chero mukati anotaurisa mukadzi uyo but shes a fighter she has gone through a lot and still fighting despite all the obstacles. big up my sister rambai makashinga
@@christinemuchira2426 she said a lot, we know they sell coal to ekhruleni in SA and mapayment dates zvese bvuu, kana maysotsi acho angarega here kuvatargeta. My comment isnt hate, I am actually saddened by what they are going through but mainini varikuwanza madetails
Murume akachekereswa na baba vake it’s very sad Mukombere Wachovia is jealous zvisingaite. Ndavafarira iye nemukadzi wake vanhu vane rudo nehama but unfortunately hazvisi kushanda. I pray for them to continue working hard huroyi huchapera. Uyuwo uyu anodanana nemukadzi wemunhu waakambo danana naye kare haanyare . Uyu murume Ane chihure chinenge cha King Charles na Camilla mukadzi wake atove ne BP chasara kuseterwa mu Tunnel Paparatsi yomupedzisa ivo votorana vogara vese. Ngatongwara aterere Queen Tilda na Prince Choga. Murume wake anonyepa and zviri pachena kuti havana kurambana.
Can do pv swabs to identify type of bacteria flora ,urinalysis also helps and also can be allergy to underwear and type of sanitary towels as Dr has said and soap you bathe with Good luck
Mai take of amai vanoti murume akachekereswa- it’s wise for wife to stay out of issues of man and his father. Amai kungwarisa kwenyu handina chiedza navo. Muri Kuendera murume Mbeki and muri kuda kutonga musha wevanhu. Mune dzungu and I hope you will not destroy your husband in the process. Baba be careful- about cutting ties with your family being led by your wife.
First caller if you wear G-string maybe stop, it's a conveyor belt of bacteria as well grow older we are more vulnerable to disease. Or mukurara usati wanyatso tota so wakutsemukira so use lube. Kwakungo funga hangu, hameno, pamwe pap smear will resolve
Nhai zvako . Ivo Dr Choga varikupedzerei nguva vachitsanangura , after all he is not an expert in that field.It’s no time to show people what little you know , just tell the caller to go to the experts , period . You can’t help them by just talking
chero mukati anotaurisa mukadzi uyo but shes a fighter she has gone through a lot and still fighting despite all the obstacles. big up my sister rambai makashinga
Coal company l love the couple God help them to overcome this curse
Nyamavhuvhu ndiAugust zveshuwa ndiwo mwedzi wandakvarwa 31/08/2000
Ndira ,kukadzi ,kurume,kubvumbi,chivabvu,chikumi,chikunguru,nyamavhuvhu,gunyana,gumiguru ,mbudzi, zvita ndiyo mwedzi yegore😀🎤🎤 taiimba kucrech
Ko mbudzi
Ko mbudzi
@@waltermurindagomp4350Mbudzi is November
Same as me 31.08.1997
@@waltermurindagomp4350ndo November
Thanks for the program🎉
Problem mai vematrucks you seem to tell people you are making so much money … haasi wese even Hama are happy for your success
Haisi iyo nyaya hombe ndeya baba vaka sacrificer mwanakomana wavo before aroora mukdzi before vasati vatanga kuita mari
Vanovaudzira kupi ivo vasingadiwe nyaya iri pana baba
Mainini vematruck avo munonyanya dzungu takutoziva panopinda mapayments enyu isuwo tiri pasocial media, express ypur problem usina kupa madetails ndosaka urikurobbwa. Be a wise woman.
True but do u know her and do u know where she is? 😂 ayas
@@christinemuchira2426 she said a lot, we know they sell coal to ekhruleni in SA and mapayment dates zvese bvuu, kana maysotsi acho angarega here kuvatargeta. My comment isnt hate, I am actually saddened by what they are going through but mainini varikuwanza madetails
@@christinemuchira2426😂😂😂 taura hako .
@@christinemuchira2426nhy zveny
Vambotaura xita ravo nekwavanogara hre or imi mutoriwo mbavha zvayo iripano 😅
Dr Choga you are a walking encoclypedia. Your knowledge in health matters impresses me but I’m glad you still tell people to go to the drs to be sure
Murume akachekereswa na baba vake it’s very sad Mukombere Wachovia is jealous zvisingaite. Ndavafarira iye nemukadzi wake vanhu vane rudo nehama but unfortunately hazvisi kushanda. I pray for them to continue working hard huroyi huchapera.
Uyuwo uyu anodanana nemukadzi wemunhu waakambo danana naye kare haanyare . Uyu murume Ane chihure chinenge cha King Charles na Camilla mukadzi wake atove ne BP chasara kuseterwa mu Tunnel Paparatsi yomupedzisa ivo votorana vogara vese. Ngatongwara aterere Queen Tilda na Prince Choga. Murume wake anonyepa and zviri pachena kuti havana kurambana.
Caller wekutanga ngaano testwa sugar
Can do pv swabs to identify type of bacteria flora ,urinalysis also helps and also can be allergy to underwear and type of sanitary towels as Dr has said and soap you bathe with
Good luck
June ndi chikumi then July ndi Chikunguru , August ndiye Nyamavhuvhu
then panyaya yemai ane murume aka sekrifazwa nababa vake uyo sekuona kwangu regererai vabereki ava atori neProblem ndimkoma wemurume venyu uyo
mungataure kt hataigona kumusungisa coz zvaizokonzeresa , pane kukonzeresa kupfuura zvinopfuura zvaarikutoita here zvekutamba nekutamba nehupenyu hwemurume venyu ??
sungisai bamukuru uyo full stop!!
