NDA DAKWA NDA KA DAKWA NE MWEYA MWEYA MUTSVENE KWETE NE HWA-HWA IRO DORO(DHORO) MWAKA UNO GORE RINO NDI RI PA MWEYA NDA DAKWA NE MWEYA IHOUHWEREWE IHOUHWEREWE IHOUHWEREWE IWOUHWEREWE NDA DAKWA NE MWEYA NDA DAKWA NE MWEYA AIAIWEREHO AIAIWEREHO AMEN.
MUDZIMU JIMUNKURU HAJI NKALALANGE ANO KADA MUSEVE WAKE A CHI BAYA MHANDU DZEDU IYE MPOSI WA MISEVHE YA U VHULAYA MASWINA MANAVHA AWE NA VHANA VHAWE ARONGODI ATHI EDELI VHUSIKU NA MASIARI A THI NETI U LAVJELESA VHANGA VHANA SHANGO LOTHE DZHANGO LOTHE DZIKO LOTHE DJANGO LOTHE LOTHE AMEN ALLELUIA KHA VHA RENDWE AMEN.
HADZIMBAMBO MUDZIMU MUKURU HAJI MPOSI SADIKI MAKANGWA NE DORO (DHORO) FETHI MAFHUTHA MWARI MUKURU CHIPEMBERE CHE SANGO MAPUNGU MAPUNGUBWE AUYA A DZOKA KWA KU MUSHAWAKE MUKURU KWA NYAHANGA MWANA WAKE MUCHECHECHE MUMWE CHETE CHETE NHERERA YA MUARI MUANA WAKE EGA-EGA MURANDAVAMWE MURONDAVAMWE IYE MAMBO YESU MUTUNGAMIRI WEDU CHANGAMIRE MUKURU ANO TONGA DENGA NE PASI RINO AMEN.
We need to revive the our traditional music this is the best ever
Yes im with you
Its a an underrated under-utilised part of Zimbabwe tourism.
Something was stirred deep down and I felt at home. I long for my people. Now modernity has washed our ways away.
My heart will always beat to an African drum...
If your music remains this way without politics, you can grow even more bigger musically.
Makaurairwa music neZanu bambo mungadai muri mhiri nawo mangoma ayo
Tambaoga and Soul jah love collabo, zvinogona kubuda🤔
Tambaoga ane sound yakapenga!
THIS WILL NEVER GET PHASED OUT
Mudzimu ndiringeiwo..murinde vana vangu woo ...pese pandinofamba mudzimu ndiringeiwo😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍
My favorite, could not find it anywhere uploaded though.
Quality music, good art. Export sound. 🔥🔥🔥
VANHU VAKURU VAPINDIRA ..INZWA MUTINHIMIRA WEMUMHANZI..!!!
th-cam.com/video/DNvuQmbiU5E/w-d-xo.html
😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍😍please bring this guy more his music is good
NDA DAKWA NDA KA DAKWA NE MWEYA MWEYA MUTSVENE KWETE NE HWA-HWA IRO DORO(DHORO) MWAKA UNO GORE RINO NDI RI PA MWEYA NDA DAKWA NE MWEYA IHOUHWEREWE IHOUHWEREWE IHOUHWEREWE IWOUHWEREWE NDA DAKWA NE MWEYA NDA DAKWA NE MWEYA AIAIWEREHO AIAIWEREHO AMEN.
What a performance… can I have Tambaoga’s number
If u were focused dai u are now closer to Mukanya.Anyway good music Mukoma
anoziva anoziva anoziva anoziva anoziva
Pure traditional music ...good music Tambooga n team
JHARU MIKARANGA JARU MUKARANGA JARI MUKARANGA MUDZIMU WA MAI WA UYA MUDZIMU MUKURU HAJI HADZIMAMBO NE TWANA TWAKE MBUYA NE HADANDA DZAKE DZOSE AMEN.
Respect elder Tambaoga
varume Zim Dancehall ngaichimbo mira kurira ava vanogona ava zvitateguru zvekugona ndapota. maivepi nguva yese iyi nhai vaTambaoga
This remains undefeated.
