Arikuda kutoshanda iwe 24/7 munhu uyu nigel, ndiwe basa rake...LOL... toda kuzosiya how you reconcile because every episode inopera nechimoto chekuti tinotofunga kuti marambana.
U are too much . Mface uyu Nigel uyu anondiita bho kakuzungaira kacho kaanozoita manje if Patricia akupopota kanondipedza kkkkkkkkkkkk lol............... Hanxii ndikuisa effort kkkkkkkk
We apologize for that tech glitch but please don’t forget to subscribe, share & like😊❤️ Your support means a lot 🚀💯🔥
problem Nigel unondishora
Ehe tatofunga maisa mic mubhutsu mazifootsteps ayo tikati pada ndiwo etailoring
Tokuda zvekuti Patsy
Apology accepted!
Nigel Ari bho zvekuti ndiye mkomana ane production
Mpfana waunaye akapenga uyo 🔥. Akashingirira anoenda Kure, arikuzama.
kkkkk yaaa ichokwadii
🤣🤣🤣🤣..Nijo kaa
😂😅
🤣 🤣 🤣 🤣 🤣 True
Lol 😂😂😂
I love the intelligence, creativity and social aspects of their story lines and scripts.
Thank you
🤣🤣🤣iyi relationship iri toxic ,,hanzi usatore relation kunge a profession🙌🙌🙌
But that's true
huya undiperekedze apaaa😂😂 and the man obey,. whatever the argument love will still exist
Mjolo can make anyone obey
Unodeepisa😂😂
love conquers 😂😂
Vanhu vakadayi vanotozosvika pakuroorana vagoita Vana 🤣🤣🤣🤣🤣🤣.
Mmmmm it's very difficult to please a nagging girlfriend. You so amazing, Patricia you are really talented.
Thank you
Ingosiyanai vanhu 2 imi ...pese pamunosangana hazviperi mushe kkkkkk🤣🤣🤣
Hanz endai munoita muri 2 tailoring yacho na Janet wako..Patricia usadaro😂😂😂
Ndi Nigel uyu😂
🤣🤣
Nothing ends well with you 2. Very impressive. Munozogarik mumba imomo
My heart breaks for Patricia. Nigel unomushora zveshuwa. Relationship hailaste iyi
🤣🤣🤣 Inga yaane 7yrs Wani kkk
yatopfura 7years relationship iyoyi mufunge🤣🤣🤣
Atoriko marelationship akadai....it's sad
Ndatotenga data kuti ndiuye pano since WIFI yekubasa yakadhakwa nhasi....much love
Your support means a lot
"Huya undiperekedze uko" 🤣🤣🤣🤣😂🤣😂
These two are good…but Patricia soo kah haunatsiriki kkk😂😂😂😂
😂😂😂😂Haaa i love Patricia 🤣🤣 ehe enda unopiwa kana kuita tailoring yacho na Janet 😂
😅😅😅😅🙌
Ukawana muskana anenge Patricia unenge uripama1.Anenge asinhade kushanda asi achida kungokuvaraidza chete🤣Chasara kuperekedzwa kubasa
😂😂😂😂 this cracked me up 🙌🏾
Saka inini ndini ndoita zve tailoring manje ?
Nijo : Uda kuitei ??😂😂😂
Musikana waNigel ma1 😂
@@patriciaputsayi ma1 zveshuwa anoda zvekuvaraidza mumwe wake
Nijo une rough iri calm😂😂😂
🤣🤣🤣Usatore relationship kuita Profession
you inspire me , am trying to get were you are.Keep pushing guys
Yekusona in Patricias voice kikik
Hnz but zvekusona🤣
And vakadzi sooooka kusatenda kuri matiri ummm huroi chaihwo😂😂😂😂😂
😂😂 uyu anotenda asi Janet arikutsvagei panyaya iyi
@@patriciaputsayi Janet wants to take over your role yekuvaraidza Nigel iwe uchiita zvekusona
Nagging wife is the best. Rambai muchiita muri 2 kudaro and musingaise ma advert tiwanewo one yatopedza tichongoseka pasina ad.
Yeah Nijo for truely speaking you remove all my stresses
🤣🤣🤣🤣🤣 you guys made my day
😂 you’re welcome
Enda wopihwa kana kuti moita tailoring muri 2 na Janet wako kkkkk ndoda zvimwe zviri nani zvekuvaraidza @Patricia
😂😂 nagging girlfriend ma1
"Ukuda zvei?"😂😂Haa u guyss kaa oo🔥🔥🔥🙌🏽
Ko Nigel ukudirei kuita distract munhu life yake yekukuvaraidza nekusona 😂😂🤣🤣
🤣🤣🤣haa relationship iyi atori ma1.Hameno sei yagara nguva yakareba soo.Dai Janet wacho angotorana naNigel tione kuti pangaite Peace here🤣🤣
Problem Nigel unondishora😂
😂 😂 😂 Relationship iyi regai, mukutsvirei ko
Thats your advice?
@@nigelchimutu171 🤣what else can be done?
They r ok ..
Relationship a profession..kkkkk
Aaaah Patricia chitendawo aaaaaah
😂 handina kuramba ko Janet uyu
Arikuda kutoshanda iwe 24/7 munhu uyu nigel, ndiwe basa rake...LOL... toda kuzosiya how you reconcile because every episode inopera nechimoto chekuti tinotofunga kuti marambana.
