3rd Generation Tirikoti Kids and Grandkids (Mbira future is safe), Mahororo / Nhemamusasa
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 7 ก.พ. 2025
- For further information, lessons or purchasing above mbiras, please contact the maker, teacher and inventor of the Mbira Orchestra, Garikayi Tirikoti at tirikotimbiras@yahoo.com or +263 733 295 529 or +263 773 273 826.
Please consider supporting the development, documentation and dissemination of these Public Mbira Lessons and other Content
PayPal Account: www.paypal.com...
Contact: pchigwedere@yahoo.com
Kabhulazo kehosho kaka shata nemo Nemo. You're doing well, future of tomorrow
Kakaipa kamupfanha kacho. Totenda!!!
catch them young let our culture grow and never end the future is in safe hands even the ancestors are grateful 🙏
Thanks much!!!
Pamberi nechivanhu chedu always zvinofadza izvi❤
Totenda zvikuru
ah mfana uyo anoridza ngma kudai kkkkkk wanga waidzidza nguvai mwanangu kana chisiri chipo
Anogonesa ngoma!!!
Ngoma iyooooo pfana iweeeeeeee🔥🔥🔥🔥🔥
Pakaipa!
Sango rinogara mhungu
@@Gonawapotera1 Rinotendwa Changamire
Zvinofadza kuona kuti chivanhu chedu hachina kuparara😅
Mupfana wengoma akaoma. This group is awesome
Thanks baba! Ane chipo mupfana uyo.
Mfanha wengoma sound iyo hauna zera nayo...haa wandiremera💥💥♥️😄
Pakaipa
Lol
kkk
Shuwa.. indeed. It is safe. Love from Thohoyandou.
Thanks a bunch!
That little hosho player!! Amazing.
Indeed. Many thanks!
Tateguru varipahosho apo
Kkk indeed!!!
😂that kid is way ahead of his time haha!
@@ardeneruhode4567 And way ahead of many of us!
Respect to my young brothers❤❤❤❤more love mbira music to the world
Many many thanks!!!
Woooow 👌💃💃💃💃💃
@@RutendoChimuti Tinotenda!!!
Rinotendwa. Dada werudzi rwako!!!!! Truly Mbira Future is SAFE!!!!!!
Nesuwo tinotenda Sinyoro!
100‰ safe thanks to these Parents
Many thanks!!!
Respect to the culture 🎉❤❤
Much respect!
Ululululuuu nhasi mamutsa zvanga zvirere pandiri 💃🏾💃🏾💃🏾💃🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾 ndatapirirwa. Yuwikani ngoma iyo. Ululululuuu hekani ipapo. Makoni Shonga svikayi zvenyu 💃🏾💃🏾💃🏾💃🏾ululululuuu
Kkk… totenda Nyati
Lovely energetic rendition. Thankful for the traditional influence. 🙏
Many thanks too!!!
Mbira to the world. Our Mbira future is in safe hands
Indeed. Thank you!!!
Mufanha wehosho uyo ma1
Pakaipa!
wow - Mwari vakomborere vana ava - vanozogona
Totenda zvikuru!
@@ZimbabweMbira 👏👏👏
Welcome
Vafanha ava vazukuru vaGarikayi Tirikoti here...magwenyambira ekurevesa aye.
Yes, vana nevazukuru!
Grand Paaa and Grand Maaa's grand kids heee heee 👌
Thanks much!
Ummm munogonesa rambai. Makadaroo we are proud of you guys ❤🎉🎉🎉🎉🎉
Many thanks hey!
manja manja, haa totenda vapwerewe nhy... ndiroooo, ndanyanya kufarira hosho iyo( kunge mu salad wa Vee Mhofu).... aiwa ndoti kurai muri mugwara muchazarurirwa zvikurusa ndizvo nhy
Totenda baba!!!
Wow
@@sthandaziledube7998 Thanks hey!!!
Haaaaa hosho dzabatwa ❤❤❤❤
Thanks. Pakaipa!!!
Arikuridza Ngoma sando dzake
Sando dzake shuwa!!!
Vafanha vane hosho ne ngoma avo mmmmm kumberi horyt
Kumberisa kkk!!! Thanks.
