Kufona ku domestic issues kunoda zvivindi + kuzvitemba ...unogona kutofona uchiti une problem, wobatwa kuti ndiwe problem 😂😂😂, wotukirwa problem yako, airtime yako yopera nehu problem hwako 😂😂😂😂. 3/4 of the pipo who called, were major causes of the problems in their marriages. 😂😂😂
Haaa doctor choga n tete u rock my world hapana chokwadi chamusingakwanise kutaura shuwa munhu angatoty every lady he meets he doesn't protect how come uchimbonyanyofirei
That bathing couple the husband is full of criticisms and expectations but he is a bad husband himself. You just focused on she shd bath she shd bath didn’t you hear her saying she will be tired? She has to work with child in tow and arrange the home. What is the husband’s job at that house? They live in a 1 bedroom and he doesn’t buy her what she needs. So what gives him the right to tell her to bath? Why can’t he help her so she is not too tired to bath? Instead of complaining about the mess room why can’t he help her by organizing the room not calling to report a tired woman shd be doing even more. What does he do himself, you shd have asked him that. Does he fetch water for her to bath? Does he help with the child so she is not tired? If I were that woman I would dump that guy so I have less to do. I can sleep in peace without demands and criticisms after work from a useless person. I am not seeing the point of having him around because he criticizes, and lets her live in a tiny place and has her working all day with baby and doesn’t buy her what she needs. She can do those things on her own minus criticisms
Chirongwa tinochifarira tete asi tokumbira kuti volume iti kwirei kunyanya kune vari kufona yakanyanya kudzika mazuva ano havasi kunzwika. Handizivi kuti why yakadzika asi dai zvaibvira magadzirisa
Varume vanotoda serious dzidziso tete Tilda, most of them they are wild, mataura chokwadi Dr Choga vamwe don't even know the definition of the the word love. How can someone love so many women. Ngaafumurwe tete why protecting a bhishu
In such shows opinions may help but I suppose a more discursive approach would make shows richer.We are all entitled to our opinions without bragging as to the importance of our ideas as being superior.Sometimes respect is important in dealing with issues.Munhu ukatarisirwa pasi kana kusvorwa kana kuterera kwacho hakuzobuda!
Dr Choga please don't be braggy or boastful.There are many other people who are more experienced and knowledgeable about life issues.I find you a bit judgemental at times.Your lives are not 100% perfect.PLEASE!!!
Vese varume nevasikana vanorairwa mu Zimbabwe.Musanyepera vanhu nekuti zvaunofunga kana kuziva ndicho chokwadi.Sometimes you talk as if you know everything and noone else.Stereotyping and generalisation of people is a negative and not a positive.Opinion is not to be mistaken for fact!!!Some of your advice is still useful!
Tete vamwe we are addicted to your shows and we can’t afford to miss any show but mazuvano Muri kutikwadza paVOLUME please tete
Volume disappoint shuwa
Kufona ku domestic issues kunoda zvivindi + kuzvitemba ...unogona kutofona uchiti une problem, wobatwa kuti ndiwe problem 😂😂😂, wotukirwa problem yako, airtime yako yopera nehu problem hwako 😂😂😂😂. 3/4 of the pipo who called, were major causes of the problems in their marriages. 😂😂😂
Dr Choga hamurovi imbwa makaviga mupinyu muri kuraira chaizvo chaizvo thank you 👏🏿
Senzeni Naiza Boom usadaro.Hunhu hwakasunama kudaro
Senzeni siya murume wemunhu.Nyarawo iwe.
