Chief wanosota zvawo,pataurwa chirungu ,hnzi im taking dwn your judgement ,chief wabva wapindawo muchirungu with a big vocabulary 🤣🤣🤣,you made my day .
Nechinanga fon yenyu iri kuvoice mail ndaida mutsiure baba vemkomana uyo vazive kuti vari kusikira moto muziso by the end of this story vachamamiswa nemwana wavo kuti makandiputsira musha wangu havanganyengeri mwana hunhu hwakadai
@@MafiosHlaluka i think baba was bitter kuti he wasnt allowed to talk much as he wanted. Hence he saw the judgement coming and new kuto yakamira sei. Woona kupi mambo wanted to the under age route i think it was a way to fix baba however musikana throw a joker akati she was 17 when they got married then it throw off mambo becoz havana kana sure of her age. That marriage wont work, support yema parents is very important mumarriage, manje ukauya mumusha, tezvara varipiswa kudare nenyaya dzako uri kutanga marriage uri mu -10 relationship natezvara
I dont support marrying under 18s however the traditional courts sometimes want to play clever to throwing the underage game fix the guy. The crime will burn 2 families, parents of the girl for allowing to be married at underage, the boy and his parents for accepting an underage as muroora. So let educate ma parents to facilitate/accept varoora vari underage.
@ not really kutomusenda or allow it to happen aka her moving kugara neboyfriend/murume mean you allowed it to happen, you are meant to keep your daughter and report the guy. vemukomana is the same, kutomubvuma and take her as muroora, makes you part of the crime. The same just being a gateway driver hausi iwe wa robber but you drive and allowed them to flee
Wen did they comit this offence bcz before last year a girl was allowed to hve sex with a man at the age of 16,it was only changed in 2024.the law does not operate in retrospect.
Mambo vadhuva kutonga isi yavo apa! Pane statutory rape apa. Anyway, kugadzirisa hukama hako; but zvinotinetsa pakuti matare edu achivanhu awa "anombonatsa kushanda nemutemo upi chaizvo". Mamwe madzishe anotora nyaya yeStatutory Rape serious (and beyond their purview) asi vamwe vanodzitonga, as we have here. Saka mutemo wacho unombotyi chaizvo?
@@innocenthapazari8699 matare echivanhu, ane problem one hopana clear rules to follow becoz 1 we follow tradition and culture dzisiri rewriten bit more like behaviour than any writen guidance 2 every chiefdom ine custom dzavo dziri unique hence you find chisi chiri pa different days of the weekk per each chiefdom 3 chief is also indirectly forced to follow culture and tradition yefamily aka some families makes you pay mombe for kuramba mwana wavo, aslong uri iwe mukwasha waramba mwana wavo, unouya nemombe as part of kumuramba. With time these customary courts will be useless
Well done mambo ,kutonhodzwa kwachauruka
Kuzvaaa! Mambo vatsamwa vosvisvina chengezi kkkkkk but baba vanodherera havo ava regai Chief va flexe masimba avo 👏🏾👏🏾👏🏾
@@africatakingstrides8232 kkkkkk
Mambo manyama!!!!! I judge u with contempt of court!!!!!
Chief chiBaba chaicho ,chirungu aiwaa chasvisvinwa zvekuti kana kachibaba kenharo Ako kanoda kupetwa sesaga
English bundle juiced😂😂😂
Chibaba hachina fungwa ichi vakadhakwa mudhara unemoyo vakaoma kutambudza mwana vako chaiko
Baba vane dzengu avo kkkk manje vatonhodzwa kkkk
Baba ava simba ravo riripamuromo sepinjisi 😮😮😮😮😮😮surrender
Chief vanondipedza last time vakasvikirwa muCourt nhasi vasvikirwa neChingezi😂😂😂😂😂😂😂
Mamuchipisira dai mati mombe anodherera
Kamwana komana kapetwa nhasi kunyeperana kumba kwavo kuti tinono vapedzera 😂😂😂😂 shame sorry boy usatambe nevakuru
Kk my favourite chief makope chirungu shona munopedzerana
matonhora wani nhai baba imi😂
😂
Hoyooooo Mambo vosvisvina chingende paya yessss big headed this man he needed to be put in his place 😂😂😂😂
Kutonhodzwa kwaChauruka naMambo
Chief makope
Mwana ngaapedze nyaya dzake ega
Chief wanosota zvawo,pataurwa chirungu ,hnzi im taking dwn your judgement ,chief wabva wapindawo muchirungu with a big vocabulary 🤣🤣🤣,you made my day .
