MT DARWIN ............ONZI NEDARE ANORARA NEVANA SIKANA VAKE
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 10 ก.ค. 2024
- WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica
Dewmas media taking us to another level
Take me to another level
Uyu Casper wekutuka zvitutsi anenge Blessing we Madziva anotukawo Sabhuku chitutsi pese paanonwa
Drewmas vanatsikamutanda munovawanepiko kk
Mupurisa manyamaa
Dare ndarideedze mwana sikana namai vake mudare..Ndivo chete vanogona kupa huchapupu huzere
N.anga idzi handidzichenese vanenge vachiri kudzidzira Hun,anga hwawo
Zvakaoma y0h
Tirimo
Kan'anga ako karikuda kumanikidza munhu hakaone nxa
Tirimo❤❤🇿🇦
Drewmas nyaya yaBee how far
Pasi Pamera ziso 😂😂😂
N,anga idzi dzinonyepesa weeee
Iri ndoeinonzi dramma rekuda kuitisana mari ,was it necessary kuita zve n'anga panhau iyi,anorara Nevana wake ngaende kujeri
Aya man'anga ndiwo matsotsi zvozikamwa hakuna. pese pavanoyenda hapana chinobuda
Ngatisaisai mashoko mumuromo memunhu haana kubvuma kuti anorara nevana vake asi ati anokumbira kubatsirwa ndimi munoona zvatisingaoni kureva kuti kana zvichiitika ndibatsirei kureva kuti he is not show
❤❤❤
Tasvikawo
Mweya ye fake ,Rasta maitiswa 😂😂😂😂 ndimi matokwatiswa nanatsotsi ava