ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Munhu haapengi uyu but he's just devised a solution tht has never been used by anyone before. What i don't know z whether it will bear fruits
Umm sekuru venyika sekuru makatanure ngavakatanure murume uyo mupfuhwira uyo wakanyanya
Yoh anopenga murume uyu mark my words 😊😊
Tete baba avo vakakwana hre vanopedza nguva mahara njere dzakarasika
Baba ava ngavaroorwe pls 😂😂😂😂
Penga udzoke iwe muroorababa
Mukadzi mudoko unemushonga ndizvoo zvinoiita bamunini vangu
Haana kudyiswa uyu kuzviitisa uko.Anoziva zvaari kuita uyu.
Mupfuhwira uriko zvechokwadi!Rutsisai munhu vehama!
Zvakaoma apa kushungurudza mukadzi
Yuwiii yuwiii ane mweya
Kkkkk uyu anopenga tete akutipedzera nguva 😊
Yhaa unoita zvekunzwa kuti kune mupfuhwira usingazvitende haa ndagutsikana mupfuhwira uriko zveshuwa
Zvinotoda jesu
Uuuuum baba siyai hure iro mahure anonetsa
Hadzina kukwana anoda kubatsirwa uyuuu😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Vehama batsirai hama yakutopenga hazviko zcakadaro
Ummm anopenga uyoo ngaende anorutsiswa
Munhu uyu atori right but munhu arikungoda kufixer chete
Ko kungoblocker namba dzacho. Munomuda imi mkadzi uyu. Mesage ingabva yatokuvhiringai kudai....apa mukushungurudza mkadzi mkuru
Hama dzemurume uyu please batsirai hama yenyu nokut azvisi normal zvarikuita
Makore kore kkkkkkkkkkk barika rinopengesa
Anoda kurutsiswa murume uyu nokuti avakuita sokuti ava kupenga .
I think inyaya yekufixana chete hapana kudyiswa APA, his just playing hardcole chete
Tete tilder murisei good job🎉
.s
😂😂😂😂😂ndaseka nhasi
Hapana mushonga apo arikuda kugadzirisa nyaya dzakw enga cz haasikunzwisisa
Idrama chairo tamirira part 2
Tete mugona basa komborerwaj chose
Ndonzwira tsitsi mukadzi mukuru mmmmm hayaa kuda kuroorwa here kugarira marara iwaya
🤣🤣🤣🤣🤣Hadzina kuti kwesere 😂😂😂
Immm pfungwa hadzisi dza toucher hre kkkkkkk
😊😊😊😊
😮😮😮ummm zviriko hr izvi
Iiiii bamunini siyai mkadzi
Apo ndidriver wekombi anotodriver hupenyu hwevanhu apo brain pane ine touch shame kana iri ndiyo inonzi trauma yacho kaa achauraisa vanhu neaccident
Akadyiswa
Hadzimo baba avo mukadzi mukuru ane nhamo kugara nebenzi
Hakusi kupenga kupererwa uku
Baba vanopenga ava
Akadyiswa chizembera madziro
Kupenga ndokuziva.Siya hure iri uchafa iwe!
😅haa munopenga imi. Zvinoitwa nemunhu akakwana here izvi plus nyaya yenyu yakatongora
Kkkkkkkkkkkk mahumbwe kkkkkkkk
Chi marriage chenhemha nhemha 😅
Kupenga hakuridzirwe bhero you are mad chasara kuparadzirwa MHURI yako nekuuraiwaSaka urikutadza kumu avoider here
Varume muchinyanya kuda kuita vakadzi 2 hezvo makupengeswa nema small house
Kudai afona pa domestic issues aibatwa bhachi na Dr Choga
Apa inzwa hanzi vane 30yrs 8yrs in marriage. Munhu aakutopenga kare baba ava kutorwara vanhu vakatarisa
Chisionekwi chaicho
Ummmmm apa hapana hapo mupfuhwira mazimba munongomhanya kufungira zvemishonga murume uyu arikungoda kurwadzisa hure rake kuti asawana anomuroora nenyadzi futi yehunhu wake wechipfambi haana kukwana murume uyu
Dzakadyiswa madhoti idziiii😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Haaa for the why all this drama
concern your life with multiple women you will end up chasing problems and nothing meaningful , haana nyaya uyu
😂😂😂😂😂 Asi sooka mai ava vasadaro
Hazvisi normal zvirikuitwa nababa ava
This guy is a Simp

Kupenga hakuridzirwe bhero you are mad chasara kuparadzirwa MHURI yako nekuuraiwa
Saka urikutadza kumu avoider here
Varume muchinyanya kuda kuita vakadzi 2 hezvo makupengeswa nema small house
Kudai afona pa domestic issues aibatwa bhachi na Dr Choga
Apa inzwa hanzi vane 30yrs
8yrs in marriage. Munhu aakutopenga kare baba ava kutorwara vanhu vakatarisa