Chaputika🥵kuZanu-PF over Leaked Audio yawaridza Corruption & Mnangagwa tactics citizens vatsamwa💔🤯

แชร์
ฝัง

ความคิดเห็น • 16

  • @user-oi5ct8qr1p
    @user-oi5ct8qr1p หลายเดือนก่อน +4

    Ichokwadi baba 🙌

  • @user-jd1ut3hv2g
    @user-jd1ut3hv2g หลายเดือนก่อน +3

    Murume uyu ari kutaura chokwadi chisinga rambike. Anenzeve dzekunzwa ngaanzwe zviri kutaurwa . Pepukai vanhu vemu Zimbabwe . Mucharamba muchitambura kusvika murufu nevana venyu vese. Ma Zimbabweans svinurai . Siyanai netsika yekutengesana

  • @user-sw3bd8pl5f
    @user-sw3bd8pl5f หลายเดือนก่อน

    True speaking brother

  • @Tafadzwa-jc3qo
    @Tafadzwa-jc3qo หลายเดือนก่อน +2

    Haa word rekut chabvondoka kana chapitika ratambura kubva riniko😂

  • @kingstonemasekesa815
    @kingstonemasekesa815 หลายเดือนก่อน

    Anobata Masvingo sei ari wekupi midlands mutaure kwamoswerwa imi

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t หลายเดือนก่อน

    Uyu haafi akatongwa anonzi Owen Mudha ...mhondi iyi haiwa hapana zviripo apa

  • @raymondmupambiki5839
    @raymondmupambiki5839 หลายเดือนก่อน

    Hapana zvamunotaura imi, Owen Mudha haasi wekuMasvingo chekutanga ndonhema dzako dzekutanga, 2 Mudha haasiye akatanga neslogan 2030 munonyepesa imi, usanyepera vanhu. Hamuna nyaya, regerai izvi vakomana munoremara makura

  • @YonaMalon
    @YonaMalon หลายเดือนก่อน +1

    Chokwadii baba

  • @InnocentMalatji-qn8eh
    @InnocentMalatji-qn8eh หลายเดือนก่อน +1

    Haa ini chiwenga anondirwadza ini haaoni vamwe vese vake vakafa her

    • @user-qb1pf6ym3t
      @user-qb1pf6ym3t หลายเดือนก่อน

      Haana kupusa murume uyu wangu watch your back ....

    • @CosmasPhiri-f3v
      @CosmasPhiri-f3v หลายเดือนก่อน

      Neni inondirwadza nyaya yachiwenga

  • @ottomsa5258
    @ottomsa5258 หลายเดือนก่อน

    Chiwenga is silent,chamisa again is silent even the traitor chabangu is becoming silent why you Zimbabwean leaders so afraid of one person mnangagwa?

  • @user-zd4dn8jp7z
    @user-zd4dn8jp7z หลายเดือนก่อน

    We thought we were to hear about the leaked audio yawaridza corruption

  • @user-vh1sy5zs8g
    @user-vh1sy5zs8g หลายเดือนก่อน

    Mudha ano pinda nhokuti kubva 1996 Mudha mu Kwe Kwe ndiye aka ita kuti Munangagwa akwirire kusvika paariapa tibvunzeyi isu vagari vemu Kwe Kwe ku Mbizo ma ME kana kuti saction 2 kumba kwana Mudha

  • @gilbertdzuda7447
    @gilbertdzuda7447 หลายเดือนก่อน

    Owen Muda not a million times - this guy is far away from that position

  • @akimmawere5317
    @akimmawere5317 หลายเดือนก่อน

    Choputika every day seiko