Hanzi Kana Nda Hupfumi Zvinoda Kutanga Ndauya Ne Ropa Remukadzi WanguPaanenge Arikunguva

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 25 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 17

  • @SiboBonadi
    @SiboBonadi 8 หลายเดือนก่อน +1

    Second confession,,My dear you have power to change your destiny fast and pray that certificate need to come back to you by fire by force ,famba unamate ndakunzwira tsitsi shame

  • @dorothymtetwa3844
    @dorothymtetwa3844 9 หลายเดือนก่อน +1

    Iyi nyaya yeropa rekumwedzi iyi ndakazoinzwawo kubasa ava veganda chena vachitaura kupfuhwira varume vavo. Hanzi unoisa ropa rekumwedzi mupasta sauce paunenge vamubikira spaghetti Bolognese. Ini aha 😮 saka zvirikwese kuti chero varungu vanotopfuhwira varume vavo futi. Unodzidza zvinhu nguva yose hanzi panotone fb page rinokudzidzisa 🤔🤔 ini aah!

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 8 หลายเดือนก่อน +1

    Uuumm veduwe Ka mucharombeswa nena'nga idzo plz shandai nesimba ko ukaurayisa mukadzi ropa rake rinoshandisirwei musaita izvozvi plz

  • @sachihera1743
    @sachihera1743 8 หลายเดือนก่อน

    Vanoda help yekunamatirwa huyai ku tiktok mutsvage minister chidoko

  • @JamiaSamu
    @JamiaSamu 9 หลายเดือนก่อน +1

    Mkoma msarombeswa
    Kutoromba nesikarudzi auzozvare. Amozobari
    Muri kutochekeresa vana vamaifanira kuzobata.
    You will be introducing spiritual partners to you and your wife

  • @faithmukwakwa7307
    @faithmukwakwa7307 3 หลายเดือนก่อน

    Imi mukoma vekuda kuromba neropa re mukadzi wenyu ibvai marega zvenyu kuromba.
    Hazvipere mushe my brother. God will provide. First of all you have to pray that God pursues, overtakes and deliver your stolen degree for you. Mix prayers with a lot of fasting especially in the mid- night hour. Cry to God, study His word and stand on His promises.
    Hurombwa will only make your situation worse. Mwari variko. .. seek Him and find Him.

  • @brimuflogisticsbrimuf7452
    @brimuflogisticsbrimuf7452 9 หลายเดือนก่อน +1

    Wakuda kuchekeresa mukadzi nekuda hupfumi enda unotsvaga rubatsiro kumaporofita siyana nekuromba

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 8 หลายเดือนก่อน +1

    Why usina kuudza amai vako that dream wakumirira kuudza isusu whiles its too late. Please usarombe wadii kuvhunzirwawo number na mukoma Nash yemunhu uyo ati akamborohwa ne zvinhu alamuka uende ikoko

  • @simisongwenya6495
    @simisongwenya6495 8 หลายเดือนก่อน

    Uyo wekurohwa nezvinhu , Mwari vanokuda vakuratidza kuti there is Gehena that's was the darkness yawange uchifamba mairi reapent sis

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 9 หลายเดือนก่อน +4

    Nganga dzacho dziripa business wo futi. But please ita' zvekufamba ubatsirwe Kuma porofita kubvisa mweya uripauri. Zve nganga zvichakupinza busy futi, ko mukadzi waurikuda kushandisira ropa rake achazovei??? Think hard before you make the worst decision of yr life

  • @jenniferndlovu-pn1dw
    @jenniferndlovu-pn1dw 8 หลายเดือนก่อน +1

    Mkoma siyanai nazvo munhu akakuroyai pavanhu vaviri vakaita makakatanwa mai venyu or mainini avo or tvagai mai venyu vanekugumbuka kwavakaita nehope dzamakarota makatogadzirwa kuti mutambure muhupenyu so gadzirisai or kuenda ku go back to sender not kuromba munouraya mukadzi wenyu uye hama dzinopera pamberi apo nyanga iripakuit hutsinye chete

  • @lorrainemangwiro
    @lorrainemangwiro 9 หลายเดือนก่อน +2

    Enda unotsvaga rubatsiro kumasowe usunungurwe.usadaro hama tsvaga mwari vanosunungura zvakasungwa

    • @faithmukwakwa7307
      @faithmukwakwa7307 3 หลายเดือนก่อน

      Masowe acho dzangove n’anga chete chete. Better to pray and fast .. ii kunze kwaipa uko.

  • @tabethnengomasha
    @tabethnengomasha 9 หลายเดือนก่อน +1

    Ukuda kuromba ne mwana wani

  • @AndrewEricandsons
    @AndrewEricandsons 9 หลายเดือนก่อน +1

    Zvekuromba young man zvine malifetime consequences which will put you in a worse situation than you are currently facing. Seek help from religious people not herbalists

  • @busimazambani2898
    @busimazambani2898 9 หลายเดือนก่อน

    My brother give your life to Christ and cancel that curse in Jesus Christ Name, your life will turn around.