ini ndine problem 1 nemi ma reporters koitaika kuti tinzwe iye achitaura ega semaudziro aakuitai imi muchi record musanyepera vanhu imi tiri kuku zivai pamumire murivanani mobvepi
H .C AND I .M form your part and do exactly what you want CHAMISA TO DO. LEAVE CHAMISA TO DO WHAT HE WANTS TO DO. Muri varumewo vanhi. Put it into practice, your thoughts. GODISINIT. MUCHANYARA.
Chamisa haasi mutungamiriri webaro rinopikisa handiti wabuda hr clueles guy uyo
Viva chamisa amandla ngawethu no turning back
We stand by you President Advocate Nelson Chamisa where ever you go we will go. God is in it
l will stand with you forever Mr President
Makabvira kare muchingoti ngaapinde hake mukomana zanu pf ichingotonga chizikanwa nachamisa hapana ,heeeee paSadc tinoratidzira muchironga kuuta noise hoyo munangagwa pfeeee Sadac chair makangotarira nyika ndeyeropa iyi tinehama dzakarara musango vachifira rusununguko nhc munoparidza nhema kumaBoss enyu America
❤
Will stand by you Advocate Chamisa.
Mwari ndiye mubaysiri wedu.
mwari vanobatsira anozvibatsira hakuna chinouya wakagara wangu unga tsanya ukanamata sei uchida mari asi ukasashanda mwari vanongotarisa wo
ini ndine problem 1 nemi ma reporters koitaika kuti tinzwe iye achitaura ega semaudziro aakuitai imi muchi record musanyepera vanhu imi tiri kuku zivai pamumire murivanani mobvepi
Nhayi Amana, saka avhura jombe here or angotaura. ndoProblem ine vanhu Ava
Ipapa inema dzega zvako kkkkkk vanhu Havana kukwana
Chamisa ngaasiyane nazvo aita muduku taneta nezvivimbiso zvake newe ahuna zvairikutaura
Trust the process God is in it
Kkkkkk muchanyarara henyu
Too soft zvepolitics izvi haazvikwanisi.Atosiyana naanaMalema mapoliticians
Hombe yacho ndeipi
Ummm guys zanu ikungo Tonga muchiwukura
Munopedzera vanhu data nenhema dzenyu idzi
Chamisa is right moda kumuita mubikira, kana zvarema avharirwa monyarara futi
Taurai zvenyu nhaimi... Vanhu vakaoma kuda kusaidziravvamwe😳🙄
Saka hangatumgamiri kana achitya nyika Inoda kushinga do or die kwete gwara seriri
Hauna hakj nyaya inobatika yawauya nayo wangu kuvhura hombe ndokudii
Taura hako iye ndiye arikutomuvhurira hombe kkkkk
God is in it❤
H .C AND I .M form your part and do exactly what you want CHAMISA TO DO. LEAVE CHAMISA TO DO WHAT HE WANTS TO DO. Muri varumewo vanhi. Put it into practice, your thoughts. GODISINIT. MUCHANYARA.
Nyika hairwirwi nemunhu 1 i
Anonyepa Chamisa no plan
Hapana nyaya apo Chamisa akatorohwa nemutoriro karekare
Kure todachamisa
Chamisa ndiye mutungamiriri wakabva kunamwari
Toto muda zvekudaro chamisa our president
Ndewekumama uyo vanhu varikufira mujeri aripo haana help dai tsangirai zvainenane uyu ndeweZanu
Nelson Chamisa god is in it ❤
Very poor journalism!
This guy nditonho chaiye
Kuvhura hombe kwake kuenda Kuma gatherings ezanu pf kunenge kunana mutsvangwa😂😂😂😂😂😂
Miss leading content title
Kubva karesa before ma votes muchingoti chamisa ane plan ipi isingabude
Chamisa achayi tonga chete Zimbabwe ndokuhudzai imi vavengi
I PETER 4 V 14. PRESIDENT CHAMISA DON'T BE DISCOURAGED BY THESE TALKATIVE MEN..
Munonyepesa imi vatori venhau
#Godisinit
Chamisa ndomira naye
Only chamisa❤
Yes 🕺🕺
Avimbisa but haana kuvhura. Hombe yaavhura ndeyipi apa
saka ndohombe yekwenyu iyi
Journalism yenyu iyi. 😂 He promised to not yet done it
Paakabvira kuvhura hombe ndirinhi chamisa kadofo warume kubva rinhi kusvikarinhi itaiwo sevanhu vanepfungwa ndidzo imbwa dzakanzi navamunangagwa dzinongo hukura isutichienda mberi , chamisa hachisi chinhu muzimbabwe guys
Murume uyu please musiyei akadaro arikuziva zvaari kuronga
Chamisa chete chete
Mukomana tomuda ngapinde
Pinda zvako mukomana
in another words, you are not saying anything
Murume uyu please musiyei akadaro arikuziva zvaari kuronga
Makore mangani achironga tatomirira 2028