Ngozi Ye Mumusha Medu Yak Svikira Pa Mwana Ane 6months Munhu Uyu Aka Urawa Kwa Chiyadzwa Muna 2008.

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 19 ต.ค. 2024
  • Zim Confessions latest
    #zimconfessions #zimsocial

ความคิดเห็น • 80

  • @bluelilly5995
    @bluelilly5995 ปีที่แล้ว +10

    Second confession iyo. Don't just say may God forgive me. Hazvibatsire until you find your ex worker and pay him and ask for forgiveness from him too then God can truly forgive you.

  • @shyleenkaseke1978
    @shyleenkaseke1978 ปีที่แล้ว +6

    Second confession tsvaga munhu umupe Mari yake munhu iyeye akuregerere zvawakamuita then ask for forgiveness to God . Do to others as you expect them to do unto you m brother

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 ปีที่แล้ว +2

    1# Confession Mai imi makaita ruchiva zvikakuwanai.. Dzokerai kumurume n start afresh

  • @lizbertify
    @lizbertify ปีที่แล้ว +8

    Yengozi iyi bamnini mubvunzo wenyu unonetsa kupindura zviri direct kuti yes or no. How can you put such a burden pavanhu vehukama vakange vasipo pamakapara ngozi yenyu. They helped you kuripa nekuti musha wese wagara dare, I think it's only fair makashandira kudzorera nekuti pakarema mayambutswa and vanotorwqdziwawo hama dzenyu idzi kuti makakonzeresa kuti hama dzakawanda dzipere. I think this is such a smaller problem comparing to what you were going through. Dzorerai vanhu vakakubatsirai. Handiziye zvangu chivanhu pakadai asi ndataurawo nekungoshandisawo common sense.

  • @tre642
    @tre642 ปีที่แล้ว +6

    1# online dating is dangerous becareful out there .Dzokera kumurume.
    2# please find that person apologize and pay him . God is watching

  • @gamuchiraiparatema6183
    @gamuchiraiparatema6183 ปีที่แล้ว +6

    First confession Mai imi itai mushe kusagutsika ndiko kuchakuparirai,dai ikava mimba mukaure

  • @lizbertify
    @lizbertify ปีที่แล้ว +2

    Bamnini wema DNA, hakuna imwe office inoitwa ma DNA here mugoenda ikoko? Collect zvamakaudzwa and go to another city. Go to a different city if there's only 1 DNA office where you are.
    Another option is to collect zvamakaudzwa and go to the same office and try again. Maybe the samples you collected were not strong enough.
    Tinoona muma movie vachitora kana bvudzi or spoon yadyirwa nemunhu or cup yanwirwa. Not sure if it's only zvemuma movie chete but try to get strong samples like toothbrush. Kana mate chaiwo or even urine moendesa ku DNA. I don't know muchawana sei zvinhu zvinenge urine but toothbrush is easy to get.

  • @maggie.myfavsongruva4408
    @maggie.myfavsongruva4408 ปีที่แล้ว +4

    Last confession maifunga kuti magona muchiitira mumwe mukadzi hutsinye,anyway mwana chengetai cz ahana chaanoziva bt rambai muchi suffer cz makazvida

  • @lizbertify
    @lizbertify ปีที่แล้ว +2

    Yeku court, bamnini if you know makaita mukutsamwa then try to find this person and compensate him kana mamushaiwa itai mupe hama dzake because you disadvantaged someone zvamunoziva. Zvinorwadza.

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 ปีที่แล้ว +2

    #3Aiwaka bamdiki zvamakutoita kunge makadyiswa.Rambai munhu uyo nevana vacho zvese havasi venyu.Chinorwadza ndechekuti imi ndimi vekuchengeta asi muchirambidzwa kuita hubaba kwavari,kushaina kwakadii ikoko.Ngaende nevana vake kuna baba vavo.

  • @lizbertify
    @lizbertify ปีที่แล้ว

    Last confession, asi varume soo ka. Zvakaoma. So mukadzi wake ndiye ane sarudzo here yekuti ndinoda kuzvara mwana mukomana kana musikana?
    Imiwo amainini maizopindira nyaya yakadai to such an extend of promising murume asiri wenyu mwana here shuwa? Dzimba idzi, zvakaoma.

