Africans we have a big problem , the spirit of entitlement . Kuti hanzi nekuti urimwana wa Mai vangu ndichengete , Haisi mhosva kuzvarwa nehanzvadzi , or mukoma. Let it be out of someone's good heart that they want to help , kwete kutovengera munhu hupenyu hwako . In short don't blame anyone for your failures umwe Neumwe ane hupenyu hwake. Dzidza kutenda zvawapihwa izvozvo and be grateful
this combination must last forever,like if you agree
True
Africans we have a big problem , the spirit of entitlement . Kuti hanzi nekuti urimwana wa Mai vangu ndichengete , Haisi mhosva kuzvarwa nehanzvadzi , or mukoma. Let it be out of someone's good heart that they want to help , kwete kutovengera munhu hupenyu hwako . In short don't blame anyone for your failures umwe Neumwe ane hupenyu hwake. Dzidza kutenda zvawapihwa izvozvo and be grateful
Wabaya Dede nemukamwa💯 because ini Ndanzwa nekushungurudzwa nenyaya iyoyi..
Sometimes haisi nyaya yema failures munhu anenge achito traya zvichiramba
th-cam.com/video/nO6jzzi2gv0/w-d-xo.html
th-cam.com/video/nO6jzzi2gv0/w-d-xo.html
th-cam.com/video/nO6jzzi2gv0/w-d-xo.html
These guys are the best. The advertising strategy is on point.
Pane kamwe soft talk soo kana Comic Pastor i really love it😂😂😂🔥👏🏾👏🏾
Thank You for the Advert guys🙌🏾🙌🏾😂🙏🏾
Kekunyepedzera kupusa 🤣🤣
Nigel the way your face switched panzi nyoka. Bruh you’re a natural 🙏🏾💯
You guyz munondigonera love u guyz
Hanzi naComic pastor kana nyoka dzenyu dzakukumukirai muchada help yeduwo kkk ayas kutaur kwemunh anyimwa mari
Kkk
Nijo you can switch roles seamlessly that's tremendous talent
th-cam.com/video/nO6jzzi2gv0/w-d-xo.html💙
I wish I could subscribe even 10p times Nijo is my favorite
Nijo and comic: main meal
Holy Ten : Dessert
th-cam.com/video/nO6jzzi2gv0/w-d-xo.html
Nizhero ipaa pastor mari ndosaka wakunzi wakaromba
Nigel,, you are so best,,, so so natural
Watching this in August 2024❤
Haaa this is a calling. Best combination keep it up . I really enjoy your episodes 👏👏👏👏
You so great guys.Comic murikumberi
This guy are out of this planet
😂😂😂😂😂 my fellow Zimbabweans got talent zveshuwa
guys we miss mandebvu
He said and i quoted "the root of hunger is ignorance" Nijo is the best 🙏
At least i can give you knowledge🤣🤣🤣🙌🏾🙌🏾
My role model
Team iri🙌🏿.munogonesa
Comedy is safe aslong Nijo, Comic,Gamu and Patricia vachipoo
th-cam.com/video/nO6jzzi2gv0/w-d-xo.html
Kkkkk just seeing you together is something else
Things are tight im not liquid wandiuraya Nijo
🤣🤣🙄when it comes to reality ukutonzi wakaromba kwenyu ikoko🙌🙌
Nijo wakangwara pamuromo ndopaunondikunda
Best team…👌🏾👌🏾
"Hana yangu yangayarova kuti ndepenyu!!"😂😂😂
I'm not liquid kkkkkkk Nijo🔥🔥
Nijo kuseri guys plus mix yake yeEnglish neShona uuuumm top nouch
Kkkkkkkkk aaah mkoma vacho kutaura kwavasina kuswera ...wotiii unopihwa sei mari yacho
Mai Ropa,Nijo,comic elder munondi itira
Kana imi muchiishaya saka ini ndoiwana kupi 🤣🤣🤣
Great work
Keep on working ✌✌
Hanzi Saka vanhu vachirwara mati Rega tivapedzise 😂
Nijo is the G.O.A.T ndatenda zvangu.
