Exactly they have to supparet mandebele and Shona to have pieces in country mashonaland one side and another side matebele land mzilikazi ka matshobana not mexture like this to much noise
Hauna nyaya iwe....Nyarara....there isn't any prospects of a constructive GNU...Madhuku, Welshman and Mwonzora are traitors, l would like to believe they are all Zanu pf projects
Chamisa must find a strategy cause without him even ZANU has shown that its irrelevant. Forget vana Mwonzora naana Ncube those are parasites . They want to built their political careers through Chamisa once they see the light they betray him fail and invite him again and again. ZANU gets beaten fair and square fail and then start kushungurudza ma citizens. Pulling down their houses and taking away their land. Silly!
Kunyepa ruling party irikudyiwa Zima opposition hazvina musoro opposition chete ndichamisa chete zvaarikutaura zvakaora hakuna GNU yakadaro South Africa hapana akawina saka GNU inoita
It's not possible. Wht they did to Chamisa is very painful. Let mdc, ccc and other parties come together bt ngavasiyane naChamisa. They will do the same again. Sellouts
VANHU VESE AVA MA FAKE OPPOSITION CREATED BY ZANUPF..THEY ARE ALL NOW OLD. PITY KUTI VANA VEDU VACHIRI KUVATEVERA. VANANGU ITAYIWO ZVE GEN Z PACHENYU. ITAYIWO ZVA IBRAHIM TRAORE. SIYANAYI NE HARAHWA IDZI DZESE...MUSABATWE PFUNGWA NA GAMBAKWE
Hazviite no MDC and CCC vatengezi.
VERY TRUE SO SO SAD
EMPTY BUILDINGS NO MEMBERS
Exactly they have to supparet mandebele and Shona to have pieces in country mashonaland one side and another side matebele land mzilikazi ka matshobana not mexture like this to much noise
Hauna nyaya iwe....Nyarara....there isn't any prospects of a constructive GNU...Madhuku, Welshman and Mwonzora are traitors, l would like to believe they are all Zanu pf projects
No ways kana mdc and ccc ngavabatane vega vatengesi. Isu tinoda Nero alone. Everything else is a non starter
Forward with the revolution struggling of Champions ( Chamisa)😅
Chamisa must find a strategy cause without him even ZANU has shown that its irrelevant. Forget vana Mwonzora naana Ncube those are parasites . They want to built their political careers through Chamisa once they see the light they betray him fail and invite him again and again. ZANU gets beaten fair and square fail and then start kushungurudza ma citizens. Pulling down their houses and taking away their land. Silly!
No ways ... Chamisa mustn't get tricked...what GNU can he form ne Zanu ... because mdc and that ccc of welshman ncube is Zanu
MDC Mwonzora never .
Nhema Idzi Chamisa Haapindi nemaroyi ava
Itayi zvarehwa na Champion avo .mese makasiya Chamisa muchiti mu dictator.saka murikuda kubatana nani batanayi ikoko ndimimakatowanda Chamisa ari1 musiyeyi.then form gnu imi nfimi mutove ne advantage makawanda.ngarivume,monzora skhala komichi shabangu biti kore Welshman hwende ++++++++ makadaro munobudirira.siyanayi na Chamisa kuvanhu ndokune bhora moenda ikoko movoterwa pa points munawo sezvamakareva.😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Forward with the revolution struggling of Champions ( Chimisa)😅
Gnu after elections
Let's not talk abt change wth Mwonzora,Makhuphe and Tshabangu.
Chakachenjedza ndechakatanga Chamisa won’t join Mwonzora ,Ncube ,Chabangu ,Mudziri and Komichi
Kunyepa ruling party irikudyiwa Zima opposition hazvina musoro opposition chete ndichamisa chete zvaarikutaura zvakaora hakuna GNU yakadaro South Africa hapana akawina saka GNU inoita
It's not possible. Wht they did to Chamisa is very painful. Let mdc, ccc and other parties come together bt ngavasiyane naChamisa. They will do the same again. Sellouts
all these goons have runnout steam , Chamisa must not , not at all give heed to them
Hapana zvazvinobatsira kubatana nemhondi dzezanu nokuti varimo muma opposition ma zanu
Kwete vedu ma oppositions vanouraya a big know munhu nechimuti chake
These people simply want to claw their dirty hands on power by using chamisa .tvagayi vunyu ma supporters .
Wilford Mukawu hakuna zvakadaro taneta nevatengesi ava
Chamisa akasiya. Kubva paakasiya vacho varipo nanhasi kana kuuya kuvanhu kuti zvaasiya tava pakati. Zvinoratidza kunge vari kushaya pekutangira. Zvangova zvemhuri dzavo chete
Chamisa stay away from thugs GNU
Yes ngaaite zvake
Hazvishadhi vabatanakangani vanongotegwa futi
Ndemapi maopposition parties acho ndemapi
Asi watumwa kuda kudzokera shanduko kumashure makuzviona manji Kuti zvinoshanda
Iwe ngei usingaudze zanu kuti varume makakundwa budai kupinde aka wina why GNU nonsense
No chance
VANHU VESE AVA MA FAKE OPPOSITION CREATED BY ZANUPF..THEY ARE ALL NOW OLD. PITY KUTI VANA VEDU VACHIRI KUVATEVERA. VANANGU ITAYIWO ZVE GEN Z PACHENYU. ITAYIWO ZVA IBRAHIM TRAORE. SIYANAYI NE HARAHWA IDZI DZESE...MUSABATWE PFUNGWA NA GAMBAKWE
Nonsense mhani kubatana nechiii kuvhotera vanhu vanoda tarisira zvido zvavo vasingatarise kodzero dzevakavavhoter no to politics dzedumbu
Imhata munhu iyeye
Hazvishandi
No no no
Inhema idzi itoriproper gander
Munhu nemunhu nemba yamai vake
CHAMISA anofanira kusiyana nevanhu ava
Kunyeperana kurikuwanda sekuwanda kwaita zvima channel ye you tube
Taura zvako
Futseke