The only person who can help you is Jesus. You need to have faith in him and through his blood you will be set free . There is no power under the sun that is greater than the blood of the lamb.
@SibongileLisenga Then what? You actually think the police will do something? Even if you get to the man what if he denies everything? These things can't be proven and even if they were which court would believe and charge someone for giving a hen which produces another hen daily? If Zim courts won't try cases of varoyi who admit their deeds what can change in this case!! Nyaya iyi ndeyezvikwambo saka inopera kun'anga!!
Enda kwa Prophet Miracle Paul
😢😢😢uumm vanhu vasadaro kurasirira zvinhu zvawo
Maihweee wakapiwa zvidhoma zvawo zvanga zvakuvanetsawo
Zvakamboitika kumvuma , huku yaidya semumhu and yanga yakaiita semumhu kutsoka uku munhu akangouuya akati varidzi varikuuya kuzotora
The only person who can help you is Jesus. You need to have faith in him and through his blood you will be set free . There is no power under the sun that is greater than the blood of the lamb.
Endai kwaprophet miracle paul munobatsirwa
Endai kueconet motiresa muone kwaanogara mudzose makatorombeswa vanhu vashata chokwadi
Tinokunamatirai mkoma nezita raJesu hapana chinokuwanai nekuti hamuna kuzvitsvaga pfugamai nemhuri munamate zvine simba nekuti Satan haana simba 😢😢😢😢
Haaa pasi pashata shuwa ndainzwa nyaya iyi kugroup Mwari vakurwirei ngavaitirwe back to sender 😮😮
Aaaah satani chine nharo.Mwari akunzvengesei padambudziko iri Hauna kuromba iwee .
Endai navo kwatasvu tivaonewo vafumurwe. Zvavawandira Kumba Kumba kwavo vakupa vanhu vasingaziive
Endai kwaMiracle PAul mubatsirwe zvidzokere kwazvakabva
😢😢😢😢😢😢😢 tsitsi dzinotsitsirira veduwe wangu murume ndiye mumwe anongobetsera ndichamuhwisawo nhau iti
Ndakutotya mabanana ayo kuti aiva chaiwo here
Utsinye hwakaitwa apo
Zvakaoma
Makapihwa zvikwambo baba kasirai kutsvaga rubatsiro vanhu vaipa apa
Zvakaoma hazvo shuwa kurasirira zvinhu zvavo kudaro havanyare
Ahhh Inga munyika makatakura
Uuum vanhu vakaoma ,munhu akubatsira iwe wakutofunga kurasirira zvinhu zvako kwaari
Vanhu veChipinge surrender
Aaa iwe tisiye neChipinge chedu.
Vanhu vane hutsinye husinga ite tichi kura kwanga kusina mashura aka dai kwaiva nerudo rwechokwadi
Don't trust anyone pasi pano
Haaa zvakaoma ndaiti inyaya yekunyepa
Zvakutyisa izvi Mwari tibatsirei nezivo
Endai ku Econet munopihwa hse #dzepamba paanogara.handiti kana munhu achitenga sim card anonyoresa ma details.yaa zvakaoma
Sekuru Shumba veGlen view vanozvigona izvo
Yaaa Zim yaipa
Umm kungotakurana makutonomirira parcel kubva kumunhu wamangoona pakumutakura nemi makavharwawo meso ipapo
ummm baba ava muroyi mukuru kana kunzwawo tsitsi
@Ndebele sister kuwanda as in multiplying dear the chickens are multiplying every night now they are 6 adult chickens in the cage😢😢😢
Enda unoona sekuru tasvu vakubetsere ...Chikwambo chawakapihwa ...
Yaaa vanhu vanoroya veduwe
Aaaa shemu zvakaoma shuwa vanhu vanofamba neuroi Mmmm ndinovimba muchabatsirika
Kanengo or tasvu
Hatirari ndipewo# dzabba vakapiwa huku ndoda kutaura navo inbox kwavo ndibatsirane navo translate in english
Mahwani guys
Yoooooo
Yohwe vakarasirira chikwambo😮
Ummmmm baba avo vanoroya chokwadi. Wabatsirika netransport wakudaro munhu akushaishirei? Waroya sei murume mukuru kudaro? Zvakaoma but ndoziva kuti kudenga kuna Mwari, muchabatsirika
Vanhu vashata zvakaoma
Kwamainda ikoko matobatsirika
Yoooo vanhu vashata chokwadi
Haaaa anoda kutasvurwa uyo akatunhirwa
Mmmm inga zvakaoma endai kwaSekuru tasvu vanozvipedza.yoo makatumirwa Chikwambo.
Endai kwaProfet Freddy or Miracle Pour
Baba avó vanopenga havana kukwana vaona kuti hapana anozvida vakati lupa Munhu asingazivi
Tsvagai Mkotsanjera anovabata baba avo
Somebody help your Ndebele sis ikuwanda as many or kuwanda as ku hide ???,
Multiplying sis the chickens are multiplying in the cage
Thank you @@MichelleRunyowa
Endai kumapurisa
Then moenda ku econet vokubatsirai munonosvika paari munhu uyu
@SibongileLisenga
Then what? You actually think the police will do something? Even if you get to the man what if he denies everything? These things can't be proven and even if they were which court would believe and charge someone for giving a hen which produces another hen daily? If Zim courts won't try cases of varoyi who admit their deeds what can change in this case!! Nyaya iyi ndeyezvikwambo saka inopera kun'anga!!
Eeeeeh shame pakaipa ,, Just like that
Sad story
idya ka huku
I think mukadzokera kuneve bus vanogona kukubatsirai kuti muzive kwavanobva
Ndinokumbirawo kna paine akadzwwo#dzemurume wekupiwa ndinodawo kumubatsira handinakunzwa# dzake ndodawokutaura nayekuinbox translate in english
Wakatorombeswa iwe kurumidza kubatsirwa
Yowee
Ummm pari trick apa
uuuu vane hutsinye baba ava hakuna mushonga uchanamira pasina chironda Mwari nevadzimu vachakurwirai sekuru Tasvu kana mukotsanjera vanokubatsirai mukoma aah
ichokwadi
Ummmm vanhu vaipa takutotya chokwadi chii chakadaro vaida kurasirira zvikwambo zvavo
Chipinge tinochida hedu but Mishonga yachene so
Vaida kwekurasira zvikwambo zvavo avo
Yowe please guys let’s learn to refuse gifts can you imagine banana for a gift
Ummmm vatsvagei baba ava muvadzoserei huku yavo .munotsvaga vabatsiri mubatsirwe
Makarombeswa shame
Uko ndokurombeswa smart manje nekuda zvemahara.kumbare hakuna mabanana here .ivo vakaramba are iye akudya avo ndomaakazviwanira imomo.
U have a point but haana kumbofungao kuti zvingadaro.
@masciemudumo idzidziso kune vakati vasangana nazvo ngatisatambirei chero chii kubva kuvanhu vatisingazive chero kupi zvako.kunze kwaipa
@ true uye let’s all teach vana vedu Kuzvikoro uku vasatambire zvinhu from friends and not even sharing lunch boxes
@masciemudumo yes kubvira mudzimba ngazvitangiremo,toedzawo kutsvakira vana zvatinokwanisa uye kuvadzidzisa kurarama nezvatiinazvo. Kukomekedza zuva rega rega mavanotamba nemashamwari avo nekuti hondo yacho hatizoigona
Idya huku wapinda mu Christmas mushe, kana kuudza Munangagwa kuti ndine huku dziri kumama ma diamonds vanouya kuzotora chopchop
😂😂😂😂
Hope my Zimbos knows this is just a story. A fake story.