Senzeni, ndakunyarira😮😮😮
First caller vanotya friend yavo iyo irikuchonya muzimai wavo
Taurai zvenyu nhaimi
Soon social media team runenge rakumhanya nenyaya ya senzeni
😂😂zvatove kutiktok
Senzeni wavharisa first part yechirongwa
Ndakatoiona kare kuFacebook
My favorite programme but volume kuma callers uko haa tete tigadzirisireiwo please
Senzeni Naiza Boom haudaro kuita chihure chakadai
Thank-you Tete and Doc God bless you. You're doing great
Senzeni senzeni senzeni wafumuka shem
Anyadzisa
Senzeni we Naiza Boom 😂😂😂😂😂 kupinda na Past 5 nemurume wemhunu 😂😂😂
Kkk kusen sen
Nhai senzeni we naiza boom😂
Ha first caller tipe ma serious urimurume pakai nhai ungabva watya shamwari kudaro
Senzeni ko chihure nemurume wemunhu chii newe
Naiza boom wat nonsense is this
Senzeni the big bishu
Haaa doctor choga n tete u rock my world hapana chokwadi chamusingakwanise kutaura shuwa munhu angatoty every lady he meets he doesn't protect how come uchimbonyanyofirei
Unenge uchazadzwa chirwere nebenzi iri aiwa kana ukumbonyanyonyengerereiko
Senzeni ... i see you practice what you preach 😆😁
Senzeni Naiza Boom😂😂😂
Senzeni ne uyu weku Weta trophy chaiyo Aiwa and wekuweta anonyarara kuita munhu chaiye iye achiziva nyaya dzake
Uyu akavharisa Senzeni ndinoda kumutengera mbudzi yehushingi. Uyo muzodziwa arikungozodza nekuroora igamba huru. Nhasi Sekuru Bhachisi vanga vari pahasha nehuturu weTokyo😅
Tete naSekuru we pray for healthy long life for you both. Haa chakafukidza dzimba matenga sure.
0p0p😊
Taura hako
Senzeni atora chimuti nhasi😂😂😂
Anyadzisa kuita chipfambi, maximum
@@ConniekholiyMpansi mambara of the month comic pastor vanofana kumupa award
@@lucymashinge 🤣🤣🤣🤣🤣👍
Baba Turikai munoreva nhema imi mabatwa naSenzeni imi.Senzenika usadaro iwe.......
Senzeni weku Naiza Boom futseki 😢😮
Kkk
Naiza Boom udzai senzeni asakwirirwa mudzimba dzevanhu nevarume vevana
That bathing couple the husband is full of criticisms and expectations but he is a bad husband himself. You just focused on she shd bath she shd bath didn’t you hear her saying she will be tired? She has to work with child in tow and arrange the home. What is the husband’s job at that house? They live in a 1 bedroom and he doesn’t buy her what she needs. So what gives him the right to tell her to bath? Why can’t he help her so she is not too tired to bath? Instead of complaining about the mess room why can’t he help her by organizing the room not calling to report a tired woman shd be doing even more. What does he do himself, you shd have asked him that. Does he fetch water for her to bath? Does he help with the child so she is not tired? If I were that woman I would dump that guy so I have less to do. I can sleep in peace without demands and criticisms after work from a useless person. I am not seeing the point of having him around because he criticizes, and lets her live in a tiny place and has her working all day with baby and doesn’t buy her what she needs. She can do those things on her own minus criticisms
Dr choga vanondiitira vanotaura zvinovaka
Big up to us tinoona kufb touya kuzoona futi kuyou tube😂
Kkkkkk pane zvinozochinja here 😂
@@gretamadake2702 kkkk hapana
Ndafarira kastatement kamataura kekuti varume varikushaya anova dzidzisa ndochokwadi
Tete Tilder: kana zvichinetsa bamdiki tengai mapampers
Dr Choga: Iri hanzvadzi yangu ndaimudaidza kumba
😂😂😂😂
😅baba veweti vanomboburuka vodya bota pasi panorara mudzimai , vodzokera pamubhedha wavo pakatota, dzimba idzi😂😂
😂😂😂
Nhasi doctor choga mapinda busy negender yenyu😂😂😂😂
Senzeni wanyadzisa
Senzen senzen
Chokwadi shuwa unotandara nemunhu ainyengana nemkadzi wako ko kungomidzinga shuwa munhu anonyenga mukadzi wako usapenge iwe dont be chicken hearted
Varuma vanoda rudzidziso rwakasimba cz haaa vakatorasika big time unonzwa vachiti murume anoita vakadzi vaanoda zvakambonyorwa papi izvozvo ndokusaka vakadzi vazhinji vari broken becouse of kuhurirwa feeling haunonzwa iwe semurume paunohurirwa ndizvo zvinongonzwawo mukadzi wako stop it varume imi
Chinonetsa ndechekuti kamoyo kekuda vakadzi vakawanda wanda aka kakawanda kuvanhu rume kubva kare kare, ndofunga ndosaka vanhu kadzi vakawanda kudarika varume munyika. Kupera kweruchiva kwevarume chaiko hakupere.
