MASKIRI - Muvakidzani ( Official Music Video )
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 21 พ.ย. 2024
- MASKIRI Digital Streaming Platform Links
Spotify: smarturl.it/Ma...
iTunes: smarturl.it/Ma...
TH-cam: smarturl.it/Ma...
CONNECT WITH MASKIRI
▶️Facebook: / maskiri
▶️Twitter: / wemaskiri
▶️instagram: / wemaskiri
CONNECT WITH MASKAL
▶️Facebook: / maskalmusic07
▶️Twitter: / maskaldominic
▶️Snapchat: @maskaldominic
▶️instagram: / maskaldominic
▶️Soundcloud: @maskal
Booking Email: maskirimusicafrica@gmail.com / maskalproductionz@gmail.com
Subscribe Now link: smarturl.it/MaskiriTH-cam
Follow instagram: instagram.com/wemaskiri/
instagram.com/maskaldominic/
Toda video yaEthiopia
Skilaz pane chingoma chamakaita na Mzimba naNartalie chinonzi _tombodaiso_ chinobatika sey ?
Great
Dope
Maskiri king of hip hop is back great chun excellent kana uchibvumrana nen kuti skillaz is the king of hip hop dzvanya like
th-cam.com/video/ATK0jtoioM0/w-d-xo.html
@@rapnation1998 Ingawani Comic Pastor vakati vanobigger Maskiri, ko iniwo ndirichihangu kupikisana navo
Hip Hop neUrban Grooves zvinhu 2 zvakasiyana 🤣
The real king haaa ndaspakwa hanzi muvakidzani wangu ndikarira paradio haatonditerere anotanga kuridza dhuterere 😂
Kunge anotya mwari 😅
This is poetry..Maskiri’s story telling is top notch 🔥🔥
Ndini Lodza wacho ndizivei
Those hu still repeating this let's gather here
Maskiri & MuNETSI ..... best HIPHOP personalities outta AFRICA
The greatest artist in Zim..I salute..
this dude has been in the game for almost 20years and he still delivers
Maaaan I’m happy we get to feel like kids again listening to this kind of music …
th-cam.com/video/ATK0jtoioM0/w-d-xo.html
Hausi kureva fake... kudzoswa madays emazadza dama chaiwo
th-cam.com/video/ZM6DJx2qKCs/w-d-xo.html
Exactly what i am feeling man
Maskiri ha miwitike zvekudaro one munhu akaimba pa gala Ari mu wheel chair hawande ne bass kunge subwoofer anorova ma punch lines chaiwo chaiwo
I believed in you first day vanhu vachiti hauite ini ndichiti maskiri anoita and for sure bvawatanga kutoita and music yako bvayakutoita kunakidza and nhasi vanhu vese vakuziva kuti maskiri anoita and hausi umirira ipapo urikuita kunonzi kubvira...kuita moto unopisa uyibvisa musoro wembudzi...if know and believe that maskiri is a G.O.A.T kuhip hop siya like necomment🔥🔥🔥🔥🔥
muvakidzana akaona musikana arara pamba pangu...achitadza kuona mbavha yaba pamba pakeee
Your talent is woven to your soul, u can't be separated, ndakugara ndakapfeka helmet koz ma barz anodomhedzwa namaskiri at any given time ndikutya kutsemurwa musoro nema bars
We beg you Skilaz,pliz musamire kukanda mafresh...we love you music..we love ma lines ako..we love the way you twist words and phases,,,,, Skilaz to the world
Thanks mudhara for the Rap tanga tanzwa netsunga #the goat is back kunge imwe lock down
th-cam.com/video/ATK0jtoioM0/w-d-xo.html
“Muvakidzani anoona mskana apinda pamba pangu but haana kuona mbavha yapinda paden pake”🔥🔥🔥🔥🔥🔥 fam
Ndayisa like ne this lovely comment, urimbudzi maskiri nechirungu ndiwe Goat, greatest of all time no one anoita zvekuimba muzimbabwe cn Mute your music...
