Mari yakarombwa will be a curse in your family. Musachiva zvamusingazive kwazvirubva ... Seek first the Kingdom of God and ALL THESE THINGS WILL BE ADDED TO YOU. THE BLESSINGS OF THE LORD DO NOT ADD ANY SORROW. MAY GOD BLESS AND PROVIDE FOR YOU AND YOUR MOTHER IN THE NAME OF JESUS CHRIST ❣️
Ska why kutaura pa page during Felistas wedding godho rako rakanyanya if Java vasiko waizvokumbira kuna ani, ma Zimbabweans mu chaurawa nekudha kupiwa zvinhu zvemahara shanda usiyane ne zvipo zvaliwa Feli Stas
I head Kuti vakazorambana here vanhu awa vanhu musatambe neupenyu kudai chiii chakaitika after spending all this money mambounganidza vanhu kudai be serious guys dzimba idzi kutoshinga kunyanyangwe kukauya zvakadiii
Big Congrats to the Maphosa’s, ndirikufara ini💃🏼💃🏼💃🏼💃🏼💃🏼
Zvinodadisa izvi ,lm happy for you guys
Congratulations Felistas and Tinashe
Towers arikudya chete 😂😂😂😂
Congratulations
Makorokoto Mura 💟
Towerz kudya kunge munhu ane mazuva asina kudya kumba 😂😂😂😂😂😂😂😂 iko kutsenga kwacho ungati kakitsi nyana chaiko
Uuuuummm towers anokara vakomana kamudyiro kaari kuita apo huh maone kkkkkk
Towers arikungo budikira kkkk
nevest😅
I'm happy for you
Ko mhosva aripikowo
Uninvited guest 😒
Hahah..dj dowers😂😂
Kouyo anevest hanzii nhai
😭😭😭😭I wish passion Java could give me a dollar only nditengerewo Mai Vangu hupfu kumusha uko
Mari yakarombwa will be a curse in your family.
Musachiva zvamusingazive kwazvirubva ...
Seek first the Kingdom of God and ALL THESE THINGS WILL BE ADDED TO YOU.
THE BLESSINGS OF THE LORD DO NOT ADD ANY SORROW.
MAY GOD BLESS AND PROVIDE FOR YOU AND YOUR MOTHER IN THE NAME OF JESUS CHRIST ❣️
@@watchmenonthewallzimprayer8218
Amen
mari aikumbirwe munhu wena
Ko ndambokumbira Imi here Mari yacho Imi
Ska why kutaura pa page during Felistas wedding godho rako rakanyanya if Java vasiko waizvokumbira kuna ani, ma Zimbabweans mu chaurawa nekudha kupiwa zvinhu zvemahara shanda usiyane ne zvipo zvaliwa Feli Stas
Tawaz rinongofunga kudya bharanzi
Kkkkkkk kuchakunya food
Kkkkkkkkk musiyei adye
KKKK
Mafirita aripiko nhasi ndikungoona vanhu vatema
😂😂😂😂😂 wandispaka
KKKKKK ATAURAI HENYU KK
Amen
👏👏👏✅🇿🇼
Lies lies lies why he didn’t count it
I head Kuti vakazorambana here vanhu awa vanhu musatambe neupenyu kudai chiii chakaitika after spending all this money mambounganidza vanhu kudai be serious guys dzimba idzi kutoshinga kunyanyangwe kukauya zvakadiii
Kkkkkk shm
towers kkkkkkkk
Kouyo anevest hanzii nhai