01 01 2024 ... 1354 CST ... Zvanzi so far here is the top 5, 1 - Bodo, 2 - Handina Godo, 3 - Taunganidza Vanhu, 4 - Mabhanditi, 5 - Farai pamutapera... Not my opinion. Just vanozvigona vekuno.
Guys hana yangu iri kurova. Ndiri kutyira mari yakachengeteswa baba vaJo, apo vese namai Jo vane bhutsu nyowani. Guys ndatoita stress in advance roora day risati rasvika, apo madzitezvara charged sevari kuroodza ‘murungu’.
Patricia respect to you my dear you are so good on what you are doing as for baba Joe hats off to you my brethren
Hazvipere mushe, mai Joe vanotodawo insurance in case baba Joe vaenda nemhepo dzemuHarare
Mai joe na ba joe much love ,, hope mari ichiripo 🤣🤣🤣🤣 ndirikutyira kuti muroora anogona kunge ari one of mhepo yemuharare in mai joe’s voice
it feels so real..you are the best guys👌👌👌👌
Ini ndaimbofunga Kuti partricia nanijoe inotori couple yemasure.kkkkk l love Yu guys kp up the good wrk
i can't wait to c roora day mainini mai Joe pawachaona murooora
Road to 100k💃💃
Ummm this combination is great very very great,love you guys keep the fire burning
"Aaah aewa ko ndewe ku India here?"😂🙌
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
01 01 2024 ... 1354 CST ... Zvanzi so far here is the top 5, 1 - Bodo, 2 - Handina Godo, 3 - Taunganidza Vanhu, 4 - Mabhanditi, 5 - Farai pamutapera... Not my opinion. Just vanozvigona vekuno.
Mai Joe and baba Joe you are the best keep it up guys
Haaaa ndamirira zuva chete🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
felt like im listening to Paraffin's drama. this is excellent
I love Patricia chimhandara chedu she is very beautiful lovely wife
Guys hana yangu iri kurova. Ndiri kutyira mari yakachengeteswa baba vaJo, apo vese namai Jo vane bhutsu nyowani. Guys ndatoita stress in advance roora day risati rasvika, apo madzitezvara charged sevari kuroodza ‘murungu’.
chokwadi ichocho.dont trust these two
You're so natural big up to you ....!!!
but kana tazogara Patricia and Nigel are super talented.. Raw talent at its best
Baba na mai Joe much love guys ❤
Kkkkkkkkk baba Joe munotakurwa nemhepo kkkkkk
.mai Joe and baba Joe hoyoo
Can't wait for the day...kkkkk, but then unwanted guest in the house 1:38-40seconds Nijo wamuona here...kkkk
Mai Joe 😂😂😂 hanzi moti ndakafanana nemi hre munotakurwa nemhepo
Harusi rudo ipunishment 😂😂😂😂
Pat u r tailor made 4 Ba Joe...💯💯✔️
Hanzi rumwe rwacho harusi rudo I punishment….Nijo usadaro soo
Question of the Year MURUNGU HERE?
😂😂😂😂😂😂
Hope muroora hasi wekudya mari ya ba Joe
Ndiye kkkk imiwe am not sure of the outcome...I feel ridiculas and tramatousing 😁😁
Inzwa kushamisika kwako Izzie kkkk ndaifunga ndezve mota iyo product yawaingotengesa nguva yese iyi
kkkkkkkk kunyepera kudzungaira
Kkkkk lol ndazviona hangu keep it up zvikumature next month tokuona paScandals chete
Uyu muroora sei asingadi kusangana navamwene
Kkkkkkk haa number 1
More videos please, if you could post everyday tingafara. You have no idea how we look forward to your next video. 😅😅
Always best, well done team
Kuwirikidza here Patricia kkkkkkk
Vakachena wani maiJo😜
For an old man coming from kumusha baba surely knows a lot
Mangwana tichaonerera
Kkk baba Joe ini handiyende nemhepo
Perfect combination
Ko ini ndoenda nemhepo here ini......Nijo anongoenda nhai😂😂😂😂rega ugare uri pa punishment 😂😂😂😂Hanzi ko ndeweku India 🇮🇳 here 😂😂😂
😂😂😂😂😂Nijo vanopeperetswa nemhepo
@@keresinah havadi kupfuurwa😂😂😂😂
I love you guys
Love you guys
Baba Joe namai Joe ndokudisisai🥰🥰🥰
Baba joe batai handbag makanyarara
Always on point keep going
kkk hanz siyai nditoramba ndakabata jeso kkkkk
😅😅😂🙌🏾🙌🏾its not love .., i punishment 🙌🏾🙌🏾😅
akomana zuva racho ngarichisvika! tione mundiarungu wedu
First today....😂😂
Always on point
Top 5. Baba Nijo hanzi ndewekuIndia kkkkk
haisi mari yemwana yemarooro here yetetenwa apaaaa
Hand bag here amana 🤣
Baba Joe😂😂😂🙌🏾🙌🏾
Second today😁
Dressing yaPatty inondipedza😂😂
Talent
It is Patricia for me
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Harisi Rudo ipunishment ..kkk
Mmmm pachine mari here nhai
Nijo can't wait kuona makoti tichaonerera
Ma1 kani
Kwakaipa
i can't wait roora day
NO#8 NDIRI KUONA JINJA KKKK
Perfect
Dressing yaPatty bhoo here lol
Tackie re red iro iperfect finish off chaiyo
Haaa team iri paku advertiser rakanyanya
Kkkkkk l don't think kuti marii ichiripo ini
apa mukomana haana Moovah kikikiki yaari kungoudzwa everyday
Ko muIndia hre
Munogona chose
Baba
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
sembwaldo
Kwauyiwa not kwauya nijo wakuitasei