Never undermine traditional leaders, unonyura because they were given those powers by the government.
Hey baba ava vanedzungu na
Afunga kuti ndiye anogona chirungu, manje mambo vazomuratidza kuti ndinochisvisvinawo heavy
Baba ava avana mukanwa na hanzi musikana nemwana wangu😂
Being stubborn can stock you dearly
Tezvara vanenge vauya vakakoriwa kudare
Rosa mine ikutaurwa iyo is it the one in chiweshe
Honestly hw can u bikisa muroora ne empty bucket ana amwene kunze uko if u seed evil u reap wat u sow muri mai rudzii vasingavaki you are a shame
Witches
Kutonhodzwa kwa Tezvara vanopindira nyaya dzevana😂😂😂
The man tezvara is stupid anoda kuonererwa. He's very disrespectful
Kamundevereaka kanedzungukunyikayema shona gadziraimunhu mambo😂😂😂😂
@@afronews7034 kkkkk kana hatimuzive kumandevere hamheno kwaanobva maybe munyasarandi
Uhh ka Baba kemukomana kane hutsinye wena .Muroora achiri mudiki mwanawo mudoko .
Chief vopedzera manje nechirungu😂
@@GudsonRealChampion 😂😂😂vadzika nacho
Mambo vanotonga
Haaa sando dzenyu chief .. haa masvisvina chirungu
Apa the child is coughing bad. Vanhu ngavasungwe ava
Musarega vanhu vachinwa Doro vachiuya kudare baba avo vatori ehasha kumunhu wese
😂😂😂😂😂😂😂
He is drunk plus mbanje zibaba iri
Baba vakatokundwa kungwara nemwana wavo vanofunga kuti kutaurisa ndiko kugona nyaya
Nechinanga fon yenyu iri kuvoice mail ndaida mutsiure baba vemkomana uyo vazive kuti vari kusikira moto muziso by the end of this story vachamamiswa nemwana wavo kuti makandiputsira musha wangu havanganyengeri mwana hunhu hwakadai
@@MafiosHlaluka i think baba was bitter kuti he wasnt allowed to talk much as he wanted. Hence he saw the judgement coming and new kuto yakamira sei. Woona kupi mambo wanted to the under age route i think it was a way to fix baba however musikana throw a joker akati she was 17 when they got married then it throw off mambo becoz havana kana sure of her age. That marriage wont work, support yema parents is very important mumarriage, manje ukauya mumusha, tezvara varipiswa kudare nenyaya dzako uri kutanga marriage uri mu -10 relationship natezvara
Vanofanira kuzvirerutsa baba vemukomana he is full of i know. Mambo angovaratidza kuti ndini mukuru and I have the last say 😂
Umm bba avo vemukomana vari rude zvekut vanenge vatori nehutsinye fut ,zvakashata kudaro vana vevamwe
Baba avo vanodheerera. Ko kungozvininipisa unonzwirwa tsitsi kwete kuda kuita kunga unoziva kupfuura vanhu vese
Chief can sort katsambarafuta.
Uyu muchinda uyu ngaabvunze Ekedhi kuti akaitwa sei naMambo ava Havana ma funnies 😂
Dzamboda kuita dzungu dzazobatwa 😂
Haaaa Mambo vatsamwa 😂😂😂😂 vakachisvisvina chirungu,ndanga ndazviona hangu pavati watiii kti hazvisina kumira mushe
😂
Maita bsa mambo matonga
I dont support marrying under 18s however the traditional courts sometimes want to play clever to throwing the underage game fix the guy. The crime will burn 2 families, parents of the girl for allowing to be married at underage, the boy and his parents for accepting an underage as muroora. So let educate ma parents to facilitate/accept varoora vari underage.
