ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Thank you for that song my old song kuti fungidza kare
Continue rest in peace woman of God. Hanzi daira Amen inobhowa satan
MADZIMAI BATSIRIKAI VARUME VANOSHANDURWA NEMUNAMATO
Mazimai batsirikai varume vanochandurwa
Very good teachings
Amen.amai tinotenda neShoko
Hanzi murume musoro wemba saka isu tiri heti inofukidzira kuti arege utsva,,toenda pamusoro,,saka musha mukadzi.
Hanzi fifty fity inokuvadzisa askana, tangai manyatsofunga,kkk
Powerful. Dai vachinzwa kani.
Alleluya God bless you mama I love this
Amen so Powerful teaching,am learning.
My mother, love mama
Amen powerful Mama l love 💕 your teaching
Powerful
Iti amen satani abhoekane I love those words
Mmm that's giving Satan too much attention. Preacher ends up mentioning Satan's name in a sermon way more than Jesu wacho ari kuparidzwa. 😢. Amen iri yega yakangokwana.
Vaudzei amai,,munhu ngaagadzirise hunhu kwete kumarana neanenge anhongwa munzira nerudo ,,iwe usingakuchidziri rudo mumba mako,,,chimbudzi nehembe dziri pawaya,,firts pot of call,, musangoti hee murume wangu ane gerofurendi
Hanzi chinja maitiro, mabatiro,mabikiro, mwachiro,matsviriro,kkk
Akadiiko amai!
Tiripo wakadini hako mwanangu
@@evangelistbishopbettymasha9266 am happy to see you online, God bless you and let him give you Light of his power
Amen!!
EVANGELIST NDOKUMBIRAWO KUMBOKUPAI BASA.KANA ZVAKANAKA, NDIPEIWO EMAIL OR NUMBER DZENYU.
+263 7 72914701
Mai varikuridza 🎹 l salute you,inbox me pa f.b
Glory
Amen
😂
Taurai zvenyu
Hezvuuu
Thank you for that song my old song kuti fungidza kare
Continue rest in peace woman of God.
Hanzi daira Amen inobhowa satan