CiCi standard please stop drugs. The way you're and the way i knew you its not giving to your fans please guys help musikana uyu ndapota its so sad ndarwadziwa hangu nezvandawona pana Empress CC mkoma Fantan muregerereiwo mwana uyo makabva naye kure rambai muchimudzorererdza pamwe angaitewo munhu arinane tarisai mwana uyo anoda help. 😢😢😢
😂😂 Cici ibhoo wangu respect masister wakapenga ukuchengeta mudoni kalosi
Cici I'm 100% behind you. Haupenge and you are a good artist. Munhuwese ane ma1 Ake. We go
Very True
yu will be okay cici
may God heal you
😢😢😢 am sorry my sister
CiCi standard please stop drugs. The way you're and the way i knew you its not giving to your fans please guys help musikana uyu ndapota its so sad ndarwadziwa hangu nezvandawona pana Empress CC mkoma Fantan muregerereiwo mwana uyo makabva naye kure rambai muchimudzorererdza pamwe angaitewo munhu arinane tarisai mwana uyo anoda help. 😢😢😢
Esshy ma111 ari double 😢😢😢.😭😭
Pakaipaaa
Ma1
Cici torwadziwa naye akuda help munhu uyu guys ndopakuda rudo rwedu apa
Akabatwaaaaaa uyooo
Forgive her Pafeya Amana...
👏
chinha Cici vedu sorry
Cici youre so beautyful bt mutoriro urikurowa hko bt wagona hko kutaura ...pliz vane zvavainazvo batsirai musikana
Very True
Vari padhuze batsirai CC
Mutoriro akurova uyu beer haridai
Zvakaoma siya zvinodhaka hama utori munhu boe wani uye unechipo. fungira mwana wako dia, good wauya kukumbira ruregerero bt chichinja
Mareva 👏
Nhaiwe ndochii icho
Say no to drugs
Dressing iya yamanga makarova yaisaitavo bhooo
Haaaaaa ma 1
Pakaipaa
She needs help guys n gud management
Yaaah sure
Aida kubvisa shuwa here?
Kkkkk ehe anga ane zisutu rke aida kutobvisa
Ko vakamubvumidza kuenda pastage nei 😂😂😂
Kkkk 😂
@StandardShotiT mmmmmm ndakanyara zvankuh chero ndaive ku terrace
Needs rehab
Batsirai munhu uyu
Iri ndorombe rechikadzi kkkkkk
Drugs are a bad tings
Ma drugs ma1
@@StandardShotiT pafair king
She is sorry amana ,let us forgive her. .
Kabenzi
Usadaroo