🙏🙏🙏
th-cam.com/video/ATK0jtoioM0/w-d-xo.html
Havativharire panze, tichiri kutonzwa Blue Movie wani
Vasingarwadziwe ku dzokorora this song ngatiunganei pano bcz pabatwa basa apa
Muvakidzani akafara pakanzi MuteMaskiri😭ende vanorwadxiwa vanhu ava. U the goat Tatetugu💣💣💣💣#Skillaz
th-cam.com/video/ATK0jtoioM0/w-d-xo.html
Skillaz chibabest
Shona inonetsa kurova nayo rap but Maskiri made it possible ....tateguru mationesa zvisionekwe
Hanzi azobatana nevatorwa hanzi huyatidzifambire nyaya dzacho 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
🔥🔥🔥🔥 muvakidzani akafara pakanzi mute maskiri 🤗
Isu vaye vaye ma90s .....I feel like a teenager again...pane vamwe vanhu vanonzi akaleza but hamufe makavazive.....love tateguru
Beat rakabatwa zvaro, haupere Skills
Yaah unopedza masports maskiri hauperi ndosaka ndichidada newe ndoitisana nharoo ne team kut muchaona changu chimudharaa chadonhedza ndandii
Maskiri and Roki manga matirasa, urban grooves awakening🔥
Taurus zvako
Maskiri to the world .. zim hip hop ndiwe🔥🔥🔥
th-cam.com/video/ATK0jtoioM0/w-d-xo.html
Skillaz to tha Globe. Chimdara ichi
The best rapper alive maskiri. Ndiani ane nharo nharo ane ndiani? #unmute maskiri music
th-cam.com/video/ATK0jtoioM0/w-d-xo.html
Anogona uyu
ichi chogona ichi
ndakaridzwa paradio havamboterere unovaoona vakunzwa dhuterere😂🔥🔥
Pandachinzwa straight up pause and hit the comment section. I knew ndichawana hama yangu chete 😂😂😂😂
@@lloydjimu4292 😂😂
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
this is so nostalgic just remembered the 2000s era that voice paBlue movie album is a blast.
Muvakidzani akafara panzi mute Maskiri 🔥🔥🔥
Taura hako vanoda kuziva mari dzevanhu
Akaona msikana anopinda pamba pangu, asi haaone mbavha yapinda pake...🎵🎵🎵
Best rapper in zim
Muvakidzani haasi bow
Maskiri, king 👑 crown tokupa zvisina hasha softaz
Any on watching in 2024
Maskiri ndaingonzwa kuti makaipa ndichikura zvino ndakura and for sure muri makuruwaniii.
Holy Ten muvakidzani wemute maskiri😂
Kanorwara kaye
Tateguru ndimi mune chimuti chese💪kotanga imimi
Maan the second verse is fire...🔥🔥🔥🔥 Madd flow. GOAT Maskiri tateguru.
Simba ndiye akatanga sezvo anga ayine nharo....chiiko chaita mudarooooooo ndisiiiimba ndisimbarashe , The skillaz king of of the RAPE. Groove master ♤●
Akaona mskana arara pamba pangu asi haana kuona mbavha yaba pamba pake....king of hip hop
Handina kwandoyenda , ndimi motofenda ... Akadaro maskiri 🙏☀️☀️
th-cam.com/video/ATK0jtoioM0/w-d-xo.html
"Muvakidzani akaona muskana akarara pamba pangu asi haana kuona mbavha yakaba pamba pake "........ from now kusvika Gore ripere hiphop musangano tavharisa
Ndakambonzi ndaba horse pipe ndinoiitisei
Anoiitisei kusina mvura uku 🤣🤣🤣🤣
@@mikerukwava9574 🤣🤣🤣🤣
lmfao
ha ha ha bcz Chi town mvura haibude mutap
Zim Hip Hop yamuka manje he is on fire now hit after hit keep it up King
The best rapper to ever emerge in Zim. #tategurumhondoro
To the double E Zyyy
the HipHop/thigh hop goat..
Zviriko😅. Big tune!!
