzi wake. Asi paita dambudziko rekurwara negumbo, chava chimwe chirwere. Bambo mukadzi wenyu ari kuramba asi kana chiri chokwadi ngozi ndiyo yatichaona
Kufa kwemunhu hakunei nekuhura kwake. There is no possible connection. Munhu akahura. Then munhu akafa. Its not even like munhu akadhakwa ndokutsikwa nengoro. No akangohurawo hake at one time then ndokuzofawo another time. All this is just good for exposing the chihure but the two are separate issues with nothing in common. Even the chief is baffled.
Mambo ava vane hutsinye ko mufi inga akataura wani saka seiko muchirwira hure iroo asi munoridao here 😭😭😭😭seiko musingaoni chihure chemkadzi uyo munoda humboo hwei futi iye mufi akataura zviripo
"Saka ava ndoo mudzimayi wababa ava?". "Ndoo vaneweti yaidiwa?". "...delegation yeweti...", "...dare reweti...". Never reckoned with hearing so much reference to piss in court proceedings. Not in my wildest dreams 😂
Saka Ivo Mai avo vacharipa here munhu avakaurayisa vanoripwei Ivo vachiramba kuti havana kurara naye,vachazoripa havo yave ngozi hanty akafa achiziva amuuraya
They should make any claims before the burial otherwise it would be difficult to prove unless they give a valid reason why they could not do it before burial. But you also need to assess each claim even after the burial because some may be genuine claims.
The chief demonstrated a lot of wisdom in that judgement.Well done sir
The Chief spoke well. He ruled well. No smoke without fire. He said he would not rule out in the absence of conclusive evidence. He spoke of lessons to be learned. Wise ruling.
The best judgement so far from chief makoni
Yaaaa very true
Munhu akafa areura Saka yava ngozi kwachapauka iyi
Mambo vabvunza kuti kana ukapara mhosva unongosvika woti ndinoda weti yako usina kana chekuripa here
Chief Makoni you judge with wisdom.long live Chief 🎉
Chief Makoni I thank you Munogona kutonga
Best Judgement
Well done chief you are a chief with wisdom
Ivo vakadzi ava ngavaite hunhu veduwe sei vasingagoni kutaura kuti handidi ndinemrume or kungoti ndokutaurirai Kunemrume wangu vanotadza kuramba sei haaa vakadzi varimudzimba umu pls ndapota itai hunhu
Apa mukadzi uyu ndakadzidza naye mufunge 😢
Nhai zvakoo vakadzi sei vasingarambi shuwa 😭😭😭
Sungai mukadzi uyo asinga goni kuramba murume asiri wake
Mkadzi wemunhu haanyengwe
This Chief presides with wisdom, Chief Seke must listen to this kind of judgements
Mambo munhu uyu ano gona kunge anga a kurasa njere
Kufira mahara ngaafe , anga asina mukadzi vake here , chihure chinoitwa nemunhu asina murume vakakaura wena ndiri wemaGurure well done Mambo Makoni
Mai ava varikuramba havo asi vaidanana kana mkadzi wemufi akatombozvihwa
He is the best chief in Zimbabwe, chief Makoni from Rusape... Anotaura zvinyadzi chete but chero majudge anotaurawo zvinyadzi.