@@rashedngadze8853 kuzviutisa chaiko mubairo wekuita vakadzi hobho kumagumo unorwadza kusatya mwari ndiko kunokonzeresa and zvekuti vakadzi vakawanda hazviko ka statement kechi bishu bishu kkkkkk mwari vakati mukadzi mumwe pamurume so vanotoziva kuti tirikukwanirana hanti kkkkk
Chirongwa tinochifarira tete asi tokumbira kuti volume iti kwirei kunyanya kune vari kufona yakanyanya kudzika mazuva ano havasi kunzwika. Handizivi kuti why yakadzika asi dai zvaibvira magadzirisa
Tete naDoc thankue mateachers edu ❤
The volume is very low auntie
Haaa zviri mudzimba so ka baba veweti avo ndoma1 chaiyo. Nemanhuwiro eweti so ka edoro futi 😢
Nyaya yasenzeni iri kuFacebook
Senzeni weNaizaa Boom usadaro ufunge. Uri munhu wekuziva wani
Zenzeni wanyadzisa ini handichawone ma drama ako HUREEE!
Varume vanotoda serious dzidziso tete Tilda, most of them they are wild, mataura chokwadi Dr Choga vamwe don't even know the definition of the the word love. How can someone love so many women. Ngaafumurwe tete why protecting a bhishu
😂
Solution ndeyekutoti ngaaroore vakadzi vanoda chipare zviite
You have a problem with your thinking guys.All gender has to behave.Stop blaming one camp.We are all responsible for our actions!!
Vakadzi nevarume these tiri mahure!
Ma adverts veduwee akunyanya
Mrume wekuweta uyu anoda kusungwa chinhu netambo
First caller I think shamwari yavo ndiboss kubasa var kutyira basa shem
In such shows opinions may help but I suppose a more discursive approach would make shows richer.We are all entitled to our opinions without bragging as to the importance of our ideas as being superior.Sometimes respect is important in dealing with issues.Munhu ukatarisirwa pasi kana kusvorwa kana kuterera kwacho hakuzobuda!
Senzeni siyana nemurume wemunhu iwe haunyare here shuwa
Zvariribasa nhai its true nowadays hapana anoraira shuwa vanhu we just rush into wanano without full facts bonde Hanziyo marriage chete theres a lot
Doc Doc mashuma, God bless you 😢😢😅😅😅😂,mabhachi mabata pa show iyi ,kkkk,pawiwi kkkk😅😅
Tete Tilder: Nhai bamdiki saka pabonde zviri kufamba sei
Bamdiki: Ndambodzika hangu pasi ipapo
Dr Choga: Wanga waita nzara ka
😂😂😂😂😂😂😂😂
Senzeni Senzeni Senzeni 😅😅😅😂😂😂
First caller pamwe naugty friend uyo ndiye akavapindza basa. Varikutya kuti vakamubvunza vanozopererwa nebasa
Hi Tete Tilda na Doctor Choga
Tete vari kutowedzera peturu pa moto 😂😂😂 🙌🏾
Ava mukoma vanoita zvokukumba vakadzi vachafa somukoma wangu ngavavhunze ini
Senzeni gumira kuma drama xar nyara
Senzeni unozviitirei nhai
Great show as always
Hi Tete Tilda na Dr. Chonga how you're u zvenyu🎉
Senzeni wekuactor usadaro rorwa Uchida zvebonde kwete kuriwana mudzimba dzevqnhu
Dr Choga please don't be braggy or boastful.There are many other people who are more experienced and knowledgeable about life issues.I find you a bit judgemental at times.Your lives are not 100% perfect.PLEASE!!!
snezen we naiza boom ngaasadaro
Sensei stop this takutozovenga kuona Naiza.Wakusvipisa Naiza wanzwa.
