ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Kwayi ini ndichazoita kumwe kumba kwandicharoora 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
th-cam.com/video/cGammh4U97k/w-d-xo.html
😅😅😅 Comic futi
Ku smallers kkkkk
Kudenha chaiko 😂
Kkkkkk
you guys are better than DSTV lol
If it wasn't for soccer I wouldn't be subscribing dstv social media ne Netflix haa kuzvipedza
Very good
Just thinking guys...every subscriber aripano akasubscriber kuchannel yaNigel yakanzi The Slick Pastor hamuonewo kuti anosvika mu100 000 within nguva dikidiki. Kungorwadziwa kuti why he has almost half subs neari pano nemanakidziro ake iwayo.
Ehe i once said that too. But it would be effective dai Comic ari aita a campaign to promote Nigel's channel
Bamnini Nijo varamba kuvhiringa munhu anobika nekuda kwavanoita food🤣🤣🤣🤣🤣
First, If you’re a Man City fans , let’s celebrate 🎉 for the Premier League🏆 will we waiting for the champions league,
Kkkkk hanzi nanijo makundiisa mukona
Hanzi mnje maigur mukadaro imi murimi munobika mnje
Hanzi red hona Bha Cha Bha Chaaaa
Kkkkk anzi ndichaita kumba kumwe kwandicharora 🤣🤣
AAA finish
Team ku liker before watching gather here 😜😜
Ngomashi ndango farira jacket rawakapfeka 😂😂😂😂😂 comic #citizens
Sweater ye Man City🤙🏽
Chuza kwacho chuza 😆😆😆😆 comic hanzi chakashata pa red iyo chii
cityyyyy bhora comic
ha kana usingangode red ndiwe unobhadhara kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
You guys are the best The argument looks so realKeep it up guys am proud of u
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Kwaaa ahh bva pavwment iyoyo ndovanzwira ngoni day ravachaisa. Bamnin Vakati rega nditize hangu
Nigel now i understand step yako kkk bhutsu idzo
Nigel vane kasoftaz kandoda kkkkkkkk
Kkkkk Inini ndiri munhu wered red 🍒
Ndoapunonzwa rimwe richingoti yeeeloow yeeellowww
God is in control don't forget to pray for you and others.JESUS LOVES US ALL
@Comic Pastor and team imbokandai something munotipedzawo stress yeZimbabwe
Manje mukadaro muriimi mobika 🤣🤣🤣
Chitorai grey kana musingazive zvamunoda🤣🤣🤣
Mukoma Nijo & Commic rambai muchishanda mese .
Kkkkk gamu ndimi matanga makanyanya guys
Undoubtedly the new advertising frontiers
The lady helping dai akwatura Puro naGamu kuti vatambe mushe. Nijo anofadza mubiki 😂. Lol “kumwe kumba kwandicharoora”. Puro ucharohwa naGamu, farisa 😂
Saka nyaya yaKomiki ndeye kuti vanhu vazoti apa ndepedu😂😂😂
Boots ndodzamakatiza nadzo paye comic🤣🤣🤣🤣🔥
Hahahahaha bmnn varamba kuvhiringa munhu anobika😂😂😂😂
Hanzi ...zvagara tiripasi pemadzimai kkkkkk
Unogara wakadai neni awugoni kuti tidai😂😂nice tiles
Kumba kwamucharora🤣🤣🤣🤣bho here apo
Red yanetsa iyi 🤣🤣🤣 kungodai red 🤣🤣🤣 Baminini Nijo vatya kupindira nyaya yacho
Ko nharo dzacho nhaimi😂😂😂😂
Manchester City❤❤😇😇
City ndokt bhora makanyanya
kkkkk ndogocha nani nevanhu vane nharo ivava kkkkkkkk
Smart bow zvekuti team yangu
Comic jacket iro ishowoff here kkkk
Ehee chifinhu wena kkkkkkk
Ndichaizoita kwandicharoora😂😂😂
Ahhhhhh pane anzwa ka kazemboo kaitwa be momz iyo hr🤣🤣🤣🤣
Taura neni zvakanakaKana usiri kutora neRed ndiwe unobhadhara
Manje mukadaro murimi mobika kkkk
Gamu naPuro kungopopotedzana nguva dzose Haha haa team munogona zvenyu 🔥🔥🔥👌
Zvakatangira kushamhu dze zim dancehall..😂
Tipeyi hupfu hwa sekuru Puro, white negreen
Dear fellow fans. Let’s gather here and settle it as fans once and for all. Like for Red yacho or comment for Yellow yacho. Zvingatinetse. Let’s go!