Padare panotaurwa zvinyadzi
Dambudziko apa, mufi akadai akaenda ega kuno kumbira ruregerero nenyaya yake nemaziviro ake. Moses ndiye anoziva, asi dai akataura nyaya chaiyo not kukumbira weti, nokuti kana mukadzi akaiswa central locking ino sunungurwa nemunhu akaisa central locking. Mukadzi wacho ari kuramba kuti haana kudanana naMozi. Weti inozopihwa kana dai Mozi akataura nemurume waanoti akarara nemukadzi wake. Asi paita dambudziko rekurwara negumbo, chava chimwe chirwere. Bambo mukadzi wenyu ari kuramba asi kana chiri chokwadi ngozi ndiyo yatichaona
True ngozi iripo mukadzi akaurayisa munhu chokwadi achiziva
Hanzi vakadzingwa kwavaigara nekuda kwenyaya idzodzo vapedza vanhu nazvo izvi. Mukadzi uyo kuramba mahara uyo. Vanozivana nemurume vake. Wy sabhuku uyu achingotambira chero vanhu, ngaaende kwavakabva anonzwe chavakadzingirwako... Kuda kupfuma nekuuraya vanhu. Dai akavamukira
Mufi aidai akaendeswa kuchipatara. Kufa kwake hakunei neregerero or kuhura kwake. Inyambo dzinoudzwa vana kuti vatye kuhura. Level yekuhura iri muZimbabwe mazuvano kana paive nomunhu anokwanisa kuuraya mahure pasina kusungwa, dai kusisina munhu asara.
@TapiwaMhlanga haasi vekutanga kuurayiswa nemkadzi uyu kwaakabva varume vakapera uko kusvika zvaziikanwa ndokudzingwa zvino kwavakatamira vatanga futi vachazopepuka varume vaperazve
Vanhu ngavavhare mazip mubairo wechivi rufu gutsikanai nevakadzi wenyu nyika yashata iyi@@cathykareya6645
Hokoyo nengozi mukadzi nemurume makauraya
Ungabvume.Musha unoparara saka mai varikuramba zvavo.Mabishu anokuendesa kwa Mupfiganebwe!
Hama dzemufi pls 🙏🙏🙏🙏🙏endai munomutsa mufii arwise vanhu ava
Mkadzi uyo angarambe zvake asi akahura i hope murume akafa uyu haazorori amudzokere coz makaita muchiwirirana. Ko wakatadza nei kusunungura mumwe wako imi mainakirana
Nhimbe TV, get some lessons on how to operate your equipment especially pa sound apa. Sound is very distorted.
For once magona kutonga changamire. Well done!
Akagonekwa Moses kuda kungobisa zip pesepese tsvatu. Siyanai nevakadzi vevanhu.
Kukumbira weti? Inga zvakawoma🫣. Unusual request
Ehe zvinoita kana munhu akaiswa runyoka vamwe vanoroyonira nekunwa weti yemkadzi wakarara naye
Pa judgment magonesa👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻mambo
Bt vanoripisa sei mukadzi achiti haana kurara nemurume akafa
Mambo Makoni matadza kutonga apa since munhu akakumbira ruregerero vaifanira kutaurirana kuti munhu asafe aifanira kuripa hake
True apa mukadzi wacho ari kuramba hapana kujekeswa apa
Kufa kwemunhu hakunei nekuhura kwake. There is no possible connection. Munhu akahura. Then munhu akafa. Its not even like munhu akadhakwa ndokutsikwa nengoro. No akangohurawo hake at one time then ndokuzofawo another time.
All this is just good for exposing the chihure but the two are separate issues with nothing in common. Even the chief is baffled.
@@walternyika4555 zvatove zvekuudzana kupenga nhai
@@CiciliavTazvivinga Regai tiudzane kupenga. Ma Psychiatrist vanoramba vane basa ravo even pakutaura nyaya seidzi. Musavadzivisa.
Haaa mambo sando dzenyu apa matonga sababa chaivo.Muri chibaba Mr IBU
Well done chief makagona kutonga apa
Mkadzi aramba mhosva yekurarwa, munhu aive nehumbowo akafa. Hapana anofanira kuripiswa. Vakaita hutsinye baba nemkadzi wavo pakuramba neweti kusvika munhu afa.
Nhasi bhangu agonawo, panogona kuita ngozi later. Akafa anoziva akamuuraya.
Iye ainyengerei mukadzi wemunhu ngaafe
The late bragged that he was having sex with married women not only that cant.
Mushakabvu ndiye akatanga zveutsinye paakarara nemkadzi wemunhu...
He also knows why he died. Ukarumwa nechekuchera haumuki.
