ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Anoziva nezvehutano ndi mwari Chete seyi vamwe varikurwara srs vakangobaiwa aiwa hatisi kuzobaiwa
Ndezvekumama kani
Taura zvako musamhanye injection
"Toda kutotesa apa..."🤣🤣🤣 Hanz, idzi idzi hadzina kubaiwa..." 🤣🤣🤣
Chimbomirai imi panyaya dze gab musanyengera vanhu kana mapiwa mari . Ndakatiza nyora dzamadzibaba angu makuparidza nyora dzavarungu chimbomirai nhema dzevatongi venyika idzodzo
Makapenga sabhuku I like idzi hadzina kubayiwa
Mbuya mai John teaching yenyu munodzikisa gejo, kkkkkkk chairman aringorine kamwe ka that soo,pana VZ 🙌🙌🙌
Isu semadzimai nemaYouth Mbuya Mai John 🤪🤪🤪 chairman vakutya kujungwa #VZ VZ
Isuuuuuu semadzimai 😂😂😂🤣
Shona yacho yakadzama. Kunyatsonzwa kuti we miss home.
Karanga haisi Deep Shona, chingori chiKaranga. Hachisi chiZezuru kana zvimwe
@@togaramutasa9669 if your used to it, it doesn't sound deep.
Kkkkkkkkkk mariii iyiii dzatondipa kuti ndinotenga doroo😂😂😂😂😂😂😂
the last laugh says ut all,chairman wanyura!♡♡♡
Kkk hnz tohudhavarashanda,🤗🤗🤗😀😜
Musamanikidzwe kuno bayiwa hupenyu ndehwako
Weldone team team makapengaaaa kkkkkk
Kkkkk hanzi zvandakuudza hazvibhadhariswi asi iyi ndotora
We need movie seamakatanga muchiita at first
It’s the last laugh 😂 for me Vz makanyanya 👏🏿
Haaa mdara VZ mondigonera
Well done guys ,Keep this up
Ko sei vachimanikidza vanhu kubaiwa kwacho
It is the nhomba for me regai nditobhuka bhusta rangu🤣🤣
vanganiko vakabayiwa pano🤔🤔🤔
The kugugwa gugwa statement just did it for me😂
ini ndakabaiwa asi idzi hadzina kubaiwa kkkkkkkk guyz ndazoseka nhasi
kkkk chairman mari yaenda
Ladies dress mai John nemakeup veduwee
Sabhuku yanga iri nyaya yedoro or manga muripadhiri Sabhuku kkkkk
Mvura inomanya ndiyo ichanetsa yekugezesa maoko
Ndozvinoitika mumamana matinogara umu
Vaccine iri kana vasingade kutiuraya varungu dai vakatipa formula vanhu pafungei ipapo musamhanye sei rakabva mhiri ..ini handibayiwe vanhu itai research motangira ipapo coz vanhu vari ku stroker veduwe ivai neruzivo
This Vz laugh 👐🔥🔥🔥
Asi idzi idzi hadzina
Uvone kusvinura Kandi uri duzura kudai in Sabhuku's voice🤣🤣🤣
Hanzii idzi
Anosonera sabhuku maBlouse sando dzke kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
😂😂😂😂
Ndere mukadzi wawo
@@spelilemadure8665 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkk
Apa mari wapiwa kkk
VZ mumero😂
Anorema vhara
Iyo hembe yaVaVharazipi😂😂😂
Kutotesaa apaaa 🤣🤣
Kkkkk but vz sadaro kukaska kutengesa umwe kdaro amna kkkkk
kkkkkkkkkk vz kuseri hanzi idzi hadzina kkkkkk ngazviende mberi team vz
Well done guys
The last part is the main.shot makanyanya
😅😅😅 well done guys
Idzi hadzinakkkkkkkk
chikomo icho ndochiziva
Kkkkkkkk team iri ndarikoniwa
Kkkk hanzi idzi hadzina
Idziii kkkkkkkkkkkkkkkkkkk
Idzi hadzina kubaiwa😂😂😂😂😂😂
Idziii
Dhiri redu😂
Mari yaenda
Zvecovid izvo kutozvinyarara zvirinani vanhu vanomanikidzwa kubaiwa kuti zvidii mwari ndiye muchengeti wevanhu
chamaimanyira imi chii😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 Haa timhu iri so ka 😂😂
Kutotesa apa
Kkkkk duzumani
Kkkkkk idzi
🤣🤣🤣🤣🤣asi idzi hadzina kubaiwa
Idzi idzi hadzina kubaiwa kkkkkkkk
Team iri ma1... Kkkk toda kutotesa apa
😂 😂 😂 😂 idzi
Sabhuku is a snitch ..😂😂
Toda kutotesa apa apa kkkk🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkk i surrender na VZ
Motivation events
Kujungwa
Finishing yaVZ😂😂😂😂
Hadzina kukwana idzi😹😹😹
Nhomba kkkkkkkkkkkkk
Vz Vz pa body langweji vakanyanya
kanti uri duzumani........ kkkkkkkk
Tavata pano isu
Idzi
Tinoda kutotesa apah apah.
Kkkkk duzimani 🤣🤣🤣🤣
Tozobaiwa kana takurwara ko takambonwa mapiritsi ye aids tisati takurwara ne aids here
Wangu, zvakafanana nekuti ndozonwa maPills eFamily planning kana ndaane nhumbu.. Vaccine haisi yekurapa, ndeyekudzivirira
Chairman mask up
😂😂😂😂😂😂😂 musazodaro guys
Zvose zvakakosha manya mberi kkkkkkk
🤣🤣🤣
Straight kundobaiwa
😂😂😂toda kutotesa apaaa
Manje so😂
Toda kutotisa apa
Anoziva nezvehutano ndi mwari Chete seyi vamwe varikurwara srs vakangobaiwa aiwa hatisi kuzobaiwa
Ndezvekumama kani
Taura zvako musamhanye injection
"Toda kutotesa apa..."
🤣🤣🤣
Hanz, idzi idzi hadzina kubaiwa..." 🤣🤣🤣