Tete chingobvumai to be corrected pa mwedzi apo pliz, kudzidza hakuperi
Ndira
Kukadzi
Kurume
Kubvumbi
Chivabvu
Chikumi
Chikunguru
Nyamavhuvhu
Gunyana
Gumiguru
Mbudzi
Zvita
Who doesn’t know kuti Nyamavhuvhu it’s August?
2nd caller kunamata ndiko kunotodiwa neky Mwari vanokudai haisi nyore munhu kupfvuurwa mumusoro achirarama. Aiwa tendai Mwari amainini anokudai zvokwadi, asi hama dzemurume Dzakaoma hazvo asi zuva rimwe Mwari vachapindura zvavo bbmukuru vacharangwa zuva rimwe chete zvaro.
Dai zvaibvira vabva pamba pavari ipapo vonotsvaga kumwe kusiri kwavari zvese nepavanoshandira vonotanga humwe upenyu kusina hama idzi 😢😢 imba ngaitengeswe votenfa imwe
Tete nadoc murisei .August ndi Nyamavhuvhu mwedzi wemhepo zve
Chikumi chikunguru nyamavhuvhu
Kunerimwe side muroora une problem newewo unotaurisa murume wako akashinga 😅😅
Haunyepi Ari too controlling mukadzi uyu
@@GodfryChibayavery true, murume wacho kunge chi toy
Haunyebi anotaurisa zvekuti 😅
June is Chikumi, June is Chikunguru, August is Nyamavhuvhu
Spiritual war is real
Saka matoramba ne Domestos nhai Tete?
❤Tete venyika
Tete ka August ndi Nyamavhuvhu
Number 3 ley yiteam yento Zonke ubaba lowu lomakhelwan Zamani ukuhlonipha omunye umfaz coz USIS umehlise isithunz
Umm amai vamatruck vanotaurisa and kuzvida
Mai take of amai vanoti murume akachekereswa- it’s wise for wife to stay out of issues of man and his father. Amai kungwarisa kwenyu handina chiedza navo. Muri Kuendera murume Mbeki and muri kuda kutonga musha wevanhu. Mune dzungu and I hope you will not destroy your husband in the process. Baba be careful- about cutting ties with your family being led by your wife.
Hauna nyaya iwe
July ndi chikunguru
Chikunguru ndiye wamurikujamba
Amainini vemabhizimusi avo she's just pompous, vanoda kubatwa mumusoro kwete kubatwa musoro, problem yavo ndeye mumhuri yemurume wavo, vanofanirwa kugara pasi nemhuri yavo
Vanotaurisa havo mainini, nyamavhuvhu chaiyo😂
Full of herself
Wat time is this program live ?
10am Saturday
@@SenzeniGanyani thanx dear
First caller if you wear G-string maybe stop, it's a conveyor belt of bacteria as well grow older we are more vulnerable to disease. Or mukurara usati wanyatso tota so wakutsemukira so use lube. Kwakungo funga hangu, hameno, pamwe pap smear will resolve
Imi vesiki murikuti westira nguva yechirongwa. Ini ndarohwa nemurume stereki ndirikushaya mukana wekupinda pachirongwa nekuda kwenyu vezvirwere. Endai kuchipatara mhani
Nhai zvako . Ivo Dr Choga varikupedzerei nguva vachitsanangura , after all he is not an expert in that field.It’s no time to show people what little you know , just tell the caller to go to the experts , period . You can’t help them by just talking
😂😂😂
Siyazve murume wacho
July is chikunguru Tete
Doc naTete mandisetsa😅😅😅❤
Ndira kukadzi kurume kubvumbi chivabvu chikunguru nyamavuvu gunyana gumiguru mbudzi zita hameno ndangodzwa vaidzidza shona an mna nglindex 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mamuchisiya chikunguru
June ndichikumi
Mainini nemurume aka secrefiswa vanema trucks nezwese .....Amuna kuromba here ?
😅aaah Nency kaa,,,,asi mainini andisi kuvachenesa too much yep yep
@gracekhoza5289 kkkkkk yep ..that's right
Chikumi and chikunguru it's jube and July
Poor mazvarira vaakutonyimwa mare😂
Ngavaede kunasekuru Kanengo vanobatsirwe
Hamurevesi!
Nyamavhuvhu ndizvozvo tete 😂😂😂😂😂
The first caller, have both you and your husband tested for DIABETES.
Cc lobhud u cesari akubuyele
chikumi na chikunguru
tinotenda nechirongwa
Murume wekuitwa sacrifice uyo... be a man.
Sàlibonan lonke badala ngilithanda lonke sorry cc ku second 😈👿👿👿👿👿
Yikho sithalinda tete nababa
Muri sei tete naDoc
😅😅Doc vema wig
Ehe ka August ndiNyamavhuvhu nhai tete ko munodirei kutinyadzisa nhaimi 🤣😂🤣
June-mbudzi
Iwee?!!
Hezvooo 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Caller wekutanga can also be tested fir diabetes as can present as such pakuvaviwa apo
Yess dear uririt ndakavaviwawo saizvozvo ikanobatwa sugar
Muroora wechipiri pawangoti mudhara kureva atezvara ndasvotwa nazvo unenge unotonga murume iwewe
Kwete Kuti unenge anototonga akangwarisa but Kuti mudhara haisi hayo problem
@@GodfryChibaya isu tiri Mandau kuti mudhara kureva atezvara kudheerera
Anototonga zvokut 😂
Mainini vekuvaviwa avo ngavatore garlic 🧄 crush it moisa mucooking oil mopota muchizora down there it works