Mukadzi wa Chaparuka ngaaripewo umwewo mukadzi wawauraisira murume wake
Well done chief
Mambo ava vane hutsinye ko mufi inga akataura wani saka seiko muchirwira hure iroo asi munoridao here 😭😭😭😭seiko musingaoni chihure chemkadzi uyo munoda humboo hwei futi iye mufi akataura zviripo
Musha waparara
ne Buri iro😂😅😅😅
Best judgement
Blessed mambo magona chaiko
I think it's a fair judgement.
Mambo imi matongero enyu ndekupenga chokwadi vakadzi ava vana vadiki here vasingagone kuramba kuhura 😭😭😭😭
Thank you mambo makagona kutonga
Zviri pa2 munhu akatofa mombe ndedzei akabhadharwa nemutumbi wemunhu dai arimupenyu zvainzwisisika
"Saka ava ndoo mudzimayi wababa ava?". "Ndoo vaneweti yaidiwa?". "...delegation yeweti...", "...dare reweti...". Never reckoned with hearing so much reference to piss in court proceedings. Not in my wildest dreams 😂
That's a fair judgment
Mambo pavenechitunha makoniwa kutonga pachaita hondo yamagadzira apa
Kudos chief Makoni
Well done mambo
Ko mukadzi akasvibisa dunhu hamumuone here aida mumwe murume iye ane wake sei ngaripe
Thank you Chief Makoni
Haaaaa siyai kusunga vakadzibkana achihura anohura simple muchapedzana nezvisina basa
Magona Chimirira
mupaka A GABAZA mumwe futi
Joki 😅😅
Asi shiri inemuririro wayo hairege hayo maiava vachapedza vanhu vachingoramba havo nhema chii chakadaro
Mumaraini imomo zvr kunzi vakatodzingwa kwawaiwe nenyaya iyo
🤣🤣🤣🤣 my brother chief mandisekesa "demo dzi" vese vanorara nevakadzi vevamwe demo dzii. Ha ha ha ha ha
Aaaah Definate Mvere.... Nhaiwe takadzidza tese paChingozi. Chii chakaitika. Apa ndiko kumusha kwangu
Sorry Daphie, eish varume soo
@@nomsanyika151 dear Lord, you quote me wrong dea. Definate ndiye ane murume akafa... Murume vake ndiye akandonyenga Mai vakaiswa rukawo. Muchishona ndiri kuti murume vaDefie ndiye akahura 🙄 Mai vane rukawo avo hawasiwo classmate yangu handitovaziwe. Akafirwa ndiye aiwe classmate yangu
Imi mambo imi itai mushe garden rakadyiwa ramurikutaura munhu mheniii ane pfungwa akabvumireiko kurara nemurume wemridzi iye ane murume wake hureeee mkadzi uyu
Gumbo aitonyepa uyoo varume vanematricks awa aitozivakuti ndahura
Ndirikuona sekuri mkadzi wekukumbirwa weti avo vakarara nemuchakabvu kungoti muridzi wenyaya hapachisisina saka inonetsa
Ehe matonga yenyu izvo but ngozi yatovepo apo
Ngozi inotowepo
Nyakurambane weti muchagurirana kuripa ngozi
Ungaenga err kunongedza mukadzi wemunhu
Yaitoda kitanganyatoudzirwa sabhuku
Zvinokosha .chiga ichocho
Xvisineyi mambo nemakota batai dare
Tomboti iwo baba aeo kuzogadzira rukahwo
Wanee watoona unhu hurikuitwa
Chete mukadzi awekutya kurambwa
Warume im itsika rudzii kiti mukadzi opomba
Hezbo moti ndiripire chikomba
Uuuuummm.
Saka mukadzi akapomba ka 10
Mudanga munge maawene.mombe.ngani
Uuummm musadaro kupusisa warume wakapusa kare
Koo atsvikinyiwa er
Aiwa mukadzi ndiye auraisa chikomba wachapedzerana
Bvunzai mukadxi wacho
Ngozi munonyatsoiziva imi? Tsotsi ndakatovana nharo mumba mangu rola after sometime kumb a kwaro inondivinga here? Gama dzacho dzinouya kunondiripisa chirudzii?