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 ปีที่แล้ว +2

    Mukoma vekuita Ngozi mumhuri, mukazobatsirana neveukama kuiripa.. Veukama vari kurwadziwa kuti vakabatanidzirwa munyaya yavasina mhosva.. Kuti mubatsirike pa Chivanhu endai pa Slymedia munowana number dza Sekuru Achapola or Sekuru Tasvu munobatsirwa ikoko kuti hama dzizodzora Moyo nekubatana nemi..
    Option 2 Tsvagai Mwari mutendeuke nekunamata itai 7 or 21 days fasting prayer reading.. motora 1 Tablespoon ye Coffee n Sea salt moisa mumvura iri mu bucket then mix it don't use Red or Black bucket.. Read Bible Psalms 51, 32, 38, 79, 102,130 ne 143 in front of the bucket.. Monamatira kusunungurwa ne Protection frm evil.. Mozgeza nemvura iya let it dry alone pasina kupukuta ne towel

  • @lizbertify
    @lizbertify ปีที่แล้ว

    1st confession zviriko here zvekumboisa marriage pa break mozodzoka maona kuti kwamabva zvavharana? Makangosvika kumujolo muka decider kumuitira mwana because atenga grocery rekumba kwasisi vake here. Zvakaoma veduwee. Maybe it's good to tell your husband the situation now zvichiri kupisa. Mukamira until mazoona kuti mune nhumbu you're going back to square 1. Put all your secrets out right now zvibva zvatongwa zvese ka 1.

  • @victoriamarufu3953
    @victoriamarufu3953 ปีที่แล้ว +1

    Happy newyr Mukoma Nash and team

  • @lawrencenyika4812
    @lawrencenyika4812 ปีที่แล้ว +1

    Thanks for smooth presentation bro Nashy 😀! This might not help confessors 1 & last, but sometimes it's better to seek help before the fact. I think itsika yakanaka (where possible) kuuya nenyaya paunenge uchifunga asi before taking a risky decision.

    • @miriammafiyamafiya
      @miriammafiyamafiya ปีที่แล้ว

      Uyyo wengozu murukushamuska seu kutaura u vanhu vaakudya mombe dzavo handiti makapara mega mhosva yenyu makaurairei munhu

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 ปีที่แล้ว

    Ehe vengozi avo zvakaoma kudaro shandai zvishoma izvozvo muchidzorera pfuma yevakakubatsirai kuvhara mhosva yamakapara hombe iyo.Dzorerai nekuti mungazojaira muchipara dzimwe mhosva muchiti munobatsirwa mumhuri,kurozva vamwe pfuma yavakashanda.Fanika sewe ndiwe wakatanga nemusindo,ita wakanyarara uko.Hapana kana cheku complainer apa mhosva huru makavharirwa saka chaipa chii kuti mudzosere hama dzenyu pfuma yavo.

  • @kudzisvosve2296
    @kudzisvosve2296 ปีที่แล้ว +1

    Saka munenge muchinyepera ani nhai maifundisi denga munhu nemunhu anonozvimiririra

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 ปีที่แล้ว

    Vabereki dzidzisai vana kuti vashande it seems goal ye vakadzi vekuZimbabwe kuwana murume ane mari.

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 ปีที่แล้ว

    2nd confession vanhu vemari dzavo mune hutsinye yaa. Asi gara waziva kuti chisingaperi chinoshura and 1 day uchatsvaga murombo iyeye wawaka tambisira nguva. You won't even have a single lawyer to help u, inenge yanangana newe na Mwari chete.

  • @joycenyakwawa7878
    @joycenyakwawa7878 ปีที่แล้ว

    Zvakawoma muneshiwa kumwa mvura yezvitonha nekuda mari.hamunzwe tsitsi nemwana wenyu shuwa ndarwadziwa.

  • @brendaziyenge9182
    @brendaziyenge9182 ปีที่แล้ว +1

    Avo vengozi shandai mudzosere mombe dzehama dzenyu mombe idzodzo vanhu vakadzishandira dzongopararira kungozi yevanhu vane hudyire,ngozi inobata dzinza rese saka kubvisa kwavakaita mombe idzodzo vakanga vasina choice.

  • @irvinmoyo4601
    @irvinmoyo4601 ปีที่แล้ว +2

    Handina tsitsi nemi vanoputsa misha yavo ini ndaive nemkadzi akandisiya nekuda kwemurume waakasangana naye pasocial media

    • @soniamujaji7782
      @soniamujaji7782 ปีที่แล้ว

      Ichokwadi ichocho hapana tsitsi apa

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 ปีที่แล้ว

    #1 chivimba na mweni
    #2 mune hutsinye Mwari ave nemi
    #3 aiwa ropa rarambana vana havasi vako
    #4 ngozi ngairipwe nemupari bhadharai makazinzi

  • @brendaziyenge9182
    @brendaziyenge9182 ปีที่แล้ว +1

    Mai mufundisi vakunyepera kufaster hapana wamuku cheater asi mukuzvi cheater,Mwari vanenge vachiona zvavo

  • @lizbertify
    @lizbertify ปีที่แล้ว +1

    Amai mufundisi makapenga 😆😆
    Most people are rejuvenated in prayer when fasting pachokwadi. Paunodya unonzwa kuneta so I wonder how you manage it.