Amen.ngavamudzinge
😂Senzeni senzeni senzeni naiza boom
Veweti avo ummm zvinotobhowa panewandoziva anodaro and team rakadaro harisiye Doro racho
Senzeni Naizaboom kkkkkl pakaipa
Vese varume nevasikana vanorairwa mu Zimbabwe.Musanyepera vanhu nekuti zvaunofunga kana kuziva ndicho chokwadi.Sometimes you talk as if you know everything and noone else.Stereotyping and generalisation of people is a negative and not a positive.Opinion is not to be mistaken for fact!!!Some of your advice is still useful!
senzeni manyama😂😂😂
Gegegege senzeni haaa futika
Senzeeeeeeeeeeerrni takuziva😮
Senzeni siya murume wemunhu usarwadzise mumwe one day ucharwadziswawo
Aaaah uyumurume arikutokaurisamwana wemumwe munhu kana senzeni muchiti asiyemurune wemu nhu murikureva here Kuti dambudziko ririkuitiwa nemurume uyoo ririkubva kumukadziwake iye wamurikuti senzeni siya murume wemunhu
Senzeni urimbwa
Uribenzi re mwana mashoko makukutu doc.ndatenda hangu
Senzeni akunyeper kuit Skt 😂😂😂😂😂kuda kutipusis mahure akawand weduw😂😂
Aaaah ende futi senzeni unonyadzisa nekusvika kwako ikoko unoshaya here munhu ari single
Aaaah futhi surrend abanye obaba ngo satan ungachamela ngubo srs yooh mama unesibindi shame
Hanzi Murichisvodeso😂😂😂😂😂
Senzeni Ndanyara, have removed my like on Naiza boom , neku4 season , chihure chinosemesa
Maiweeee ndaona umwe akwana pama comic awards
Kkkkllllllkkkkklkl zvanzi uribenzi kkkkk Doc ka
Aripi murume uyu ndikutsvagawo mwana ndatove ne8yrs in marriage no mwana ,pamwe ndikàzama anondipawo mimba
Try dog style always
Shame, urikuda weweti here uyu.
Tichabata Dr Choga bhatshi manje. Vaseka
Bmdk pamwe maidawo wife yeshamwari yenyu cy musina simba rekumubvunza zvaari kuita
Uyu mkadzi wekutorerwa mrume nemusikana waanoti shamwari yemuraini ngaakwane pane paati ndaitomupa hembe dzangu waimupa uchiti urikupa ani pamwe mrume wako akaona akapfeka dress rako akatoona kuti saka muri munhu one siyai kuzviita vanhu vanetsitsi nezvisina basa otherwise newe unoita zvinoitwa nemusikana uyu zvezvikomba zvake wakazviziva sei waiudzirwei number yezvikomba zvehure iwe uri mkadzi wemunhu pamwe waitocover for this girl kana mave mudzimba siyanai nevasina dzimba otherwise muchacgema hapana asingadi kupinda mumba
Senzeni usadaro😢😢
@naiza boom
Mainini vekunamata avo type yenyu tirikuiziva manje yazoita yenyu😂😂😂😂😂😂
Varume hamuvazivi imi nhema dzacho dzekamwana kadiki 😅aaaa vanhu ava ndavatadza ini. Anotokuita benzi haaa fools mhani.
Kkkkkkkkkk haa ndave bhoo neve wetii avo baba vasinganyari
Bava vekuitira weti mumagumbeze zvinofamba vakaita Mapuna puna satani.😂😂😂😂
Senzeni ijoki guru ,rofamba richizora vanhu
But zvakashata .ummm akanganisa naiza boom mafollowers akuuita mashoma pliz naiza boom wonai zvekuita naSENZENI
Senzeni kkkkkkk😂
Naiza boom,Senzeni Senzeni Senzeni how many times did i call you..
Tete you will kill me nekuseka.
Hevoi Tete