th-cam.com/video/qhmMlBM4VRk/w-d-xo.html
Red
yellow :)
Ko Bamnini madirei kuvaisa pa corner 🤣🤣🤣
Kkk kumba kumwe kawucharora
Inini ndichazoitawo kumba kwandicharoora, kwandichawana...kunonzi chi, kubasa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Vakomana munogona kani
🤣🤣🤣 Mai vatonga
yellow inenge cheese 🧀 finish kkkkk
😃😀😀😀😀Comic heyy! uchazoita kumwe kumba kwaucharoora😃😀
*Tagara tiri pasi pemadzimai* kkkkkkk. Ndiani apanzwawo ipapo kkkkkkkkkkk
Red ingori nhasi😅🔥🔥
Nigel arikuRed side, but hazvitauriki manje. Anorara panze naGulez
CityZens. Man city bho iyo
Kkkkk hanzii kumwe kumba ndokuchapinda red🤣🤣🤣
😂😂😂😂yellow Yellow
Ah red neyellow sure🤣🤣
You guys are too good 😍😍😍😍
kkkk Gamu usanetse murume iwe ah taura zvkanaka kkkk nharo Gamu gud work guys
😂😂😂😂 mawirirana here
Yellow haidiwi mai Tadi inenge cheese kwaa
Iwe unongogara wakati dai neni, kuti dai, haudi kuti dai kkkkkkk. The way these guys make these skits unototi ireal life chaiyo
Mancity 😍
Hanzi pane zvandinenge ndichida kutarisa kunoku na bamunini nijo huh bamunini nijo munoisa lyf mugwara yoh
Chitaura neni zvakanaka 😂🤣
haa kungoti hapo zvapakaita pano panocofuser.... Nijo. For sure zvavanoita zvakanakisa!!
Maiguru varamba red amana🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Ingori bha😂😂
nyaya ye yellow ne red yanetsa
Ndiwe unobhadhara kkkkk
Hanzi ndiwe uchabhadhara😂😂😂
🤣🤣🤣🤣, well done guys.
kkkkkk hanzi kumba kwandicharoora
Hanzi handidi kuvhiringa munhu anobika..
Kumwe kumba kwandichawana 🤣🤣🤣🤣
Ndadzokera jacket iro panapa 😂
Red boe manje kkkkkkkkk
Inenge cheese 🧀😂
koo comic wakubuda kusaga 😂😂😂
Man City Bhora
Pfee top 10
Haa kana usingade red ndiwe unobhadhara😂😂
kkkkk inenge Cheese
Orac Pavers , zvakanaka izvooo
Yaaa pari trick pama colours
Hanzi mandiisa pacorner kkkkk
Toda izvo zvinenge cheese
Ndoitirwa zvakanaka nemi team 🤣🤣🤣
Kkkkkkkkk guys kwanzi kana usingade red ndiwe unobhadhara
Kkkkkkkkk red yavengwa veduwee
Red neyellow tosangana pakati🤣🤣🤣
😂😂😂😂iiii ayas
Top 10 ndirimowo kkkk
Kana usingade red ndiwe unobhadhara😁😁😁
Hanzi ndogochananiko nevanhu vanenharo
🤣🤣🤣🤣🤣 Yellow, red, black, 🤣🤣🤣🤣 ndogocha nani
Kugona munogona 😂😂😂
Kwayi ini ndichazoita kumwe kumba kwandicharoora 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
th-cam.com/video/cGammh4U97k/w-d-xo.html
😅😅😅 Comic futi
Ku smallers kkkkk
Kudenha chaiko 😂
Kkkkkk
you guys are better than DSTV lol
th-cam.com/video/cGammh4U97k/w-d-xo.html
If it wasn't for soccer I wouldn't be subscribing dstv social media ne Netflix haa kuzvipedza
Very good
Just thinking guys...every subscriber aripano akasubscriber kuchannel yaNigel yakanzi The Slick Pastor hamuonewo kuti anosvika mu100 000 within nguva dikidiki. Kungorwadziwa kuti why he has almost half subs neari pano nemanakidziro ake iwayo.