problem ndeyekuti kana pasati pabiswa pfuma mhosva inosarira mukomana kuti azvarisa kana kurara nemwana, inozobata anatezvara kana pabuda pfuma vonzi varoodza mwana. otherwise inenge ichiri rape. saka unonamwa neizvozvo becoz vabereki vemusikana vanogona kutongoramba kuti hatizive mukuwasha toziva chete kuti mwana wedu akamitiswa ari mudiki
@ not really kutomusenda or allow it to happen aka her moving kugara neboyfriend/murume mean you allowed it to happen, you are meant to keep your daughter and report the guy. vemukomana is the same, kutomubvuma and take her as muroora, makes you part of the crime. The same just being a gateway driver hausi iwe wa robber but you drive and allowed them to flee
The parents of the girl must take this case to the police.
Mwanakomana uyo atori pachipenera nevabereki vake honai maziso ake akatotsvuka kuchema. Ari panguva yakaoma
Mhuri yakapusa iyi manje vairasa
Uuuuuu mmmmm baba ava unoshaya pekupinda ne nyadzi
Vazvisungirira baba ava vega😂
Kakaoma musoro katsambarafuta
On appeal the judgement wil be set aside ,payment of lobola is no longer peremptory.
Gud judgement
Baba vemukoma vanofarisa fani vanoonererwa 😂😂😂
Indururani kunyebera kuziva uye kushaya respect naMambo nedare.
Kutonhodzwa kwachauruka
Wen did they comit this offence bcz before last year a girl was allowed to hve sex with a man at the age of 16,it was only changed in 2024.the law does not operate in retrospect.
Saka ari kufinyamira mambo mananda kumeso kuti vavhunduke here ? Zululand kwa Chief Makope here ?
Nyika yedu yakaoma iyi Mambo tarirai hakuna mabsa sakamukwasha anoendesa roora nekuwana kwake Kudanana vanodanana Vana ava asikuti Vabereki vemwana sikana vamanya kureva pfuma mukwasha asati arongeka apa makutovaparadzanisa
Benzi rababa idharanzi kuputsa imba yemwana mufanha vakapusa
OMG mdhara uyu musamudheerere akaenda kuchikoro wena 😂😳
Mambo makope kkkk
Musandereriwe mambo😂😂😂
@@afronews7034 musadheererwe mambo
6 months usina kunoreva mukadzi shuwa? Haaa kuda tsika dzinosiyana hadzo; coz kusungira nekunozivisa zvinhu zvakasiyana. Tezvara avo vakangwara nhema avo.
Anofarisa mudhara uyo
munogona kutonga chief Makope
Afunga kuti anogona chingezi azonyaradzwa
machief ipai mukana vanhu vataure
Vanonzi Chief ani ava ?
@@Trabablas chief Makope
Dziri kunyepa bab ava
Mambo vadhuva kutonga isi yavo apa! Pane statutory rape apa. Anyway, kugadzirisa hukama hako; but zvinotinetsa pakuti matare edu achivanhu awa "anombonatsa kushanda nemutemo upi chaizvo". Mamwe madzishe anotora nyaya yeStatutory Rape serious (and beyond their purview) asi vamwe vanodzitonga, as we have here. Saka mutemo wacho unombotyi chaizvo?
@@innocenthapazari8699 matare echivanhu, ane problem one hopana clear rules to follow becoz 1 we follow tradition and culture dzisiri rewriten bit more like behaviour than any writen guidance 2 every chiefdom ine custom
dzavo dziri unique hence you find chisi chiri pa different days of the weekk per each chiefdom 3 chief is also indirectly forced to follow culture and tradition yefamily aka some families makes you pay mombe for kuramba mwana wavo, aslong uri iwe mukwasha waramba mwana wavo, unouya nemombe as part of kumuramba. With time these customary courts will be useless
Hameno mutemo mutsva urikuda kuisirwa madzimambo kuti uchaita ...kurikunzi madzimambo varikushungurudza vanhu.
Pamberi nemi mambo tezvara avo havana kukwana vapei murango unokodzera avana kukwana
Ava chief ava is not fit to be chief
Could you share your reasoning please.
The father knowing that his Son took a 17 year old should have been humble.