By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Channel yenyu iri bhoo asi quit interrupting content ne flyer renyu. We support you by suffering youtube adverts imimi mukawanzawo enyu it is annoying. Itayi zvinoita anaKaranganda vanozvishambadza at the start of the clip chete.
The fact yekuti mkadzi akatohura she didn’t deserve the sharing of property, aifanira kungoita pack n go now akugara nemumwe murume pamba pemumwe murume
combination yechihure, chitsotsi nekunyeba pamunhu one is very bad, imba, mota and other valuable things wakapuwa iwe wakahura woramba nesora, Tv nehembe 3 dzawakapa chikomba
But mzviona here zvandaona mukadzi uyu neche mumoyo akudemba kuputsa imba ine murume chaiye achiyenda kune vemutoriro munhu akakwana unga pfeka hembe dzeumwe murume
Izvi zvinamakuva zvava kuitwa ,udyire bodo .chikomba chakaputsa imba yavaviri ava .how come kuti chikomba chirikutopfeka nhumbi dza Ex womukadzi. Kana zvanetsa ex ngaaende kumatare ana Tateguru chokwadi chibude.munhu ayifanira kubuda honye zuva roga roga.
Mukadzi uyu anomboziva hr kt murume uyu akafa vaine mbatya dzake ingozi
This woman is a criminal and wizard!
Channel yenyu iri bhoo asi quit interrupting content ne flyer renyu. We support you by suffering youtube adverts imimi mukawanzawo enyu it is annoying. Itayi zvinoita anaKaranganda vanozvishambadza at the start of the clip chete.
After she benefited so much mkadzi uyu nababa vake imhata dzevanhu
Baba varikungokwaniswawo panyaya dzavasingazive
Wataura randange ndichida kutaura chairo chirema chimukadzi ko murume wa Tete vacho waakatora ndeupi ndiye ari pakati here uyo kadhara uyo
No haapo apo. Uyo mushandi wemudare@@pellagiamukora426
The fact yekuti mkadzi akatohura she didn’t deserve the sharing of property, aifanira kungoita pack n go now akugara nemumwe murume pamba pemumwe murume
Kuhura hakutadzise kupihwa zvawakashanda
Nomsa abva apindura hake akamirira bato rechihure😂😂😂
nooo.zvechihure hazvinei nezvinhu zvaakashanda
Mahure
Mahure
Baba ava vari kutofukidzira ngozi mumusha mavo, ingozi iyi murume uyu akafa zvinhu zvake asina kuzvipiwa
Dofo rababa
Varume ngatingwarei, chero vana vedu ngativadzidzisei. Zvinopera zvekuitiswa
Imi atezvara mukwane imi , apa hapadii imi panoda hama dzemurume kwete imi Tezvara .
Mukadzi akuzvidemba kusiya imba yaiva nehuchi nemukaka.
Chikomba chirikuparadza zvinhu zvese zvakashandwa nemurume uyo
Mukadzi uyu ummmm???? This guy is believable. Dare rawona chaiko!
Mukadzi uyo ihure, akaendesa muroora wangu, uri mbwaaaa,hure remunhu
Ende murume anga ashanda uyu shame mukadzi imbwa uyu
Magariro atete ndeekutoti hapana zvamunondiita mese vanehana yakasimba
Nyaya idzi dzakumbohwa kuona nekuti hadzina magumo vazhinji kacho.
Was the gvt supposed to assist in that regard; for what reason, was she a gvt employee, who was there on gvt assignment or what?
Zihure remukadzi nxaa zidodi imbwa chaiyo
Huchenjeri hwenhema hauna kwaunosvika nahwo, and baba vake ivavo vachazouyawo pano vachichema.
