alick macheso live in kadoma oddsey (nzendo dzirefu) 17 sep

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 18 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 75

  • @tendaimichaelsakarombe6100
    @tendaimichaelsakarombe6100 2 ปีที่แล้ว +5

    Ndazviiona ini kt paneq wedzungu asipo nekurongeka kwezvinhu pastage kushaika kwamajuice kunoita kut stage inakidze wanhu wanotamba zvinonakidza zvisina confusion uye zvekt urambe uchida kuona chete I can watch this video more than countless times.majuice wenyu uyu baba Shero munopota muchimuisa Kuma terrace pliz

  • @wilbertzvawanda7186
    @wilbertzvawanda7186 2 ปีที่แล้ว +2

    Powerful lyrics, sweet sounds, fully booked shows, dancer and best composer, what will you be comparing nhy Panga n team? Money cannot buy out talent! #BaShero to the world 🌎

  • @brucemakoni8065
    @brucemakoni8065 2 ปีที่แล้ว +8

    Maikoro ma1 mfana uyo

  • @zwelinsingo3151
    @zwelinsingo3151 2 ปีที่แล้ว +16

    MaDancers awo akarongeka that's for sure. Majucy needs to tone down papas yake mhani. It makes the entire movement on the stage monotonous. He is the best dancer but needs to relax...

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 2 ปีที่แล้ว +1

      Say that again munhu anoda kuonekwa pavanhu vose skt ndiye oga

    • @zwelinsingo3151
      @zwelinsingo3151 2 ปีที่แล้ว

      @@josephchenjerai1075 it's so unfortunate. It irritates the viewers...

    • @pensionsuki7059
      @pensionsuki7059 2 ปีที่แล้ว +2

      Haunyepi anekamwe kakuda kuonekwa so uye nepapazi anotori nedzungu zviya zvekuti tisu vane chimuti kwaMacheso

    • @tauraidube8770
      @tauraidube8770 2 ปีที่แล้ว +1

      Take 5 boy

    • @priveledgengezimani8174
      @priveledgengezimani8174 2 ปีที่แล้ว +1

      The reason why I have always wanted Franco back.... Even on part time....

  • @zwelinsingo3151
    @zwelinsingo3151 2 ปีที่แล้ว +1

    Machinda anochena awo. I'm impressed by the level of smartness by the Mberikwazvo team.

  • @emmanuelchawarika7131
    @emmanuelchawarika7131 2 ปีที่แล้ว +5

    This is a masterpiece 👏 the song on live performance actually sounds good than the original song 🎵

  • @taddymanyepo6559
    @taddymanyepo6559 ปีที่แล้ว +1

    Hands down! This is my best song on this album. #Munamato

  • @herbetmagocha694
    @herbetmagocha694 6 หลายเดือนก่อน

    Zaka Zaka the unsung heroooo

  • @chenjeraicharumbira5104
    @chenjeraicharumbira5104 2 ปีที่แล้ว

    Zvababa Shero ndageza maoko saPirato ini 🙌 murume anechipo uyu

  • @JamesZivanayi
    @JamesZivanayi ปีที่แล้ว

    Anga akabata rhythm guitar chibaba uyoo

  • @MD-rs1gd
    @MD-rs1gd 2 ปีที่แล้ว

    macheso to the world.i lyk the way these guys dance nowadays.it has order

  • @confidencecharlie8926
    @confidencecharlie8926 ปีที่แล้ว

    Majuicy is the best dancer madance moves ma1 ayo

  • @tinashemukandatsama3010
    @tinashemukandatsama3010 2 ปีที่แล้ว +2

    Anonzi Kedhaa uyo Maikoro haasi bhoo

    • @pmuringa1
      @pmuringa1 ปีที่แล้ว

      Magetsi chaiwo

  • @tinomuvongamubviro4082
    @tinomuvongamubviro4082 2 ปีที่แล้ว +2

    The gap left by Franco Slomo dancer can not be filled until the end

  • @zwelinsingo3151
    @zwelinsingo3151 2 ปีที่แล้ว

    Mberikwazvo Legend Jonas Kasamba.