  • @vamediaproductions08
    @vamediaproductions08 ปีที่แล้ว

    Uyo wemukadzi asingade nevana, please confront her direct, muende nevana Ku DNA, hapasisina chekuviga apa. Nekuti kuramba kwaanoita nevana mmmm there is something up to it. Kana akaramba kuti muende Ku DNA aaa it means urikuitiswa my brother siyanana nemunhu uyu.

  • @babratakundwa6369
    @babratakundwa6369 ปีที่แล้ว

    ini woyeee zvazvakaoma mai ava vanoziya chokwadi asi havachitaure havo

  • @secaiwiliamogimo7859
    @secaiwiliamogimo7859 ปีที่แล้ว

    1# kuda zvinhu uye dzidzai kugutsikana nezvamuinazvo mulife menyu uye dzokai kumurume wenyu muchengete vana venyu

  • @freedomchitake5552
    @freedomchitake5552 ปีที่แล้ว

    Hapana help yatinokupai hechihure
    Mutemo wechihure kurambwa that's our fair decision

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 ปีที่แล้ว

    2nd confession Denga muchenjeri pasi irema 1day is 1day

  • @elizabethnyangombe2062
    @elizabethnyangombe2062 ปีที่แล้ว

    Uyu murume wekuti kumukadzi ukuramba uchindiberekera vasikana asi anopenga here? Ukadyara beans mugarden unenge uchida kuti kumere matomatoes here? Zvawadyara ndizvo zvinomera, wakadyara vasikana saka ndivo ka vakamera, imhosva yake here mkadzi kubara vasikana? Kwanai baba.

  • @desmondfuramera5754
    @desmondfuramera5754 ปีที่แล้ว

    It's better kudzorera bcz vaitoperawo vasina mhosva vaka batsirawo ita muchibvisa 1by 1

  • @mwaleinvestments1982
    @mwaleinvestments1982 ปีที่แล้ว +1

    Kuna mukoma vari kuda DNA.
    Mukoma wangu, taurai nevanhu veDNA kuti vakuye kutyoro kwevana vaite test ikoko.

  • @christinaganyau5394
    @christinaganyau5394 ปีที่แล้ว

    Inga zvakaoma sure mukadzi uyo ungaroye munhu nekuda kwemurume.Akadi kugadzira murume wake ndiye hure

  • @primrosemandimutsira5908
    @primrosemandimutsira5908 ปีที่แล้ว

    Pay the sweat of that person. Hokoyo neminyama. Find him

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 ปีที่แล้ว

    Mai mfundisi you'll be cheating yourself,God has nothing to loose

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 ปีที่แล้ว

    Hamuna wamur kugonera Amai Mufundisi Mwari vakakutarisai 🤔🤔🤔🤔

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 ปีที่แล้ว

    Haudaro kutopihwa mwana nemurume wemkadzi wawaishandira pedzezvo hauchataurira amai ivavo Chokwadi wakakanganisa ufungu zvekunetsana mumba navo zvazvisunei newe ufunge wakakanganisa

  • @3426-y2t
    @3426-y2t ปีที่แล้ว

    Please look for the person and give them their money …..please

  • @indramakumbirofa162
    @indramakumbirofa162 ปีที่แล้ว

    DNA irikudiwa don't lose hope....

  • @delorisetapera3397
    @delorisetapera3397 ปีที่แล้ว +1

    Mai mufundisi kkkkkkkkk ah

  • @nyanga991
    @nyanga991 ปีที่แล้ว

    Hatibatsiri Mahure4ED

  • @nyaraikaiyo5482
    @nyaraikaiyo5482 ปีที่แล้ว

    Chokwadi ngozi hamusi kuziva ehee vanoda mombe dzavo vanoti isu hatina kuuraya munhu saka they want their wealth back

  • @alphamangwiro6429
    @alphamangwiro6429 ปีที่แล้ว

    Wifi inoonekwa coz anotoona vanhu vese vaka conecter kutokunda muyedzo wekuba kutochera chikomba wopfira 😂😂😂😂😂nkti hazvizopere mushe