Ehe i once said that too. But it would be effective dai Comic ari aita a campaign to promote Nigel's channel
Bamnini Nijo varamba kuvhiringa munhu anobika nekuda kwavanoita food🤣🤣🤣🤣🤣
First, If you’re a Man City fans , let’s celebrate 🎉 for the Premier League🏆 will we waiting for the champions league,
Kkkkk hanzi nanijo makundiisa mukona
Hanzi mnje maigur mukadaro imi murimi munobika mnje
Hanzi red hona Bha Cha Bha Chaaaa
Kkkkk anzi ndichaita kumba kumwe kwandicharora 🤣🤣
AAA finish
Team ku liker before watching gather here 😜😜
Ngomashi ndango farira jacket rawakapfeka 😂😂😂😂😂 comic #citizens
Sweater ye Man City🤙🏽
Chuza kwacho chuza 😆😆😆😆 comic hanzi chakashata pa red iyo chii
cityyyyy bhora comic
ha kana usingangode red ndiwe unobhadhara kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
You guys are the best
The argument looks so real
Keep it up guys am proud of u
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Kwaaa ahh bva pavwment iyoyo ndovanzwira ngoni day ravachaisa. Bamnin Vakati rega nditize hangu
Nigel now i understand step yako kkk bhutsu idzo
Nigel vane kasoftaz kandoda kkkkkkkk
Kkkkk Inini ndiri munhu wered red 🍒
th-cam.com/video/cGammh4U97k/w-d-xo.html
Ndoapunonzwa rimwe richingoti yeeeloow yeeellowww
God is in control don't forget to pray for you and others.JESUS LOVES US ALL
@Comic Pastor and team imbokandai something munotipedzawo stress yeZimbabwe
Manje mukadaro muriimi mobika 🤣🤣🤣
Chitorai grey kana musingazive zvamunoda🤣🤣🤣
Mukoma Nijo & Commic rambai muchishanda mese .
Kkkkk gamu ndimi matanga makanyanya guys
Undoubtedly the new advertising frontiers
The lady helping dai akwatura Puro naGamu kuti vatambe mushe. Nijo anofadza mubiki 😂. Lol “kumwe kumba kwandicharoora”. Puro ucharohwa naGamu, farisa 😂
Saka nyaya yaKomiki ndeye kuti vanhu vazoti apa ndepedu😂😂😂
Boots ndodzamakatiza nadzo paye comic🤣🤣🤣🤣🔥
Hahahahaha bmnn varamba kuvhiringa munhu anobika😂😂😂😂
Hanzi ...zvagara tiripasi pemadzimai kkkkkk
Unogara wakadai neni awugoni kuti tidai😂😂nice tiles
Kumba kwamucharora🤣🤣🤣🤣bho here apo
Red yanetsa iyi 🤣🤣🤣 kungodai red 🤣🤣🤣 Baminini Nijo vatya kupindira nyaya yacho
Ko nharo dzacho nhaimi😂😂😂😂
Manchester City❤❤😇😇
City ndokt bhora makanyanya
kkkkk ndogocha nani nevanhu vane nharo ivava kkkkkkkk
Smart bow zvekuti team yangu
Comic jacket iro ishowoff here kkkk
Ehee chifinhu wena kkkkkkk
Ndichaizoita kwandicharoora😂😂😂
Ahhhhhh pane anzwa ka kazemboo kaitwa be momz iyo hr🤣🤣🤣🤣
Taura neni zvakanaka
Kana usiri kutora neRed ndiwe unobhadhara
Manje mukadaro murimi mobika kkkk
Gamu naPuro kungopopotedzana nguva dzose Haha haa team munogona zvenyu 🔥🔥🔥👌
Zvakatangira kushamhu dze zim dancehall..😂
Tipeyi hupfu hwa sekuru Puro, white negreen
Dear fellow fans. Let’s gather here and settle it as fans once and for all. Like for Red yacho or comment for Yellow yacho. Zvingatinetse. Let’s go!
th-cam.com/video/qhmMlBM4VRk/w-d-xo.html
Red
th-cam.com/video/cGammh4U97k/w-d-xo.html
yellow :)
Ko Bamnini madirei kuvaisa pa corner 🤣🤣🤣
Kkk kumba kumwe kawucharora
Inini ndichazoitawo kumba kwandicharoora, kwandichawana...kunonzi chi, kubasa😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Vakomana munogona kani
🤣🤣🤣 Mai vatonga
yellow inenge cheese 🧀 finish kkkkk
th-cam.com/video/cGammh4U97k/w-d-xo.html
😃😀😀😀😀Comic heyy! uchazoita kumwe kumba kwaucharoora😃😀
*Tagara tiri pasi pemadzimai* kkkkkkk. Ndiani apanzwawo ipapo kkkkkkkkkkk
Red ingori nhasi😅🔥🔥
Nigel arikuRed side, but hazvitauriki manje. Anorara panze naGulez
CityZens. Man city bho iyo
Kkkkk hanzii kumwe kumba ndokuchapinda red🤣🤣🤣
😂😂😂😂yellow Yellow
Ah red neyellow sure🤣🤣
You guys are too good 😍😍😍😍
kkkk Gamu usanetse murume iwe ah taura zvkanaka kkkk nharo Gamu
gud work guys