Kkkk zviri zvekuzungaira mbudziyadhura is the Real Goat....Mai tatenda vane grip vakuru 3 mikono yese iri apo haina chance...Mai tatenda is may fav actor
The tyre part is dumb as f*** the lady understands Shona and I don't know why she just didn't give clear instructions in the language the guy would understand..?
The audit part killed me 😂😅😅😅😊 nyc one team haaa stock taking yayakaipa iyi
gringo jnr kuita voice rababa vake. well done young man
I am always in love with the beat "uya uzoona..." it does a lot , Continue the good work people
Saka Gringo ari kunoroora hanzvadzi yaGweshe. Can’t wait
Mudhara Gweshe Gweshe you are a Hero and living legend
anogona anogonaaaaa
Lady: “How’s things?” Mbudzi: “yaaa maThings ndinodya..” 😂😂😂😂😂😂😂🙌🏾
😂
but ma Lines ekusimbisa bbie aMbudzi makaanzwa here kkkk
😂😂😂maPlaying cards makutamba njuga 🤣🤣🤣, haaa mbudzi is a mbuzi zvemashuwa kkk
Why would she keep speaking English knowing Mbudzi doesn't understand a word she says 😂
Gringo hapadiwe Tinashe Mugabe uyu mwana waGringo kwete zvekufungidzira
Yeah gweshe gweshe arikurohwa stock take🤣🤣🤣
Mbudzi uri mbudzi plus hwai pamusoro pehumbudzi 😂😂😅
Haaa mbudzi imbudzi kkkkkkkkie 😂😂😂😂😂😂😂
Mbudzi vatya ku Goshetaaa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂💥💥💥anopedza uyooo😊😅
🎉zvepa babe rngu handizi Kuda kubatsirwa ,mbudzi😛😛😛
Mudhara Gweshe audit iyo hamuibude 😂
Mdara Gweshe mandifungidzisa ndichirikuchikoro mdara 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
expensive GOAT doesn't dissapoint🤣🤣🤣🤣
Guys u are outstanding, Mbudziyadhura to the world
Mbudzi mbudzi mbudzi 😂😂😂😂 usazodaro Mbudzi you are a Lejende😂😂
The audit part killed me 😂😅😅😅😊 nyc one team
Kkkkkkk mbudzi so Saka ukutadxa kutaura kuti munhu arimumuti
Haaaa uyu anonzi mbudziyadhura ma1 kkkk😅😅😅😅😅
Like father like son Gringo ❤
Gogiater #mbudzi yadhura takaenda murikupedza keep up the work the legacy lives on makes me happy 🔥🔥🔥🔥
Kwese kubuda 😂😂😂😂mbudzi yadhura vagonesa gringo 😂😂😂😂usatisekesa lweeee nhema nhema ldzoooo vaiwe uri kubbie 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Mudzimai ndisisi venyu 😂😂😂
Zvee bby rangu handide kubatsirwa inii kkkkkkkkkkk 🤣 🤣 🤣 🤣
Mudhara gweshe mabatwa 😂😂😂😂❤😅
Gringo ndaona Aba Mari yematayi kkkkkk
Achida kunoroora hanzvadzi yaGwesegweshe🤣😂😂😂
Mbudziyadhura mukati achangwarawo iyeye?🤣🤣🤣🤣
Haa I doubt ini apa akadiwa nenyama yebabe😅
Nenio i doubt
Kkkk Gweshe Gweshe to the fullest, chibaba icho
Mai Gweshegweshe is on fire. Yeah, great actor...
Gweshe Gweshe is such a natural zvinogwadza
Mai gweshegweshe vanopedza avo
😂😂😂😂 Mukomana aramba kugoshiyeta kkkk
hahahah Mai GwesheGweshe ndandakusuwai.
Makuchengeta mari yemusha 🤣🤣
Tinonotenda nerutsigiro rwenyu🙏
@@AngieDeeMusikanaMuhombe Welldone my sister
Kkkk zviri zvekuzungaira mbudziyadhura is the Real Goat....Mai tatenda vane grip vakuru 3 mikono yese iri apo haina chance...Mai tatenda is may fav actor
Arikuuya kungoti imi ndimi musati mamuona ❤❤
Ehhhh kwese kubuda zveee😂 mbudzi imbudzi
Mai dee manyama😂😂❤❤maCards abudi zvekumhanya
pa babe rangu handidi kubatsirwa 😂😂😂
"makutamba njuga"😂😂😂
Ndapadzokorodza pandiuraya😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mbudzi iyi inodhura kkkkk
Mdara gweshe varikudyiwa🎉🎉🎉 nema2000
Lovely beat 🔥🔥🔥❤️❤️❤️
Mbudzi inodhura iyi 😂😂😂😂 Kwese kubuda 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂mbudzi mudzi my favourite
GRINGO FANS LET'S GATHER AND ENJOY.
