Iwe mdara itawo edit mavideos ako, zvese zvaunenge uchigwedemudza gwedemudza you can cut the part so that you will not waste our time and data watching zvisina basa, isu tinenge tichida paunotaura chete
But honestly speaking, generation yenyu ndiyo yakatengesa nyika yeZimbabwe. Ndimi maiwomberera team bhobho maoko pamwechete nekuva pururudzira vachipamba nyika kubvira 1980. Right now mave kunyepera kungwara nhema muchitaura zvekumama as if you care. All of your generation will never escape GOD's judgment. Kudai zvamunotaura izvi zviri izvo zvamaitaura kuma early 80s, Zimbabwe yaizosvika pairi nhasi here?🙄
I love yr true words mudara,,, problem yedu maZimba,,,kutya kurohwa ,,,uye hatina kubatana ,,, chokwadi mudara,,,nyika yaora ,,, hapana chakambonaka kwamasadza,,haafanirwe kusungwa but pachangu,,,ndino wisha kuti ,,auraiwe nekuti naye akauraya vanhu vakawanda ,,, hapana kunzwira tsitsi ,,,mweya yevanhu vakaparara tinoti kudiiko nayo.???
ini chandofarira hangu mudhara imi makange mazvitaura kudhara kuti uyu hapihwe huchairmanship. khama atori kumashure kwenyu makataura kare. zvakungozadziswa hazvo..
kkkkkk Mdara Rusike ,chokwadi ndicho chamunogona 😂😂😂😂
Mdhara wedu Rusike munofadza nekunakidza ❤🎉 Rambai makachibata kuti DZVIIIIIIIIIIIII saChivhayo!
Mdara wangu murisei
Well spoken Hourable Rusike.
"DAYI ZVISINA HUPFU IZVI NDINGADAYI NDAKA ZVIREGEDZA KUDHARA. MAZIMBABWE HAMUNA MATURO." ( Joranissimo RUSIKE).
Tinourayiwa
Mudhara wangu kurisei
Pamberi nenyaya
Anobatwa nani
Rita Makarau was appointed supreme court judge in Namibia 2023_ disaster chaiyo😢
Zanu ndeya satan takazvitaura kare
Mudhara murisei chokwadi chemahara
Hee, ini Lusike muridzi wenyika iri kutongwa nemabumbwa. Kutongerwa nyika yako nevamwe vanhu shuwa kupusa.
Iwe mdara itawo edit mavideos ako, zvese zvaunenge uchigwedemudza gwedemudza you can cut the part so that you will not waste our time and data watching zvisina basa, isu tinenge tichida paunotaura chete
He is creating choas for Zimbabwe ans in foregn Countrys

Kkkkkkkkk