  • @nyaraikaiyo5482
    @nyaraikaiyo5482 ปีที่แล้ว +2

    Hey Nashy

    • @lovemorezvemoyo5764
      @lovemorezvemoyo5764 ปีที่แล้ว

      Ipai munhu mari yake wangu mwari vanokutonga wangu zvinokudzokera vangu mupenyu

    • @lovemorezvemoyo5764
      @lovemorezvemoyo5764 ปีที่แล้ว

      Mwana chipoachamuda zvake zvise kunamwari

  • @Farai-dy5dd
    @Farai-dy5dd ปีที่แล้ว

    Mai Mufundisi muri kunyepera mwari venyu

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 ปีที่แล้ว

    Kungoshanda zvako kwakangonaka than kuchiva zvinhu zvemunhu 🤦🤦🤦

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 ปีที่แล้ว

    Ummmm Something fishy is going on KO anorambirei nevana kuti vaenda Ku musha iiiiih edza nepaunogona uende Ku DNA and then u can start from there😔😔😔😔😔

  • @florencedzinodya2757
    @florencedzinodya2757 ปีที่แล้ว

    Munhu apara ngozi ndiye anofana kbhadhara

  • @kimberlymusaliva2637
    @kimberlymusaliva2637 ปีที่แล้ว +1

    Itai kuti vamugabe vaite zvekuuya kumba kwamunogara kana vachiramba kuenda pasina amai vacho

    • @ZimSecretsandConfessions
      @ZimSecretsandConfessions  ปีที่แล้ว

      Vakanzi ku DNA hazviiti kuti vaite a forced DNA test pasina court order only way was to bring zvavakanzi vauye nazvo but results were not accurate enough

  • @rachelmpawa508
    @rachelmpawa508 ปีที่แล้ว

    First confection please go back to your husband and figure something when you are inside it will be late dear….

  • @canaanzheyu
    @canaanzheyu ปีที่แล้ว

    Kuda zvinhu sepaperbag ndozvauchafira izvozvo.

  • @pacienciamatchinga100
    @pacienciamatchinga100 ปีที่แล้ว

    3rd confession Enda kuDNA ndokuzvipedza

  • @lovemorezvemoyo5764
    @lovemorezvemoyo5764 ปีที่แล้ว

    Shingai kushanda kuda zvinhu zvashandwa nevamwe zvakashata gutsikana nelife yako

  • @raychibvongodze5283
    @raychibvongodze5283 ปีที่แล้ว

    Confession yemkadzi asingadi kuti murume aite discipline vana ,The probability yekuti urikutambiskwa bhora risina mweya is 99.9%. She belong to the street

  • @tatendagwata9768
    @tatendagwata9768 ปีที่แล้ว

    Muchinyanya Kuda zvinhu Amai🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @sandrachirova7502
    @sandrachirova7502 ปีที่แล้ว

    Vana ava vanotoziva kuti hausi baba vavo sei vachiita see vasingakudi enda navo Kuma prophets e masowe or ikoko ku DNA test

  • @manveesiga9260
    @manveesiga9260 ปีที่แล้ว

    Avo vekuvhara munhu mari ngavamupe mari yake Muregererwe naMwari

  • @soniamujaji7782
    @soniamujaji7782 ปีที่แล้ว

    Mushonga wengozi kuripa chete

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 ปีที่แล้ว +1

    Babamunini vanoda kuita DNA udzai mukadzi wenyu chokwadi kuti muende mose. Handiti haadi kuti vana vacho vaende nemi nevana kuvabereki venyu. Tell her the truth or you can take ma toothbrushes evana ivavo or vhudzi ravo. But just tell your wife the truth musamutye haasi shumba. So anopumha Mai venyu huroyi.

  • @alphamangwiro6429
    @alphamangwiro6429 ปีที่แล้ว

    1 conf kuda zvinhu kunoparira

  • @loycemazhindu8782
    @loycemazhindu8782 ปีที่แล้ว

    Ipa munhu mari yake mutsvange

  • @jamalymusonza
    @jamalymusonza ปีที่แล้ว

    Baba ve DNA pull up yo socks like a man

  • @adeemarange6345
    @adeemarange6345 ปีที่แล้ว

    God he'll never forgive you uneutsinye vakashandisa munhu votadza kumubadhara pedzei voybhadhara ma lawyer God Will punish you

  • @prisdia7965
    @prisdia7965 ปีที่แล้ว

    Bamunini veDNA torai matoothbrush motita zvekucheka bvudzi ravo vana Ivavo moendesa kuDNA. I suspect those children havasi venyu ndosaka zvichimubhowa mukatsura vana. Chenjerai kudyiswa futi kuti mupuse

  • @nyanga991
    @nyanga991 ปีที่แล้ว

    Vana hasi vako mupfana mukadza arikuhuri

  • @prettychikwenhere6984
    @prettychikwenhere6984 ปีที่แล้ว

    Mkoma munotongwwa zvekutadza kuenda nevana kumusha kwawoo.hapeno woo