Nijo pad rako ranga riri On here🤣🤣🤣🤣
How do these guys keep straight faces while recording this😂😂😂😂😂 I want to see the Behind the Scenes of this
Me too especially the nyoka part 😂😂😂😂
Road to 100k
😂😂😂Munogona henyu ahhh👏
Kkkk bamnini makutora advantage yekuti vanhu vanorwara mobva mada kupedzisa
Ndafunga Harry Maguire panzi unokaona kuchimhanya kakananga mugedhi mangu, ma own goal acho ma1🤣🤣🤣🤣
Munogona guys , keep these works up✔️✔️✔️✔️
Ok so why am I laughing before watching the skit 😅
Chi combination ichi chakaipa
Hanz fifa inonetsa ukaiona vakura ayas mandikwadza😂😂😂
Ndangoona ndakuseka ndega Kkkkkk. This combination iyi ma1. Kkkkkk
Kkk nijo musadaro apa blaz ummm mapombi 😂😂
Gown for me
Guys u are awesome
Excellent but would be nice to get an episode without paid advertising or promotion
Iwe unganzi imboenda kubasa pasina salary zve1 month ukabvuma here??
Iwe unovabhadhara here? Senseless 🙄
Genius
My fav ❤️
Nijo so Zimbabwean solid
These people are so natural😭😭
th-cam.com/video/nO6jzzi2gv0/w-d-xo.html
This is very inspiring nijo
Kkkkkk uyu anonzi Naji uyu.
Holy tikudawozve full song 🎵
Number not on app and not existing on econet network. Ndezveku nyepa izvi
😅😅😅 Nijo Nijo ah unogona shas
Hapana $200🤣🤣🤣Ko $150😅🙌🏾🙌🏾
Varume ava!!!!!
Unogona kunge wakatora usiri mushonga wekuromba kkkk
th-cam.com/video/nO6jzzi2gv0/w-d-xo.html
Things are tight..... I'm not liquid😂😂😂🤣😂 nhai shamwari mastatement unomawanepi
Nijo akadzidza
Kkkk Nijo is a genius
Hanzi chete kuti wakangwara pamuromo unondikurira😂😂
Murisei mese Bayai apa👇👇👇👇song iyi bho zvekuti
th-cam.com/video/1qROaF7DAvk/w-d-xo.html
Atidi😂
@@lisamuz1790 plz lisa 😂😂😂song bho
So natural
Zvinhu zvinongotaurwaka Nijo😂😂😂🙌
th-cam.com/video/nO6jzzi2gv0/w-d-xo.html
That Holy Ten Jingle is 🔥
Takapinda takayenda takanokumirirai
Well Done Wesley.
Jingle 🔥
kkkkkkk hanzi saka wavaku taker advantage kkkkkk
😂😂😂😂😂nyoka ....comic😂😂😂😂💀💀
Hahaha saka uno pedzisa vanhu vakurwara kudhara 🙌🏾 black people 🙌🏾
Imiweee😂😂😂
Nijo wapedza vanhu kkkk
As much as I cannot give you money i can give u knowledge 😂
Kkkkk advantage yekuti vanhu varikurwara
Kungoti wakangwara pamuromo
kungoti wakangwara pamuromo ndopaunomukirira nijo kkkkkkkkkk
Kkkkkkkkkk endai munopuwa mari mukoma
Hooyooooo
Number ra holy Bhoo iroo
😃😃😃combo iyi ma1
Combination iyo ma1 munondigonera guyz
I kno the Puro type of person.
Legends @ tha slick pastor
Nijo wakangwara pamromo..
th-cam.com/video/nO6jzzi2gv0/w-d-xo.html
Kwahi wakangwara pamuromo
Kkkk wakangwara pamuromo ndipo paunondigona kkk
th-cam.com/video/nO6jzzi2gv0/w-d-xo.html
Kkkkk 🔥🔥
Nijooooooo ring irikup
👌✅✅✅✅✅
Pfeeeeeeee
@ Nijo things are tight i'm not liquid
Iam not in state of assist on nijo nijo
Kkkkk hanzi my own blood lol
th-cam.com/video/nO6jzzi2gv0/w-d-xo.html
Kkkkkkkkkk nijo kumberi
Chi holy ten chapedxa masports
😳😳🙈🙊🙊🔥🔥🔥🔥🔥
Imma be telling people sorry lm not liquid