  • @perseverancemazuru7971
    @perseverancemazuru7971 2 ปีที่แล้ว

    Chesology kusvika tafaaaa haaa mukaka wakazozunzwa apoooo amai kani kkkkk mafaro ndokuti baba Sharo

  • @MugoveMasoso
    @MugoveMasoso 6 หลายเดือนก่อน

    Very true papas yakawandisa

  • @tanakasiwawa6150
    @tanakasiwawa6150 2 ปีที่แล้ว +1

    Haaa pakaipa kani.... Macheso upfumi hwenyika

  • @pensionsuki7059
    @pensionsuki7059 2 ปีที่แล้ว +1

    Haaa gys ka uyu Chesology kauyu haa aya ma1 uyu. Vaya vanoti apera aakukundwa nana nhengi garasi pasi munyarare

    • @Madzivas
      @Madzivas 2 ปีที่แล้ว

      Kupera hakusi kukundwa but chinokura chikotama zve

  • @deekochi3692
    @deekochi3692 2 ปีที่แล้ว

    Ba shero you're always the best

  • @faraimasuka1275
    @faraimasuka1275 2 ปีที่แล้ว +3

    Maikoro kedha kedha

  • @nyashandebele218
    @nyashandebele218 ปีที่แล้ว

    Nhai vanhu ko Nowero haachaoneke sei arikupiko

    • @MaphiosNdlala
      @MaphiosNdlala 4 หลายเดือนก่อน

      Ndiye anebass

  • @rarecalibretechnician1283
    @rarecalibretechnician1283 2 ปีที่แล้ว

    as good as Macheso is with guitars, you can easily tell kuti lead haina kubatwa na Nowero... just goes to show how talented sekuru vaRashie is. He is such an asset to mberikwazvo

    • @morrisramantswana4141
      @morrisramantswana4141 ปีที่แล้ว +1

      It shows you have not been flollowing the group. All the albums Macheso plays a lead n ofcourse it can be the as tha of Noel. If its the same then why change.

  • @emmanuelmusimbe2904
    @emmanuelmusimbe2904 ปีที่แล้ว

    ZiMai irooo rotambisaaaaa

  • @lazi1943
    @lazi1943 ปีที่แล้ว

    Vakomana matsamwei kedha na zaka

  • @martinmutoda9564
    @martinmutoda9564 2 ปีที่แล้ว

    Ako kanochema ako kabvisei ba sharo ndoari kukanganisa mavocals

  • @vagutu2925
    @vagutu2925 ปีที่แล้ว

    Makachimaster chimusic chacho

  • @wisdommusiyarira6562
    @wisdommusiyarira6562 2 ปีที่แล้ว +1

    Musi wa 30, tinenge tiri tii ku Cosmo

  • @wendietendai2685
    @wendietendai2685 ปีที่แล้ว

    Ayaayaah

  • @tman0486
    @tman0486 2 ปีที่แล้ว

    ayayaaaaaaaah wakazozunzwa mkaka zvamwari chaizvo

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 2 ปีที่แล้ว +1

    Twitter achiri kuimba here or akungo chema hake...ka voice kake anofana kuka moulder

    • @zwelinsingo3151
      @zwelinsingo3151 2 ปีที่แล้ว +3

      Nziyo dzaMacheso dzonetsa kuimba. Dzoda shasha chaiyo. Twitter is doing a beautiful job for me. It's not easy to sing at Mberikwazvo unless you are the best. Regai kuposter zvinhu zvinodzikisira mweya yevamwe vanhu.... If you think you can do better than him, go and challenge him. I'm so sure that kwamunoshanda imi hamumboite basa 100%. Its not easy.