Good music
MUDZIMU JIMUNKURU HAJI NKALALANGE ANO KADA MUSEVE WAKE A CHI BAYA MHANDU DZEDU IYE MPOSI WA MISEVHE YA U VHULAYA MASWINA MANAVHA AWE NA VHANA VHAWE ARONGODI ATHI EDELI VHUSIKU NA MASIARI A THI NETI U LAVJELESA VHANGA VHANA SHANGO LOTHE DZHANGO LOTHE DZIKO LOTHE DJANGO LOTHE LOTHE AMEN ALLELUIA KHA VHA RENDWE AMEN.
1800 that beat eishhhh
The great Zimbabwean kings
Love this music. Keep on Tambaoga
loving the sound big tym
What a great perfomance😍😍😍
Ndipapoooo chaipo askru ...
Authentic!!!!💯
This is an authentic Zim sound.
Haa tambaoga chibaaa
Mudzimu ndinngareeeee hamuuiteeee mogna mkru love u posepandinoshandaaaa
Ndipo hombarume rambai makadaro
Good music... 🔥🔥
first song ndoiwana kupiko amanawe yandinaka wena ummmmmmmmm
Ka beat keramambai makashinga kari kunzwika... Gud music inoda kupinda mustudio ibikwe.... Mukanya Thomas mapfumo vakasvika kure netype yemusic iyi... Marambai makashinga mutipe album...
nash tv takuda mukuru wambodzoka awa
HADZIMBAMBO MUDZIMU MUKURU HAJI MPOSI SADIKI MAKANGWA NE DORO (DHORO) FETHI MAFHUTHA MWARI MUKURU CHIPEMBERE CHE SANGO MAPUNGU MAPUNGUBWE AUYA A DZOKA KWA KU MUSHAWAKE MUKURU KWA NYAHANGA MWANA WAKE MUCHECHECHE MUMWE CHETE CHETE NHERERA YA MUARI MUANA WAKE EGA-EGA MURANDAVAMWE MURONDAVAMWE IYE MAMBO YESU MUTUNGAMIRI WEDU CHANGAMIRE MUKURU ANO TONGA DENGA NE PASI RINO AMEN.
Tambaoga vanogona
tambaoga akaipaaaaa
Is he our tambaoga watinoziva here now wakuita zvembira
Chakaipa chiTambaoga chibaba
Great show. 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾🔥🔥🔥🔥
Tuneeeee
Hekani!!!
Nice music
Nice one Tambah
Shugheta next time kana uchida kusimbisa munhu usatange wadzikusira vamwee , ko kuzoti kugara pa Chamber ndookuti zviite sei, kwese kungwavha wanni
Majive chete here haa Mbira kuseri
🔥🔥🔥🔥
Shumba vanozvigonera avoo,vafana vezim danc apa vachepa.iyi yavamusic kwayo
shugeta chakagona entrance
Ayewa machena shumba munodadisa
Hahaha ngoma ndikunaka idzi
Solid sound. The voice and basss
What is the name of the traditional band?
Ma ads akuwandisa
Maadverts ayo haana mwari mukati
Nashtv ummm ma advertisement payoutube matiuraya iiiiiii it's too much musadaro veduwe
I have a ad blocker installed it was getting out of hand !!
👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻
#BlackPeople
👏👏👏👏
Ane mota here tambaoga
Ane Mota kumagaro 🤣🤣🤣
He is definitely not here to present what he has but to present what he can do
@@josephmutodza9455 Maybe he's willing to sponsor if he doesn't have
Tambaoga doesnt give good memories when i hear him
Iwe unopenga iwe
you are mad. saka ukuda kundiudza kut hauzie the way politics works. vanomanikidzwa ma artists kut varidze zvinoda a political party
Ane kahu Chinx mukati
Shuwa taneta nawo maval
Shumba munodadisa
Nehanda day torida
Mahwambi
Kuseri.
Ko shugeta zi dress iro anonzwa kudii naro kkkkkk
Mumoslem😃😃😃😃
@@chidochibaya5203 kkkkkk but romufita big time
Advert :(
Takazoti nyaya yake yapera er
anoita nezveiko uyu
indeed you are from young Generation
🤣🤣🤣🤣🤣
is he that guy who sang that very boring song Blair Toilet wat wat .....haa paya wakairasa bhururu wangu
Unonyadzisa
th-cam.com/video/DNvuQmbiU5E/w-d-xo.html maaaaaaaad
Tinoziva mbira dzenharira kwete tamba moga
The Blair that I know is a toilet. If you know you know