Thank you Mr Zulu madzora ma legends,kunonzi kudzora ndangariro ticha dzidza zvakka wanda kubva kwavari give us more musa gumire ipapa chete don't lose hope
Ndivo vanhu vangadai vari ngura like Bee gees, maxi priest,billy ocean but unfortunately because of Zanu pf and Zanu pf who ruined the country and loot everything for themselves famous legends like these they live destitute life...iwo makororo EZANU PF aine motikari,mapurazi,matutu dzimba etc
Waaaaal this excellent. Kireni ,kunenyati ummnn kudzora ndangariro
I am happy to see you Babamunini the interviewer. Mukoma Kreni Zulu thank you so much mepfungwa dzakanakisa kudai endaimberi nebasa
Great to see Foster the Force. I wont fprget hpw good he was as backing vocalist to Chopper, with his signature smile
Thank you Mr Zulu madzora ma legends,kunonzi kudzora ndangariro ticha dzidza zvakka wanda kubva kwavari give us more musa gumire ipapa chete don't lose hope
Chiramwiwa remains one of the very best sungura songs ever! League raana Mabhauwa, Chitekete, Mogove, ....
Big up Mdara Zulu. Mdara Kunenyati uyo na Marko Sibanda vari pa stage time iyoyo kungoita mistake yekukanda stick ye machisi haaa paibvira, 😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣 haaa vakomana vacho vairikita munhu
Kunenyati still got it....akaipa
Chiramwiwa one of my best songs on my playlist
Mkoma Kireni Zulu tokutendai zvikuru nema legends akaita sana gakamoto ,taitofunga kuti vakafa isu.Thank you so much
Gumano rengwere dzemimhanzi ❤
Foster..The Force.... Mkwebu dzoka kuDendera Kings
Kunenyati ichiri simbi
Well done Mr Kireni zulu Mazai adhimbaaa❤
Wow once a perfomer always fit, mudhara Kunenyati still got the moves, great initiative by the legends
Haa malegends
Mazogara Solo Makore vanobata Rhythm, one of the very best from Zim, ex Marxist Brothers.
Gavi rakatingire kumasvuuriro ❤🎉
Mdara Kunenyati ane nharo uyooo.
Ndivo vanhu vangadai vari ngura like Bee gees, maxi priest,billy ocean but unfortunately because of Zanu pf and Zanu pf who ruined the country and loot everything for themselves famous legends like these they live destitute life...iwo makororo EZANU PF aine motikari,mapurazi,matutu dzimba etc
apo mdhara Knowledge Kunenyati ndiye aitaridza energy
Thanks mkoma Kiren nekunyukura ma legends edu ngavadzoke tichiri kuvada
Kunenyati anenge ainetsa zvemashuwa
Kunenyati waramba kupera mubhara kkkkkk aaa
Seisei
Tinokutendai mukoma Zulu
Kunenyati anogona but ngambosiya zvekuromba mushonga anoiwanza kuda hutungamiriri huforomani
You jnew it through his confession..so respect him he did a great decision 👏
akasiya zvose izvo ave kunamata. uye mashoko akadai haasi ekuudza munhu paruzhinji madii kumutsiura panumber dzake or kuenda kumba kwake
Unozviwanepi zvauri kutaura? Is it not that ndiye akatopa testimony?
this languange of addressing these elders as mukoma so and so how far... zviri kumagitare or kusaiza profession
Thanks Mr kireni you did a good work.
Many thanks to Mr Kireni Zulu and Real Nass for making this a successful reunion......
Kunenyati aramba kusakara
ummm sound yanga isiri kubuda zvakanaka
Presenter wacho akaneta neta panoda the likes of baba taps kanyemba bonzo or taita kuda zviite punch
Ndozvandaonawo ipapo...anobhowa
Kkk ndozviripo
Ndanzwa kufara nekuona malegends aya neni ndiri muridzi wemagitare asi parizvino ndiri miZambia zvinofadza
Mazai adhimba for me
Great one Mr Kireni Zulu
Seiko tisingawirirane mumabasa edu??? 🎶
Thank yu guys mandifungisa kure kure yu ar welcome
Something will come up chete pama legends ayo mirai muone.
Tank you mukoma Kireni Zulu nekurangarira washarukwa avo thank you soo much
❤
Thank mr zulu. Taivatsvaga vanhu ivava. I am one the fun weold skool songs . Thank you zvenyu mukoma kireni.
Hoyo ❤much love to you mudhara kireni zulu
Thanks nekudzosa vadhara ava
Icho chinonzi Kunenyathi chinoda hukuru too much. Ndicho chakaroya Marko Sibanda
Akaromba zvisingaite iye havanze anototaura
Music yamuka