THE RETURN.....
Mbudzi he is a real expensive G. O. A. T... 😂😂😂😂😂MURIKUGONA TEAM
Mbudzi yadhura is a legend 😂😂😂😂 gosheta gosheta
Kwashota Firimoni manje 😂😂😂
Pa bby rangu handidi kubatsirwa 😂 haaa Mbudzi muhombe hake😂😂😂😂😂😂
😂😂Here for mai Gweshegweshe hangu. Typical housewife. But face yavo haisi kunyatsooneka. Mbudzi anodhomoka😂😂😂
Saka VaGwesheshe varikuziva ere kuti mkwasha wavo ndi Gringo 😂😂😂😂😂😂😂
Mubabe uyu ngaangotaura shona kah zvifambe.
😂😂😂 zveku gosheta izvo ini mmm handizvigone ndingatokuvhiringirai
Guys ma likes ngaafanane nema views team rinogona iri❤
😂😂😂😂😂ini zvematombo handizvigone
😂😂😂 mbudziyadhura bodo ndofarira matauriro ake
Mdaragweshe iPlayer hecant explain kwakaenda Mari madam vanozivamunhueavo 😂😂😂😂
Hwaa mbudzi hanzi waakuwedzera kunaka everyday apa kukumbira hug😂😂😂😂
I want you to do a few things for me. Mbudzi says Ehe mathings ndinodya futi 😂😂😂😂😂 hayas
Stocktake ma1, apa Chihera arikuda grocery nedata😂😂. Iba grocery mumba mdara Gweshegweshe 😂
Hausi kuita zvawakambondiita here musi uya...zvekundimbundira
You're doing a great job keep it up
Apa makungomhanyao zvenyu😂
Mbudzi yadhura is the best😂😂😂😂
Ndrkuona mari yatumwa mbud,i kndotenga matyre yatorwa naGringo in😂
Gringo 🎉🎉🎉
Mai Tatenda kushusha 😂
😂😂😂😂big up mbudzi
Bhingo bhoo here manje Mbudzi
The tyre part is dumb as f*** the lady understands Shona and I don't know why she just didn't give clear instructions in the language the guy would understand..?
Gweshegweshe is the best 😢😢😢😂❤❤😂😂😂
😂😂😂😂😂 mukukwadza mbudzi nechirungu veduwe
Kupusa kunobhadhara mbudzi my great
Wooow what a lovely and wonderful movie,,Thanks Gringo and your team for this amazing entertainment. So much love ❤❤❤❤❤
No1
Amazing episode team ❤❤
Tjoo haa ndaona disaster mari yematyres yabiwa naGringo akanoroora hake😂😂😂
Haaa Ndaona tanakirwamberi.Zvematombo handizvigone
Hamuna kurongekawo every wednesday. Bt hakuna chinhu manje ah nxaaa
Thursday munhu wamwari
Ndaona musiwe kuroora paipa ma1😂😂😂😂😂😂
mbudzi kunaka mazuva ose for me 😊😊😊😊
ku gotiater kkkkkkk Mbudzi amana😀😀😀
Mbudziyadhura ndibaba vedu
😮zvematombo handisati ndambozviita.
Nyorai zvakanaka ma episode
Mbuzi ma 1 veduwee😂😂😂
Ehe ma things ndodya😂😂😂😂
Am I ok to support relationship yaMbudzi and his slay girlfriend 😂😂😂😂
Mbudzi 😂😂😂kugoshoyeta😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂apa ndechiona hangu ndashaya hope kuzongozvidzora kuseka
Wow mbudzi kumneri
Guys mbudzi he is something else akapenga Blessing guys
Budget auditing ndoyakaipaa manje😂😂 haa yapedza
Expensive goat
🤣🤣🤣🤣🤣 mbudzi yadhura is crazy
handizive kuti nhasi hausi kuita zvawakamboita here zviya🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Last statement ra mbudzi
Pa babe rangu handidi kubatsirwa😂😂😂
😂😂😂😂 mari yakaendepi baba Tatenda. Dish haringadye mari yese iyoyo tonei reciept. Mari iri kurohwa nechipfukuto cheshaya huru
😂😂😂 mamudhara Gweshegweshe vapinda busy varikuisa kpi mari
I can't wait for the clash of empire on a roora day😂😂😂😂😂😂