    • @armoshalik8114
      @armoshalik8114 ปีที่แล้ว

      @@zwelinsingo3151 Haasi kugona Twitter. Arikubika mbwire mbwire

  • @alexchavunga3094
    @alexchavunga3094 2 ปีที่แล้ว

    Baba sharo kuvanhu

  • @MD-rs1gd
    @MD-rs1gd 2 ปีที่แล้ว

    macheso to the world

  • @Madzivas
    @Madzivas 2 ปีที่แล้ว

    It's sad to see Paul Mpofu Jnr so relaxed n seems not bothered nesvaitwa nemdhara wake ka who was one of the best bass player to come out of Zimbabwe,the best live performer during his time I think his son should be help aite something

    • @legrande5lesrodney319
      @legrande5lesrodney319 2 ปีที่แล้ว

      Ummmm you would think he is doing better. Zim marwadzo hama. Maybe after his era at Macheso now that we know about him angaita zvirinani.

    • @wilbertzvawanda7186
      @wilbertzvawanda7186 ปีที่แล้ว

      He is still learning. Time will come for him to pursue a solo career, with experience

  • @Meshelimiah500
    @Meshelimiah500 2 ปีที่แล้ว

    He was on lead guitar nowel on bass guitar multi tasker macheso dancer

  • @ejikeokika9929
    @ejikeokika9929 ปีที่แล้ว

    Vaimboitanharo nhasivazviona

  • @changamirenungu7819
    @changamirenungu7819 2 ปีที่แล้ว

    Nowero the basist

  • @zwelinsingo3151
    @zwelinsingo3151 2 ปีที่แล้ว

    Macheso moto chaiwo.

  • @sikhumbuzomapolisa1572
    @sikhumbuzomapolisa1572 2 ปีที่แล้ว

    Kkk. Alick achiri kufonera. Vanhu. Kkkkkkkk

  • @enockngorima9394
    @enockngorima9394 2 ปีที่แล้ว +3

    Where is Muropa

  • @wisdommusiyarira6562
    @wisdommusiyarira6562 2 ปีที่แล้ว

    But jusu yemaroro, yakatamba vakomana kumashows aivako kumhiri

  • @onodayamuzanenhamo2786
    @onodayamuzanenhamo2786 2 ปีที่แล้ว

    Vanwe vanorwadziwa majuice tibvirei endai line vamunosapota mono comenda ikoko

  • @brucemakoni8065
    @brucemakoni8065 2 ปีที่แล้ว +1

    Nzendo dzirefu ma1

  • @munyaradziguta6337
    @munyaradziguta6337 2 ปีที่แล้ว +1

    This is chesology

  • @francismlambo8576
    @francismlambo8576 2 ปีที่แล้ว

    Nowelo Nowelo

  • @tanakasiwawa6150
    @tanakasiwawa6150 2 ปีที่แล้ว

    Kujoy uko 🤣🤣

  • @avoidmutapurwa2770
    @avoidmutapurwa2770 2 ปีที่แล้ว +2

    Kushaikwa kwamajusi zvinhu zvakarongeka majusi avekuconfuser paband apa plus anowanza dzungu nedistuber baba shero.avo vanotamba vakarongeka chaizvo kana juice yekutsvedza asipo

    • @skydigiway319
      @skydigiway319 2 ปีที่แล้ว

      haunyebe ipapo

    • @musashoko1389
      @musashoko1389 2 ปีที่แล้ว

      very true Majuzi ane speed inosvota, kumhanya mhanya pama mic....dzungu chirwere unogona usingazive kuti unaro...pakarongeka now..

    • @bothwellmarshymaplanks
      @bothwellmarshymaplanks 2 ปีที่แล้ว

      hapana kana order yaivepo apo ..mukuwanza hate pana majuicy..stage yaibhowa iyo..tangidzai kuona vid zvakanaka

    • @luisjaimejaime6978
      @luisjaimejaime6978 2 ปีที่แล้ว +1

      Majuizy arikupi? Ele é o chefe do grupo. A criatividade dele deu muita falta aí.

    • @knoxknowledge76
      @knoxknowledge76 2 ปีที่แล้ว

      wedzungu kumberi manje hauoni kuti something is missing

  • @talentgaza519
    @talentgaza519 2 ปีที่แล้ว

    Chesology

  • @abedyncube8797
    @abedyncube8797 2 ปีที่แล้ว +2

    The drummer is a better backing vocalist

    • @ab_henry
      @ab_henry 2 ปีที่แล้ว

      Hes actually the best of all the BVs baShero has