Form is temporary but Class is permanent...🔥🔥🔥
Kkk hanzi vane brain dzembudzi... #maskiri🔥🔥
Uyuu haaaperi
Skillaz chiMdara.... Hosepipe ndoyiitisei 🤣🤣🤣🤣🤣🔥🔥🔥🔥🔥
muvakidzani akadhakwa this year
Akafara pakanzi mute maskiri😢 our legend
Skillzzzzzzzzzzz...................nyanzviiii..............ndiniSimba wacho usavaudze zvatikunwa
Maskiri never disappoints 🇿🇦🇿🇼 🤝🔥
th-cam.com/video/ATK0jtoioM0/w-d-xo.html
Mudhara Maskiri 🔥🔥🔥, murikupisa, murikurema. MAPISAREMA. THE GOAT OF RAP IN ZIMBABWE
th-cam.com/video/ATK0jtoioM0/w-d-xo.html
Maskiri Wakanyanya wangu 🔥🔥
Hospipe mokamisa dhiziri chibaba🐘🐘🐘
👍vanorwadziwa
Skillaz mbinga yekubhinga🔥🔥#muvakidzani chakanyanya ichi ndachibata nemaoko kunge sanitizer
G.O.A.T kunakidza kupfuura new album ya jah prazy
Ndachinzwa ndichienda kubasa, ndabva ndadzokera paden🔥🔥
Muvakidzani akadhakwa this year..taura hako Maskiri
Bhora mberi King makaipur💥 hamusi kubatika. Ndoziva pamunenge makanyarara munenge muchisota. Keep up the standards
Maskiri akaipaaaaa
Ma punches yesss
"Muvakidzani akaona babie rakarara pamba pangu asi haana kuona mbavha yakaba pamba pake"
Like you never left homie. Ndiwe the Real King of Zim hip hop..
Haaa maskiri is like kanye west wedu wemu Zimu. Wakaypa big up
Mdara kubva kudhara🔥🔥🔥🔥
Maskiri... Ndiyeaneskiri akapedzera vanaKiri... 50bars ✔️✔️✔️. Hadzisi boiz dzema10bars
Vanorwadziwa vanhu ivavo ✔️
Vanorwadziwa 👏
'Tirimudxiyashe' skillaz nyc video Tateguru 100%
Ska mkutonakidzwa neizvi here hama dzangu ichiri music here
MASKIRI liked since i was a little kid 😊
Zim hip-hop still in good hands
th-cam.com/video/ATK0jtoioM0/w-d-xo.html
Uyu haaperi zvekumhanya💥💥💥💯💯💯💫💫💫
Muvakidzani akadaro ndomupa rimwe zi zenya rekuti haaa ma1
you speak the truth mkoma wangu
Approved 🔥
Ndakafaaa kudenga baby Kuno kurikunakidza. Haa comrade maskiri mune mastatemnts zvekut handitodi kumuona padhuze nebaby rangu otherwise rinobaya😁😁😁
You already got the crown Maskiri I don't wanna lie. We should work together sometime. It'd be probably amazing to work with the HipHop King 🔥🔥🔥❣️❣️❣️💯💯💯💯💯
It’s the consistency for me!!!! He is the only rapper andiino teerera every song irimuma bhama ake !!!!
th-cam.com/video/ATK0jtoioM0/w-d-xo.html
Ndomatsvagirwo anoitwa basa here iwayo
muvakidzaniiii akuda kutizvimbisaaah🥰🥰🥰
why do you guys dislike the video if you don't like it just leave it ❤️! go maskiri the legend ❤️❤️
THE GOAT....... THE MOST TALENTED RAPPER OF OUR GENERATION
th-cam.com/video/ATK0jtoioM0/w-d-xo.html
Vane chibharanzi chakawanda vane brain dzembudzi 🔥🔥
Nyangwe vasimbe sei kwauri vatete ihanzvadzi yababa ukunakidza kupfuura album reZimbabwe
Muvakidzani haasi ryt. Skillaz The King of Zim Hip-hop
th-cam.com/video/ATK0jtoioM0/w-d-xo.html
Skilaz makanyanya
Vanogwadziwa zvedi, Tateguru🌠🌠🌠🌠💥❤️
Skilaz still doin wht he knws best
Imstrument ririkundidzosera kuna Madam Mombeshora🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥real rap
Huya tikurove mbama dzekugona....
Big op maskiri💥💥💥💥💥💥💥