Murume akatoro stand .zvinhu zvakaenderana if you calculate stand ne kuvakwa kwayo murume aka hwina
Vanhuwe panogovanwa zvinhu handiti vanhu vanobvumirana here zvinhu zvavainazvo
😢mukadzi Uyo ngaape munhu zvinhu zvake
Paya pamunonzwa kuchinzi murume atena mukadzi nedemo akazvipfuudzawo ndozvimwe zvacho izvi.vakadzi itai mushe
Tete ndo vakatotorera Muzkuru murume yooooo zvakaoma
@Judith Gutu @Miriam Chinzewe hama dzenyu Sora😂😂😂
combination yechihure, chitsotsi nekunyeba pamunhu one is very bad, imba, mota and other valuable things wakapuwa iwe wakahura woramba nesora, Tv nehembe 3 dzawakapa chikomba
it's a deadly combination 😂😂😂😂😂
Ndozvinoita white wedding unosara uri pajecha .
Kamukadzi aka kahure kuhura nemukwasha ziduzvi remunhu kuputsa musha mavaka matotenga mota uribenzi remukadzi
Tinoda part 2 yenyaya iyi Mkoma Robie
But mzviona here zvandaona mukadzi uyu neche mumoyo akudemba kuputsa imba ine murume chaiye achiyenda kune vemutoriro munhu akakwana unga pfeka hembe dzeumwe murume
Mkadzi akachenjeresa uyu uyezve itsotsi
Mainini satan haakupei nhema drake mahara muchakohwa henyu inguva chete , mune hutsinye
Hembe netv neradio zvacho zvakambosara seiko pakutanga ko zvamakaita share paine mawitness wani,hembe dzako pihwa
Mkadzi akacheresa uyu iyezve itsotsi
Ini ndirimukadzi asi vakadzi seiko kudero.varume kwavo vanosangana nevakadzi maguruvhani yoooo
Eminye imishado iyadanisa zihlobo UCC engayenzi so pliz Yoo l feel sorry sorry really
Mukadzi idofo uyo 😮 nababa vake wese
I hure xàaa
Baba musafarire mwana achipamba zvinhu zvemunhu ingozi mumusha
Iye murume arikugarwa naye iduzvi
Baba vemukadzi kusanyara kuuira kudare munhu akadai chapa yemunhu satan
Kutora murume watete kusanzwa tsitsi hachina Moyo satan
Mukadzi uyu anoziva kwavakasiya zvinhu
Batai--hureiro---murove
Mukadzi uyu ngaadzosere zvinhu zvemurume demit
Mukadzi uyu i. Uyu
Toda part 2
Ka mai aka katsotsi kakachenjeresa
Sora sora abhiyanguwe irikudiwa
Dhoti remukadzi iri makaro vakadzi why so?
Mombe yakakosha mhoti
Ummm chihure chacho ndechemhando yepamusoro chinopamba fut
Nyaya dzacho zvinonyadzisa
Demon chairo
Mukadzi itsotsi
Mukadzi uyu haana kuperera aitora
Shame i feel sorry for the husband..he married BHISHU rine chitsotsi😢
Mambo could yu ask them to paint them wall s very dirty and thet kawoman nasty 😂😂😂😂😂😂😂
Chimkadzi ichi chimuroi chaicho
Mai vakangwarisa ava
Baba vatozviona kuti hure rangu ibenzi chairo
Pfeee
Mukadzi uyo itsotsi ahaskuda nezvinhu kashit kemunhu
Amai ava vane utsotsi huripachena
Dofo remukadzi
Hure remukadzi kusiya murume wako uchitora murume wemuzukuru tete muri satan
Pakaipa
Picture quality not good at all
Hoyo
Izvi zvinamakuva zvava kuitwa ,udyire bodo .chikomba chakaputsa imba yavaviri ava .how come kuti chikomba chirikutopfeka nhumbi dza Ex womukadzi. Kana zvanetsa ex ngaaende kumatare ana Tateguru chokwadi chibude.munhu ayifanira kubuda honye zuva roga roga.
Ava mai vanomara shame
Ivo vanhu kana varambana vasheyana zvinhu zvakasarireiko zvinhu zvacho vakagona kutora mombe vachitadza kukwira pamusoro peimba kutora solar seyi
Iwe solar inoiswa pa stand igobatwa nema brackets imba inoda ladder kukwira nd dzinopwanyika easy so unofananidza nemombe inofamba semunhu,
@@martinmusira7990 saka kukwira pamusoro peimba nekubvisa solar kungada mazuva mangani