Sei mambo vachipihwa mombe pese pese
Amai varikunyepa ava vakapomba,Moses haangayenge kumunhu wese wese k
😂🤣🤣.....
Well done makoni
Mai chapauka and husband muchatanga henyu kumuona moses mebedroom menyu😅
Hapana ngozi apa.Zvakatovharana.Musanyeperana kana kutambisirana nguva.Ini ukanyenga wangu unotochioña.Vharai mazipi chete.
Saka Ivo Mai avo vacharipa here munhu avakaurayisa vanoripwei Ivo vachiramba kuti havana kurara naye,vachazoripa havo yave ngozi hanty akafa achiziva amuuraya
Ngozi yake haibati kuna amai avo,akarumwa nechekuchera akanopinda pamukadzi wemunhu ange akaiswa fence,saka how do you blame mukadzi uyo kuti akauraya..unopinda muyard memunhu kunoba wobva warumwa nemaGreyhound anochengeta pamba ipapo woda kumukira munhu ngozi,waisaziva kuti zvauri kuita its suicidal
Perfect judgement1 Nyati vanogona kutonga zvavo in general; asi kaudyire kanombowanda zvako kana vari panzara @ times.
Udyire utoripo. Usat at tyms. Vatori nako ana nyati kautsinye
Mjolo mucharega zvenyu.
😂😂😂😂 asi mukadzi uyo haasi we Kutobata kkkkk
Haaa mai avo ihure vakuramba zvavo but vakahura vakaurayisa munhu aaaa
Hazvina ngozi here izvi kuti munhu anoreurura woramba kumusunungura
good judgment 👍
Hazvina kusiyana mambo hanty nyakutorerwa mkadzi hanty akatotema nedemo here kuuraya kwaakaita nhy mambo
I sure baba mai avo vakarara naMoses sure haangambopenga munzvimbo munevakadzi hobho akadini kubata vamwe akananga panamai ivavo chete
Murume iyo nemkadzi wake vakaramba neweti kusvika munhu afa nhasi piwai mombe dzamunoda asi mangwana ingozi kuomesa moto kusvika chikomba chafa
Vanhu kuseri kwechuru nhani chokwadi chibude pachena mambo chiko imi
Kkkk haaa vana marivanoida havo but apa vamgogona kutonga kkk
Varume vose variumu mazidzoro enyu mese xaaa mungafananidza munhu ne garden ??????? yet vakadzi vevanhu ukaona vonyengwa ndiye mkadzi anenge aratidzira kuti huya ndiri hure tsekkiyi mose
Yaaa mazogona chose kuti vasaripirwe coz apa hama yavo yakatofa varikutochema nekuda kwehure risina nyadzi iro
Mukadzi.uyo.ibhishu.ngabhadharewo.mukadzi.womufi.nokuti.murume.nemuladzi.vose.vakatadza
Vanhu vanotyisa nekuda kuripirwa kudya zvemahara nechihure chevakadzi vavo havanyari varume ava dai mufi akavadzokera auraye musha wese sei vasingatye kufa kwakaita munhu nekuda kwemushonga wavo xaaaaa
Mambo magona wakadzi awa newarume awa mudzimba umu wanenge wachizivana wotaurirana kuti enda unoita tiwane pfuma zvino apa dlolo mkadzi ihure mahure tomaziva wanonyebera kunzwisa tsitsi kwedu zvakaitika izvi wakarambirwa kubhadharwa wakadzingwa saka wakadzi ndidzo nzvori hatsigutsikane mudzimba madzo
Kubvisira chi nduwe chakaora mumwe murume
I have the same situation my father passed on and they wanted to claim something after he passed on
They should make any claims before the burial otherwise it would be difficult to prove unless they give a valid reason why they could not do it before burial. But you also need to assess each claim even after the burial because some may be genuine claims.