❤❤❤❤❤ ishasha idzo
Ishasha chaidzo…
Ndipooooo
Thanks!
Kapfana katanga kuridza hosho ako 👏👏👏👏
Kachanetsa kkk
❤❤❤❤❤ ngoma nehosho yeaahhhhh I'm proud to be a Dzimbahwe 🎉🎉🎉🎉🎉 Nhaka yekwaTirikoti
Many thanks!
Ululuuuuuu 💃💃💃💃💃
Thank you much!!!
Hosho ma1
Pakaipa
Ndiko kuti nyika irikudzokera kuvaridzi vayo (Midzimu yedu) rinotedwa
Nesu tinotenda!
Ngoma iyoooo.......
Pakaipa!!!
Hosho ngoma mbira zvese murishasha tinotenda
Nesuwo tinotenda!
hosho dzakabatwa
Kuti dzvii kkk!
Amazing
Thank you!
So sweety
Totenda zvikuru!
Talent…mbuya MaDuve ❤❤❤
Thanks much!
I salute
Thanks brother!
Aaaaaaah Hokoyo ❤❤❤❤❤❤
Pakaipa kkk
Those kids are grooving! Thanks. Nice to see you back on TH-cam.
We’ve just been rewatching your tutorials. Packed with so much content and comfortably understandable. You’re teaching ability is greatly appreciated, especially during the pandemic days.
The kids are indeed great. Thanks for the compliments. Will organize myself and teach one or two songs soon.
Ngoma yakabatwa
Ichokwadi kkk
ITirikoti yekumusha kwangu kwaChihota here iyo❤❤❤
Ndivo chaivo vanaChihota
So wonderful to hear this 😊
Thank you!
Kkkk ndatenda hangu
@@EdingtonMudewairi Nesuwo tinotenda!!!
Ako kasikana kadiki dai kayimba manje kachiti ayiiiiii yiiii yi yi yi yiy yi😂❤
Kana kupihwawo hosho kkk
❤❤❤ mbira
Thank you!!!
Eh eh eh eh hehehehe Makosho ayo🙏🏾🙏🏾👏🏿👏🏿
Kkk… ndopenyu pamakosho apo
❤❤❤❤more love to young wats
Many thanks!!!
Aiwa Chiota vakagadzirira dzinza nhaka apa👏👏👏👏👏
Indeed!
Lovely passing it
Thanks baba!
Vandidadisa vana ava
Thank you baba!!!
Ngoma iyo ndipo
Ndipo chaipo!
Ndana mai vanku ivavo
Manjenjenje ganda ravasikana!
Wow, I miss you guys. So nice to see the children growing up
Many thanks!
When are we having a Mbira Family Festival. Vana havatombozivi Mbira nehosho they are busy netuma violin netuUkelele.
Totally agree we need more family entertainment and educational events!
Incredible guys
Many thanks!!!
Zvinofadza shuwa.
Totenda baba!
Tirikoti orchestra!
Pakaipa!
Ndanzwa kuda kuchirika
@@naumemusekiwa9665 Chirikaika nhai kkk. Thanks!
Pangoma apo🎉🎉
Mupfana wacho akatozviomerawo hake…
@@ZimbabweMbira Aiwa zvaonekwa👏👏🇿🇼🇿🇼🇿🇼keep it up team
Thanks!
Nice one, keep it up guys
Totenda chose!!!
🎉🎉🎉🎉❤❤❤
Tinotenda
These kids are tallent
Indeed. Thank you!!!
What a great groove.
Thanks man!!!
Welldone❤❤❤❤
Thank you thank you!
Good work ❤
Many thanks!
Pakaipa apo .. thanks Mukanya for sharing
Welcome. Thanks Mukanya.
❤❤❤
Many thanks!
❤🔥
Thanks hey!
Blessings 👏
Thanks much!
I have the nhare type and I'm still learning do you do lessons and how can i get in touch
My tutorials on ‘Nhemamusasa’ and ‘Pfumvu paRuzevha’ are on TH-cam. Good luck and thanks!!!
ko mdhara drop your contacts i need your tutorials
All my tutorials are on TH-cam. And will add contacts in video descriptions.
🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤
@@RutendoChimuti Thanks much!!!