ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Ini ndineshamwari yangu since 1996 when we were in form akatoendesa mwana wangu kunoita course yemachenicas she helped me a lot when I went through a lot
God bless you ❤
Amai ndinokomborerwa ini nguva dzose nedzidziso dzehwupenyu ..pose pamunovhura muromo wenyu kutaura shoko rake kana kudzidzisa chaiko...You are God's vessel. Thank you, mama..
Amen and Amen ...tamba wega ..kuchurch kune vamwe vanhu vakaipa mwoyo vanoshandiswa nadevil vanenge vatori vana vasatan chaiye ..tamba wega upenyu hunofamba zvakanaka... Thank you mhamha 😊
Tambawoga mwanangu kkkk thank you mama ndabatsirika
Thank you ..mataura chokwadi..kutamba wega ndiko...tinosangana kuchechi kunonamata..Amen..
Amen and amenNdirikutamba ndega zvanguZveshamwari izvi mama fake fake vanhu Kwese kwese
Amen shamwari yangu ndiJesu iyezvino
Inn zvngu kubv ndr mudiki ndotamb ndega hndd zveshmwari izvi
Ndabatsirika sham
Taurai mama ini ndotamba nevana vangu
Aaaa mama shamwari idzi aaaa ndasimudza maoko,ini mwana wangu akarambaniswa neshamwari yandaiti ishamwari zvekuti nanhasi mwana haasati haasati aroora .Handiite futi shamwari mama .Yakaita jealous
Amen powerful 🔥🔥🔥
Mazvita mhama tadzidza
Chokwadi ,thank you mama
Shamwari chaiyo haikuiti muranda
Dhangie mother ane nzeve anzwa, dzimwe dhamwari dzine jealous , dzinoda kuona uchingo kanga waya badzi,.ukangoita chakanaka havade zvachose
Mazvita amai. Ini ndakatungamira kunochema amai vangu from Harare to Masvingo, shamwari ikatevera nemurume wangu, hah, yakaita honeymoon yavo, vairara ku motel ini ndichiungudza kuchema amai vangu. Aoa mukadzi wacho anozviti pastor!! Hah!!!
Im really sorry my sister its painful bt God will fight for u
Mazvita nedzidziso mashoko makukutu itirwai zvakanaka nashe
Hiè mummy
Hie mum
Shamwari 🚮
Ini ndineshamwari yangu since 1996 when we were in form akatoendesa mwana wangu kunoita course yemachenicas she helped me a lot when I went through a lot
God bless you ❤
Amai ndinokomborerwa ini nguva dzose nedzidziso dzehwupenyu ..pose pamunovhura muromo wenyu kutaura shoko rake kana kudzidzisa chaiko...You are God's vessel. Thank you, mama..
Amen and Amen ...tamba wega ..kuchurch kune vamwe vanhu vakaipa mwoyo vanoshandiswa nadevil vanenge vatori vana vasatan chaiye ..tamba wega upenyu hunofamba zvakanaka... Thank you mhamha 😊
Tambawoga mwanangu kkkk thank you mama ndabatsirika
Thank you ..mataura chokwadi..kutamba wega ndiko...tinosangana kuchechi kunonamata..Amen..
Amen and amen
Ndirikutamba ndega zvangu
Zveshamwari izvi mama fake fake vanhu Kwese kwese