Ndoda kukuvaraidza😂😅🤣
Nigel usada kuDistractor Pipi life yake😅😅😅nezveTailoring...,,
Nhai nhai😂
😂😂😂😂 relationship iyi bp yega yega
😂comedy chaiyo
Ini zvangu am looking for an actor like sisi Patricia yah tooo good
Hakuna munhu anofunga anoraramira kunovaraidza munhu ... It's that statement for me
😂😅🤣👏😅😂
Hahaha, hanzi hakuna munhu akakwana anoraramira kuita izvozvo , kkkkkkk
Kkkkkk guys nijo na patie uu re so talented guys
Yaaah I know this type of a girlfriend yoooh ungrateful Patricia. On the other side Nigel could have consulted Patricia
Wakanyora form 4 Ka 4, wanyora waita A waisa apa, wanyora waita C woisa apa 😂😂😂 nijero Ka kkkkk
haaaa relationship iyi ka! ma1 ngaipere hayo hakuna musvinhu pa 2 ava
Finishings yacho manje ndoyandipedza😄😄😄
Hanzi hakuna munhu aka kwana anoraramira kudaro Savage
Wairiwana kupi link racho??? Mubvunzo mkuru
U are too much . Mface uyu Nigel uyu anondiita bho kakuzungaira kacho kaanozoita manje if Patricia akupopota kanondipedza kkkkkkkkkkkk lol............... Hanxii ndikuisa effort kkkkkkkk
The end "huya undiperekedze uko" 😃 😀 😄
Kkkkk munhu wako haafungi Nigel
Form 4 wakaita yekunyora ka4🤣🤣🤣🤣🤣
Nijo uripanhamo akapinda mumba ndiye anenge achitonga kkkkkk
Zvaukuta zve life yako zveyi nhayi Patricia
😅🤣🤣🤣 muri vanhu 2 vakatosiyana na Janet!
But Patricia kusona bho wani otosotawo yako Dior
hakuna akakwana anoraramira kufadza mnhu🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Form four wakainyora kafour!
Huya undiperekedze uko aah😮
Kkkkk maqualifications akasiyana lol
Nigel unowanza wangu hakuna munhu anofunga here vakomana musadaro
pagedhe panofanira kuyera true wakanyanya Nijo
Ayewa Patty akashinga kudanana naNijo ndoritori basa chairo shuwa ungati waita effort yekuvaraidza mukomana wako wonzi relationship haisi proffession 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 she aint nagging, Nijo ndiye problem
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 huya undiperekedze . Hahahaha. Patricia so ka.
😂😂
Its kunzwisisa kwaNaijewu for me....
Talk about being close-minded🤦🏾♂️
Pat 😂😂😂😂 ndrikungoda kukuvaraidza 💯💯💯✔️
😂😂 ndozvaanoda izvozvo
Kkkkkk Hakuna munhu akwana anoramira izvozvo 🤣🤣🤣🤣
Haa vaviri ava! It seldom ends well! Haibo
Iwewe form 4 wakatoita yekunyora ka4 😂😂😂
😂
Hanzi wakuita kunge relationship ndo profession
😂😂😂😂😂 nagging yacho yuwi😅
Relationship profession😂
Ukuda zveyi ,zvekundivaraidza?
You Guys you rock the World 🌎
Hanz form 4 wakanyora ka 4 .....rhyme baba boo here nijo
Kkkkk makaita imba munozogarika ere mumba macho
Iwewe Form Fo wakaita yekunyora kaFo..............
Hanzi iwewe wakanyora kaform4 ka 4🤣🤣🤣iwe naJanet makatosiyana.. Janet ane degree.
Kkkkkkkkkk hanzi pagate panofanira kuita mutupo guys
Hanzi zvekundivaraidzaa😂😂😂
Ķkkkkk Patricia ayaya. Nijo apera power 🤣🤣
Ability extension!!!!!!!!!! 😂
😂😂😂 Hanzi ukuda zvei? Zvekundivaraidza
Hahahaha haaa team mondikuvadza hahahaha
Patty 😂😂 unozofungira bigtym 😂😂
🤣🤣😂haaa but Patricia kaaa🔥🔥
Guys mondopedzera data keep it up🤣🤣🙏
😂😂😂😂🙌🏾🙌🏾.
Nygel haagone kutaura nebaby rake bhoo
Kkkkk Nijo tsvaga mumwe girlfriend
Kkk Tailoring ine mari manje ,lkkl usararamire kuvaraidza munhu
Love conquers all
Hah Patricia maone chaiwo apa iye haatozive zvaari kuda kuita
Relationship iyi ndoidawo 😆 🤣 😂
Kaudakuitei kaNigel ndokaonpedza masports
Hanzi Huya undiperekedze🤣🤣🤣🤣
Nigel na patricia kashoma kunzwa vachiwirirana 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
iyi relationship takuzoipindirira manje ipere aah
😂😂😂 rudo rweava rwakasimba kani
Nijo tries all means possible to explain but Patricia akatowana munhu wake zvake waanodirira majecha. Pqmberi nemi
😂
Patricia wakanyanya
Usatore relationship se profession😂😂😂
Uitewo get busy lol