Vavnhu kana vachambera vanouya kuzoita chii kudare
Mambo musapedzerwe nguva muhaaitaura iye ega munharaunda ivo vasina kuita bonde naye
Muchazvirega zvevakadzi vevanhu izvi. Runyoka urwo unoita mheta makumbo chaiyo nerunyoka rwerudzi urwu. Unoita sewakatsika chitsinga asi kungopiwa weti iyoyo wodonha pamusoro pemba kitchen uchiita zvokukunguruka wosvikorovera pasi wochipuwa wet womwa waripa, apa hama haina kubuda pachena
Mai avo vakarara naye Moses dai angaaripo mai ava vainyadziswa
Mambo Makoni vanogona kunyadzisira bedzi kutonga chaiko havagone. Muridzi wenyaya akafa uyu mukadzi wacho ari kuramba
Musosi akazvitorera huroyi ega kuzvichenura aifanira kusunungura mutadzi just to save life
Nesu wakadzi tichknyanya chihure naiye ngaaripewo zvakare munhu akatofa apa wainakirana nxaaa
Mambo magona tasara kuzoona chauke akuvingwa ne ngozi ya Moses wa murmur kusosa garden nekuda kuzotora mombe dzemahara wakaura
Anogona anga aakurotomuka futi its possible munhu kuhumana nekurwara
Mukadzi aramba kuti haana kurara nemufi so hapana nyaya tongoti airotomoka semunhu airwara
Zvinowanikwa isu takafirwa nababamukuru nenzira iyoyi mukadzi akaramba neweti munhu akatofa chihure muchachirega zvenyu
Best judgement Nyati magona nhasi hamuna kutaura chinyadzi why dai mamboti ndiye aka svi** mukadzi wemunhu
🤣🤣😂😂 ayas...
Noise kuback ground plz improve
Hatina chatingakwanise kuimprover interms of noise yekubackground. PaDare panenge pachiitwa zvakasiyana siyana so hatikwanise kunyararidza vanhu....
Varume dzidzai munofira mahara vakdzi evanhu siyai hamunzwe varume vakugadzirwa nevarume vavo vakadzi chiiiko chihure here zvakaoma
Vane hama yakafa ngavamutse hama yavo ibude mudzimu itare zvakaitika. Kana vasosa musha vako hazvirambidzwe asi ukabata anouya achitaura kuti ndozvandakaita unomusunungura oripa mhosva yake ukaramba akafa unenge watora ngozi saka mufi akamutswa achanorwa ega mukadzi haafe akabvuma pane murume wake kuti ndakahura asi mufi akamutswa acharwa hondo yake ega
Maita mukagovera mashoko aya, tatodzidza.
Mavakuda mutundo imi maitundira mukadzi we munhu 💦
Yatove ngozi mumusha wemurume wekuisa rukawo mukadzi uyo dai akasunungura murume wekuhura nemukadzi wake vozoripisana zvavo mufi achamuka zvake
Vakadzi vachakupedzai makarivara
chief ko murume uyo anopihwa mombe sei ? cz mukadzi wacho arikuramba
Mai ava vatotakurana nemhepo yaMoses
Nysya hachina oroof cz muridzi wenyaya akafa saka vsnhu havachabvumi kuti vaihurana
Mkadzi haachatobvumi.kut aidanana nemufi
Ivo vakadzi vevanhu ava chii nemi chaizvo kuhura uku mauraisa vana vevanhu manje
mai awa vanemhosva vakatya hawo kurambwa nemurume chokwadi chiripo ngozi ichauya chete kumukadzi uyu mufi akabvuma kutadza kwake vakadzi zvibateyi varume havana mhosva mukadzi uyu anehutsinye dayi akabatsira munhu kutiapone ngozi irimunzira
ari kutonzi akadzingirwa nyaya idzodzo kwaakabva. Aisagara ikoko uyu akatouyawo